< Mapisarema 96 >
1 Imbirai Jehovha rwiyo rutsva; imbirai Jehovha, nyika yose.
Muyimbire Mukama oluyimba oluggya; muyimbire Mukama mmwe ensi yonna.
2 Imbirai Jehovha, rumbidzai zita rake; paridzai ruponeso rwake zuva nezuva.
Muyimbire Mukama; mutendereze erinnya lye, mulangirire obulokozi bwe buli lukya.
3 Paridzai kubwinya kwake pakati pendudzi, namabasa ake anoshamisa pakati pamarudzi.
Mutende ekitiibwa kye mu mawanga gonna, eby’amagero bye mubimanyise abantu bonna.
4 Nokuti Jehovha mukuru uye anofanira kurumbidzwa, iye anofanira kutyiwa pamusoro pavamwari vose.
Kubanga Mukama mukulu era asaanira nnyo okutenderezebwa; asaana okutiibwa okusinga bakatonda bonna.
5 Nokuti vamwari vose vendudzi zvifananidzo, asi Jehovha akaita matenga.
Kubanga bakatonda bonna abakolebwa abantu bifaananyi bufaananyi; naye Mukama ye yakola eggulu.
6 Kubwinya noumambo zviri pamberi pake; simba nokubwinya zviri munzvimbo yake tsvene.
Ekitiibwa n’obukulu bimwetooloola; amaanyi n’obulungi biri mu nnyumba ye entukuvu.
7 Remekedzai Jehovha, imi ndudzi dzose, ipai rukudzo nesimba kuna Jehovha.
Mugulumize Mukama mmwe ebika eby’amawanga byonna; mutende ekitiibwa kya Mukama awamu n’amaanyi ge.
8 Ipai kuna Jehovha rukudzo rwakafanira zita rake; uyai nechipiriso mugopinda pavanze dzake.
Mugulumize Mukama mu ngeri esaanira erinnya lye; muleete ekiweebwayo mujje mu mbuga ze.
9 Namatai Jehovha mukubwinya kwoutsvene hwake; dederai pamberi pake, imi nyika dzose.
Musinze Mukama mu kitiibwa eky’obutuukirivu bwe. Ensi yonna esinze Mukama n’okukankana.
10 Muti pakati pendudzi, “Jehovha ndiye anobata ushe.” Nyika yakanyatsosimbiswa, haingazungunuswi; uye achatonga marudzi nokururama.
Mutegeeze amawanga gonna nti Mukama y’afuga. Ensi nnywevu, tewali asobola kuginyeenyaako; Mukama aliramula abantu mu bwenkanya.
11 Kudenga denga ngakufare, nyika ngaifarisise; gungwa ngaritinhire, nezvose zviri mariri;
Kale eggulu lisanyuke n’ensi ejaguze; ennyanja eyire ne byonna ebigirimu.
12 masango ngaafare, nezvose zviri maari. Ipapo miti yose yesango ichaimba nomufaro;
Ennimiro n’ebirime ebizirimu bijaguze; n’emiti gyonna egy’omu kibira nagyo gimutendereze n’ennyimba ez’essanyu.
13 ichaimba pamberi paJehovha, nokuti anouya, anouya kuzotonga nyika. Achatonga nyika nokururama, uye vanhu nechokwadi chake.
Kubanga Mukama ajja; ajja okusalira ensi omusango. Mukama aliramula ensi mu butuukirivu, n’abantu bonna abalamule mu mazima.