< Mapisarema 87 >

1 Zvavanakomana vaKora. Pisarema. Rwiyo. Akateya nheyo dzake pagomo dzvene;
Mji aliouanzisha umesimama juu ya mlima mtakatifu;
2 Jehovha anoda masuo eZioni kupfuura pose panogara Jakobho.
Yahwe anapenda zaidi malango ya Sayuni kuliko mahema yote ya Yakobo.
3 Zvinhu zvakaisvonaka zvinotaurwa pamusoro pako, iwe guta raMwari: Sera
Mambo matukufu yamesemwa kwako, mji wa Mungu. (Selah)
4 “Ndichanyora nezvaRahabhi neBhabhironi pakati pavanondiziva, neFiristiawo neTire, pamwe chete neEtiopia, uye vachati, ‘Uyu akaberekerwa muZioni.’”
Ninataja Rahabu na Babeli kwa wafuasi wangu. Tazama, Filisti, na Tiro, pamoja na Ethiopia nao watasema, 'Huyu alizaliwa humo.'”
5 Zvirokwazvo, pamusoro peZioni vachati, “Uyu nowoyo vakaberekerwamo, uye Wokumusoro-soro pachake acharisimbisa.”
Itasemwa juu ya Sayuni, “Kila mmoja wa hawa alizaliwa katika yeye; na yeye Aliye Juu atamuimarisha.
6 Jehovha achanyora panonyorwa mazita amarudzi, kuti, “Uyu akaberekerwa muZioni.” Sera
Yahwe anaandika katika kitabau cha sensa ya mataifa, “Huyu alizaliwa humo.” (Selah)
7 Pavanoimba, vachaimba vachiti, “Matsime angu ose ari mamuri.”
Hivyo waimbaji na wachezaji kwa pamoja waseme, “chemchem zangu zimo kwako.”

< Mapisarema 87 >