< Mapisarema 134 >

1 Rwiyo rworwendo. Rumbidzai Jehovha, imi varanda vose vaJehovha, vanoshumira usiku muimba yaJehovha.
Fihirana fiakarana.
2 Simudzai maoko enyu munzvimbo tsvene, murumbidze Jehovha.
Manandrata ny tananareo ho amin’ ny fitoerana masìna, Ka misaora an’ i Jehovah.
3 Dai Jehovha, iye Muiti wedenga napasi, akuropafadzai kubva paZioni.
Hitahy anao avy ao Ziona anie Jehovah Mpanao ny lanitra sy ny tany.

< Mapisarema 134 >