< Mapisarema 133 >
1 Rwiyo rworwendo rwaDhavhidhi. Zvakanaka uye zvinofadza sei kana hama dzichigara pamwe chete mukubatana!
Nkunga Davidi wunyimbudulu mu nzila yikuendila ku nzo Yave. Phila mboti ayi kitoko kuidi bakhomba mu thangu zinzingilanga va kimosi mu kithuadi.
2 Zvakafanana namafuta anokosha adururirwa pamusoro, anoerera kundebvu, anoerera kundebvu dzaAroni, anoburukira kusvikira pamipendero yenguo dzake.
Diambu beni didi banga mafuta ma thalu madukulu ku ntu, mankumba nate mu mayedo, mankumba nate mu mayedo ma Aloni, mankumba nate mu zitsongi zi zilobi ziandi.
3 Zvinoita sokuti dova reHerimoni riri kuwira pamusoro peGomo reZioni. Nokuti ndipo pakaiswa kuropafadza kwaJehovha, ihwo upenyu husingaperi-peri.
Didi banga bimi bi Helimoni bieti kumba mu miongo mi Sioni, bila kuna Yave keti vanina lusakumunu luandi, luzingu mu zithangu zioso.