< Mapisarema 130 >
1 Rwiyo rworwendo. Ndinodanidzira kwamuri Jehovha, ndiri pakadzika;
Nyimbo yoyimba pokwera ku Yerusalemu. Ndikulirira kwa Inu Yehova ndili mʼdzenje lozama;
2 haiwa Jehovha, inzwai inzwi rangu. Nzeve dzenyu ngadzinzwe kuchemera kwangu ngoni.
Ambuye imvani mawu anga. Makutu anu akhale tcheru kumva kupempha chifundo kwanga.
3 Dai imi, iyemi Jehovha, maironda zvakaipa zvomunhu, haiwa Jehovha, ndianiko aimira?
Inu Yehova, mukanamawerengera machimo, Inu Yehova, akanayima chilili ndani wopanda mlandu?
4 Asi kwamuri kune kukanganwira; naizvozvo imi munotyiwa.
Koma kwa Inu kuli chikhululukiro; nʼchifukwa chake mumaopedwa.
5 Ndinomirira Jehovha, mweya wangu unomirira, uye tariro yangu iri mushoko rake.
Ndimayembekezera Yehova, moyo wanga umayembekezera, ndipo ndimakhulupirira mawu ake.
6 Mweya wangu unorindira Ishe kupfuura varindi vanomirira rungwanani.
Moyo wanga umayembekezera Ambuye, kupambana momwe alonda amayembekezera mmawa, inde, kupambana momwe alonda amayembekezera mmawa,
7 Haiwa Israeri, isa tariro yako muna Jehovha, nokuti Jehovha ane rudo rusingaperi uye kwaari kune dzikinuro izere.
Yembekeza Yehova, iwe Israeli, pakuti Yehova ali ndi chikondi chosasinthika ndipo alinso ndi chipulumutso chochuluka.
8 Iye pachake achadzikinura Israeri kubva pazvivi zvavo zvose.
Iye mwini adzawombola Israeli ku machimo ake onse.