< Mapisarema 129 >

1 Rwiyo rworwendo. Vakandidzvinyirira zvikuru kubva pauduku hwangu, Israeri ngaati,
Nyimbo yoyimba pokwera ku Yerusalemu. “Andizunza kwambiri kuyambira ubwana wanga,” anene tsono Israeli;
2 “Vakandidzvinyirira zvikuru kubva pauduku hwangu, asi havana kundikunda.
“Andizunza kwambiri kuyambira ubwana wanga, koma sanandipambane.
3 Varimi vakarima musana wangu vakaita miforo yavo mirefu.”
Anthu otipula analima pa msana panga ndipo anapangapo mizere yayitali:
4 Asi Jehovha akarurama, akandisunungura pamabote avakaipa.
Koma Yehova ndi wolungama; Iye wandimasula ku zingwe za anthu oyipa.”
5 Vose vanovenga Zioni ngavadzorerwe shure nenyadzi.
Onse amene amadana ndi Ziyoni abwezedwe pambuyo mwamanyazi.
6 Ngavaite souswa pamusoro pedenga remba, hunooma husati hwakura;
Akhale ngati udzu womera pa denga la nyumba, umene umafota usanakule;
7 mukohwi haangazadzi maoko ake nahwo, uye anounganidza haangazadzi maoko ake.
sungadzaze manja a owumweta kapena manja a omanga mitolo.
8 Vanopfuura nepo ngavarege kuti, “Maropafadzo aJehovha ngaave pamusoro pako; tinokuropafadza muzita raJehovha.”
Odutsa pafupi asanene kuti, “Dalitso la Yehova lili pa inu; tikukudalitsani mʼdzina la Yehova.”

< Mapisarema 129 >