< Mapisarema 128 >
1 Rwiyo rworwendo. Vakaropafadzwa vose vanotya Jehovha, vanofamba munzira dzake.
Amebarikiwa kila mtu amchaye Yahwe, atembeaye katika njia zake.
2 Uchadya chibereko chokushanda kwako; maropafadzo nokubudirira zvichava zvako.
Kazi ya mikono yako, wewe utaifurahia; utabarikiwa na kufanikiwa.
3 Mukadzi wako achava somuzambiringa unobereka, pakati peimba yako; vanakomana vako vachaita samabukira omuorivhi, vakakomberedza tafura yako.
Mke wako atakuwa kama mzabibu uzaao katika nyumba yako; wanao watakuwa kama miche ya mimea ya mizeituni wakaapo kuzunguka meza yako.
4 Ndizvo zvakaita munhu akaropafadzwa, anotya Jehovha.
Ndiyo, hakika, mtu anaye muheshimu Yahwe atabarikiwa.
5 Jehovha ngaakuropafadzei kubva kuZioni, mazuva ose oupenyu hwenyu; muone henyu kubudirira kweJerusarema,
Mungu na akubariki toka Sayuni; na uweze kuona mafanikio ya Yerusalemu siku zote za maisha yako.
6 uye murarame kuti muone vana vavana venyu. Rugare ngaruve pana Israeri.
Uishi uwaone wana wa wanao. Amani iwe na Israli.