< Mapisarema 122 >
1 Rwiyo rworwendo rwaDhavhidhi. Ndakafara pavakati kwandiri, “Handei kumba yaJehovha.”
Salimo la Davide. Nyimbo yoyimba pokwera ku Yerusalemu. Ndinakondwera atandiwuza kuti, “Tiyeni ku nyumba ya Yehova.”
2 Tsoka dzedu dzimire mukati mamasuo ako, iwe Jerusarema.
Mapazi athu akuyima mʼzipata zako, Iwe Yerusalemu.
3 Jerusarema rakavakwa seguta rakapakata kwazvo.
Yerusalemu anamangidwa ngati mzinda umene uli wothithikana pamodzi.
4 Ndiko kunokwira marudzi, iwo marudzi aJehovha, kundorumbidza zita raJehovha maererano nezvakatemerwa Israeri.
Kumeneko ndiye kumene kumapita mafuko, mafuko a Yehova, umboni wa kwa Israeli, kuti atamande dzina la Yehova.
5 Zvigaro zvokutonga zvimire ikoko, zvigaro zvoushe zveimba yaDhavhidhi.
Kumeneko anayikako mipando yaufumu yachiweruzo, mipando yaufumu ya nyumba ya Davide.
6 Nyengetererai rugare rweJerusarema: “Vanokuda dai vagara zvakanaka.
Pemphererani mtendere wa Yerusalemu: “Iwo amene amakukonda iwe zinthu ziwayendere bwino.
7 Dai mukati mamasvingo ako maita rugare, nokuchengetedzeka mukati menhare dzako.”
Mukhale mtendere mʼkati mwa makoma ako, ndipo mʼnyumba zako zaufumu mukhale chitetezo.”
8 Nokuda kwehama neshamwari dzangu, ndichati, “Rugare ngaruve mukati mako.”
Chifukwa cha abale anga ndi abwenzi anga ndidzati, “Mtendere ukhale mʼkati mwako.”
9 Nokuda kweimba yaJehovha Mwari wedu, ndichatsvaka kubudirira kwako.
Chifukwa cha Nyumba ya Yehova Mulungu wathu, ndidzakufunira zabwino.