< Mapisarema 11 >
1 Kumutungamiri wokuimba. Pisarema raDhavhidhi. Ndinovanda muna Jehovha. Mungareva seiko kwandiri muchiti, “Tizira kugomo rako seshiri.
【義人依靠天主】上主是我的避難所,你們怎麼能對我說:像隻小鳥,飛往深山!
2 Nokuti tarira, vakaipa vanowembura uta hwavo; vanogadzirira miseve yavo parukungiso, kuti vapfure vari murima, uyo akarurama pamwoyo.
看,惡人挽弓搭箭,向心誠的人暗算。
3 Kana nheyo dzaparadzwa, akarurama angaiteiko?”
基礎既已全部崩潰,義人還能有何作為?
4 Jehovha ari mutemberi yake tsvene; Jehovha ari pachigaro chake choushe chokudenga. Anocherechedza vanakomana vavanhu; meso ake anovaedza.
上主住在自己的聖殿,上主的寶座設於天;祂的眼睛垂視,祂的目光細察人子,
5 Jehovha anoedza vakarurama, asi vakaipa navanoda zvechisimba mweya wake unovavenga.
上主審察著義人與惡人;全心痛恨那愛蠻橫的人,
6 Pane vakaipa anonayisa mazimbe omoto nesafuri inopfuta; mhepo inopisa ndiwo uchava mugove wavo.
上主使火碳硫磺降於惡人之身,乾燥的熱風將是他們杯中之分。
7 Nokuti Jehovha akarurama, anoda kururamisira; vanhu vakarurama vachaona chiso chake.
上主是正義的,上主酷愛公正,心誠的人必得見祂的儀容