< Mateo 21 >

1 Vakati voswedera kuJerusarema uye vasvika muBhetifage pagomo reMiorivhi, Jesu akatuma vadzidzi vaviri,
U Yesu na wanafunzi wakwe bhahafia karibu Huyerusalemu na wakhawala mpaka Bethfage, hwi gamba ilya mizeituni, nantele u Yesu akhabhawonzya awanafunzi wawele,
2 achiti kwavari, “Endai kumusha wamakatarisana nawo uye imomo muchaona mbongoro yakasungirirwa pamwe chete nomwana wayo. Mudzisunungure muuye nadzo kwandiri.
akhawawozya, “Walaji hushijiji shishili hwilongolela isala zyezi munza huyanje idogobhi ipinyilwe pala, inyanadango yakwe. Mubhaule na huwalete huline.
3 Kana pano munhu anotaura chinhu kwamuri, mumuudze kuti, Ishe anodzida uye achadzidzosa nokukurumidza.”
Nkha muntu wowonti ahuwawozya lioliontu ahusu elyo, munza, `U Bwana ahubhanza, ` umuntu unyo hani hani anza huwenteshe ahwenze nayo”
4 Izvi zvakaitika kuti zvizadzise zvakataurwa kubudikidza nomuprofita achiti:
Ijambo elyo lyahafumie lilila lyakhayangwilwe na watumi lazima lifumile. Shakhabhawozezye,
5 “Muti kuMwanasikana weZioni, ‘Tarira, Mambo wako anouya kwauri, ari munyoro, akatasva mbongoro, ari pamusoro pomwana wembongoro.’”
Bhawozye abhalendu bhahusayuni, enyhi uumwene wakho hu za humwenyu umwololo akhangaliye idogobhi umwana dogobhi unume, umwana dogobhi umembha.
6 Vadzidzi vakaenda vakandoita sezvavakanga varayirwa naJesu.
Nantele awanafunzi bhahasogola nawombhe nanzi u Yesu shabhalajizizye.
7 Vakauya nembongoro nomwana wayo, vakaisa nguo dzavo pamusoro padzo, uye Jesu akagara pamusoro padzo.
Bhakhanetela idogobhi nu mwana dogobhi nawhesha amenda gao humwanya yao, nape u Yesu ahakhala pala.
8 Vanhu vazhinji vakawarira nguo dzavo mumugwagwa, vamwewo vakatema mapazi emiti vakaawarira mumugwagwa.
Whinchi bhakhawongeni wakhala amenda gao mwidala, na awamo bhahadumuye amadhanzala afume mumakwi bhahalile mubalabala.
9 Vazhinji vakanga vakatungamira mberi navaya vakanga vachitevera vakadanidzira vachiti: “Hosana kuMwanakomana waDhavhidhi!” “Akaropafadzwa uyo anouya muzita raIshe!” “Hosana kumusoro-soro!”
Awhinchi bhabhahatagaliye u Yesu bhala bhabhahafuatile u Yesu bhahabhanjile bhahayanga, “Hosana umwana wa Daudi! Usayhiwilwe uyezela hwitawa lya Bwana. Hosana humwa hani!”
10 Jesu akati apinda muJerusarema, guta rose rakazungunuswa, vakabvunza vachiti, “Ndianiko uyu?”
U Yesu lwahafia Huyerusalemu, umji ghonti gwakhongopa nayanje aje, “Uno yu nanu?
11 Vazhinji vakati, “Uyu ndiye Jesu, muprofita anobva kuNazareta kuGarirea.”
“Awhichi wakhayanga, “Onho yu Yesu utumwa, afume Hunazareti ya Hugalilaya.”
12 Jesu akapinda munzvimbo yetemberi akadzinga vose vaitenga nokutengesa. Akapidigura tafura dzavaitsinhanha mari nezvigaro zvavaitengesa njiva.
Nantele u Yesu ahinjila hushiwanza sha Ngolobhe ahawamanyizya hoze wunti bhahakalaga na kazye mshiwanza. Antele ahagwisizye imeza zya bhahakalananga ihela ni vinti vyakhabhakazianga iunda.
13 Akati kwavari, “Kwakanyorwa kuchinzi, ‘Imba yangu ichanzi imba yokunyengetera,’ asi imi mava kuiita ‘bako ramakororo.’”
Akhawawozya, “Isimbwilwe, “Inyumba yane inzakwiziwe nyumba ya puutile, `eshi amwe muyiweshele lipaho lya hupele.”
14 Mapofu navakaremara vakauya kwaari kutemberi, uye akavaporesa.
Naulele bwawabadiye bhakhalemeye bhahamalila hushibhanza nape akhabhaponizye.
15 Asi vaprista vakuru navadzidzisi vomurayiro pavakaona zvinhu zvinoshamisa zvaakaita, uye vana vachidanidzira mutemberi vachiti, “Hosana kuMwanakomana waDhavhidhi,” vakatsamwa.
Lakini awagosi wishiwanzya na abhasimbi lwabhakhalola amayele gawombile, na lwabhahovya awana bhabwanga ishongo mshibhaza na ayanje, “Hosana amwana wa Daudi,” bhakhakhatwilwe ni lioyo.
16 Vakamubvunza vachiti, “Uri kunzwa zviri kurehwa navana ava here?” Jesu akavapindura achiti, “Hongu, hamuna kurava here panoti: “‘Pamiromo yavana navacheche makaisa rumbidzo’?”
Bhakhamuozezye, uyumvyezye shabhayanga ewa abhantu?” U Yesu akhabhawozya, “Eee! inovyezye, lakini sagamuwahile abhazye afume humalomo gabhana na awasanga bhabhahoha muli indombo kamili?”
17 Uye akavasiya akabuda muguta umu akaenda kuBhetani kwaakandovata.
Nantele u Yesu akhawaleha akhawala honze yikhaya huu Bethania na ahagona khuho.
18 Mangwanani-ngwanani, paakanga ari munzira achidzokera kuguta, akanzwa nzara.
Ishandabhe lwakhawelanga humjini akhali ni nzala.
19 Akati aona muonde pedyo nomugwagwa, akatsaukira pauri asi haana kuwana chinhu pauri kunze kwamashizha. Ipapo akati kwauri, “Ngakurege kuva nemicherozve pauri!” Pakarepo muti uya wakabva wasvava. (aiōn g165)
Akhalola ikwi pambembe yi barabara. Akhawala, lakini sagaahapente ahantu humwanya yankwe ila amatundu. Akhaliwozezye, “Usahabhe namadondo wila wila nantele.” Amasala gengo ikwi lila lyahoma. (aiōn g165)
20 Vadzidzi vakati vazviona, vakakatyamara, vakati, “Ko, muonde uyu wabva wasvava pakarepo sei?”
Abhansukulu lwabhakhalola, bhakhaswinjile na yanje, “Yabhawele ikwi lyomele sheshi sheshikhani?”
21 Jesu akapindura akati, “Ndinokuudzai chokwadi kuti kana mune kutenda uye musingakahadziki, hamungaiti zvaitwa kumuonde uyu chete, asi munogonawo kuti kugomo iri, ‘Enda undozvikanda mugungwa’ uye zvichaitika.
U Yesu akhabhajimbu akhabhawozya lyoli ihumbawozya aje khamli nu lwetekho bila uwonga, sangamzawombe shishiwhumbeshe hwikwi tu, lakini mnzahuwhuzye hata elugamba lyengwe na hulitanje mwidimi igosi na inzawombeshe.
22 Kana muchitenda, muchagamuchira zvose zvamunokumbira mukunyengetera.”
Lyolyonti lyamza labhe na punte nkhamli nulweuteho munzaposhele.”
23 Jesu akapinda muruvazhe rwetemberi, uye paakanga achidzidzisa, vaprista vakuru navakuru vavanhu vakauya kwaari. Vakamubvunza vakati, “Muri kuita zvinhu izvi nesimba ripi? Uye ndiani akakupai simba irori?”
U Yesu lwakhafika mshibhanza awagosi bha makuhani na bhagogolo bha bhantu wakhamalila lwahamanyizianga, na wakhamozya, “Hungovu wele uwomba amambo enga? Na yu nanu apiye ingovu enzi?”
24 Jesu akapindura akati, “Nemiwo ndichakubvunzai mubvunzo mumwe chete. Kana mukandipindura ndichakuudzaiwo simba randiri kuita naro zvinhu izvi.
U Yesu ahawajibu na hubhawozye, “Nane ihumba whuzya iswali lyekha. Nkhamuhubozya anje anane iwombo enga hungovu ya nanu.
25 Rubhabhatidzo rwaJohani rwakabvepi? Rwakabva kudenga here kana kuvanhu?” Vakataurirana pakati pavo vachiti, “Kana tikati, ‘Rwakabva kudenga’ achazobvunza kuti, ‘Zvino makaregerei kumutenda?’
Uwhoziwa wa Yohana- wakhafumile hwii, humwanya au hwa wantu?” Bhanayangana wene, aje, nkhatiyanje whakhafumile humwanya, `anzahutiwhozye shonu sangamwaha mweteshe? `
26 Asi kana tikati, ‘Rwakabva kuvanhu,’ tinotya vanhu, nokuti vose vanotenda kuti Johani aiva muprofita.”
Nantele nkhatiyanje whakhafumile hwabhantu, `tihuwongopa wishiwaza, sababu whunti bhahunola u Yohana aje yutumi.”
27 Saka vakapindura Jesu vachiti, “Hatizivi.” Ipapo iye akati, “Neni handingakuudzeiwo simba randinoita naro zvinhu izvi.”
Nantele bhahajibu u Yesu, “Sagatimanye” Akhabhawozya nape nane sangaihumbawhuzya hungovu wele iwhomba amambo ega.
28 “Munofungei nazvo? Paiva nomurume aiva navanakomana vaviri. Akaenda kuno wokutanga akati, ‘Mwanangu, enda nhasi unoshanda mumunda wemizambiringa.’
Eshi msebha yenu? Umuntu yalinawana wawele. Akhabhala hwa weka akhamozya, `Mwanawane, bhala uwombe imbombo hugonda gwi mizabibu,
29 “Akapindura achiti, ‘Handidi,’ asi pashure akazvidemba uye akazoenda hake.
ilelo. `Umwana ahajibu na yan sangaimbala, Lakini pamande akhabadilisya isewho zyakwe akhabhala.
30 “Ipapo baba vaya vakaenda kuno mumwe mwanakomana vakasvikomuudza zvimwe chetezvo. Iye akapindura achiti, ‘Ndichaenda, baba’ asi haana kuenda.
Na umuntu ula akhabhala hwamana wabhile humuozye shishila. Umwana ola ahajibu na yanje aje imbala, gosi,' lakini sagawabhala.
31 “Ndoupiko pavaviri ava akaita zvaidiwa nababa vake?” Vakapindura vachiti, “Wokutanga.” Jesu akati kwavari, “Ndinokuudzai chokwadi, vateresi nezvifeve vari kukutangirai kupinda muumambo hwaMwari.
Yunanu kati ya wana bhabhile yawhombiole shahwanza uudada wakwe? Bhakhamuzya, “Umwana uwahuande.” U Yesu akhabhawonganya ikondi na bhamalaya bhahaiinjila hwa mwene hwa Ngolobhe shamsele amwe ahwinjile.
32 Nokuti Johani akauya kwamuri kuti azokuratidzai nzira yokururama, mukasamutenda, asi vateresi nezvifeve vakatenda. Uye kunyange mushure mokunge maona izvi hamuna kutendeuka mukamutenda.
Huje u Yohana akhenzele hulimwe hwidala liligoloshe, lakini amwe sagamwahaposheye, eobha whunga nya ikodi na bhamalaya bhakhaposheye. Amwe, iwamwakhalola elyo liwhombeha sangamwakha lambihe aje pamande mposhele.
33 “Inzwai mumwe mufananidzo. Kwakanga kuno mumwe murume akanga arima munda wake wemizambiringa. Akaukomberedza noruzhowa, akacherera chisviniro chewaini uye akavaka shongwe. Ipapo akasiya munda womuzambiringa kuvarimi vaimupa mari ndokuenda parwendo rurefu.
Tejelezi ufyana ungwamwao. Hwakhali umuntu, umuntu yalini sehemu ingosi iyinsi. Ahatotile amizabibu akhaga wesheye imbanga ahagombile ishombo sha nkhamile idivai, ahazenga iboma lyawalizi, ahapanjizya bhabhalimilila umuzabibu. Ahasongola akhawala insi inyamwao.
34 Nguva yokukohwa yakati yasvika, akatuma varanda vake kuvarimi vaya kuti vandotora zvibereko zvake.
Uwakati wavune imizabibu lwabhafiha ahabhalajizya abhawomba mbombo hwabhalima amizabibu ahweje amizabibu gankwe.
35 “Varimi vakabata varanda vaya, vakarova mumwe, vakauraya mumwe, uye vakataka wechitatu namabwe.
Lakini bhabhalima amizabibu bhahawenga abhawomba mbombo wakwe, bhahakhoma weka bhabuda uwamwao bhakhoma weka na mawe.
36 Ipapo akatumazve vamwe varanda kwavari, vakawanda kupfuura vokutanga, varimi vakavaitira zvimwe chetezvo.
Nantele ugosi ahatuma abhawomba mbombo abhamwao, winchi hani ashile wala abhahuande, bhabhalima amizabibu bha khawobile shishila.
37 Pakupedzisira akatuma mwanakomana wake kwavari. Akati, ‘Vacharemekedza mwanakomana wangu.’
Baada yepo ugosi ula akhatuma umwana wakwe, ahaga, 'Wazahutinishe umwana wane.'
38 “Asi varimi pavakaona mwanakomana vakataurirana vakati, ‘Uyu ndiye mudyi wenhaka. Uyai timuuraye, tigotora nhaka yake.’
Lakini bhabhalima amizabibu lwabhanola usahala ula, bhakhayangana, “Onu yu mrithi, Inzaji, tibude na tenye urithi.'
39 Saka vakamutora vakamubudisa kunze kwemunda wemizambiringa vakamuuraya.
`Basi bhahatanga hunze mugonda gwi mizabibu na hubude.
40 “Naizvozvo, panouya muridzi womunda womuzambiringa achaiteiko kuvarimi avo?”
Jee ugosi wigonda wa mizabibu lwanza ahwenze anza huwawombe wele bhabhalima imizabibu?”
41 Vakapindura vakati, “Achaparadza varimi vakaipa ava, uye achapa munda womuzambiringa kuna vamwe varimi avo vachazomupa mugove wake wezvirimwa pakukohwa.”
Bhakhamuozya, “Anzahubhananganye ewho awantu abhabhibhi, hwidala ikhali hani, na anza panjizye ugonda gwi mizabibu hwa bhakulima abhamwawo wamizabibu, awantu bhabhaza sombe kwajili ya mizabibu lwagazatone.”
42 Jesu akati kwavari, “Hamuna kutomborava here muMagwaro panoti: “‘Ibwe rakarambwa navavaki ndiro rakazova musoro wekona. Ishe aita izvi, uye zvinoshamisa pamberi pedu’?
U Yesu akhabhawozya, “Aje sangamubhazizye amaandiko, iwe lwabha akhanile awazenje lyabha liwe ligosi lya msingi. Eli kyakhafumile hu Bwana, lishwizisya pamaso gentu?”
43 “Naizvozvo ndinokuudzai kuti umambo hwaMwari huchatorwa kubva kwamuri huchipiwa kuvanhu vachabereka zvibereko zvahwo.
Eshi ihumbawhuzya, u Umwene wa Ngolobhe unzahungwe agume humwenyu, wanzapelwe bhamunsi bhabhasnga amadondu gankwe.
44 Uyo anowira pamusoro pebwe iri achavhunika kuita zvidimbu zvidimbu asi uyo warichawira achapwanyiwa.”
Whowhitu yazangwe humwanya yi iwe elyo anzabuduhane buduhane. Lakini whowhunti yalinzahugwele linzahusye.”
45 Vaprista vakuru navaFarisi pavakanzwa mifananidzo yaJesu, vakaziva kuti aitaura nezvavo.
Abhagosi wishiwanza na Amafarisayo lwawhonvya ishifano shakwe, bhakhamanya aje ahubhayanga wewo.
46 Vakatsvaka nzira yokuti vamusunge nayo, asi vakatya vanhu vazhinji nokuti vakanga vachiti muprofita.
Lakini lwabhanzaga agolosye inyobhe hwa mwene, bhahogope awashibhaza, awantu bhakhamwenyizye aje mtumi.

< Mateo 21 >