< Revhitiko 19 >
1 Jehovha akati kuna Mozisi,
Hina Gode da Mousesema e da alofele Isala: ili dunu ilima sia: ma: ne sia: i, “Dilia hadigi agoane hamoma. Bai Na, dilia Hina Gode, da Hadigidafa gala.
2 “Taura kuungano yose yeIsraeri uti kwavari, ‘Ivai vatsvene nokuti ini Jehovha Mwari wenyu ndiri mutsvene.
3 “‘Mumwe nomumwe wenyu anofanira kuremekedza mai nababa vake uye munofanira kuchengetedza maSabata angu. Ndini Jehovha Mwari wenyu.
Dilia huluane afae afae amo dilia ada amola ame elama nodone dawa: ma. Amola Na sema defele, Sa: bade eso noga: le ouligima. Na da dilia Hina Gode!
4 “‘Musava nehanya nezvifananidzo kana kuzviitira vamwari vesimbi dzakanyungudutswa. Ndini Jehovha Mwari wenyu.
Dilia Na mae yolesima. Amola eno loboga hamoi ogogosu ‘gode’ ilima nodone mae sia: ne gadoma. Ogogosu ‘gode’ ouli amoga mae hamoma amola ilima mae nodone sia: ne gadoma. Na da dilia Hina Gode!
5 “‘Kana uchipa Jehovha chibayiro chechipiriso chokuwadzana, unofanira kuchipa nenzira inoita kuti chigamuchirwe pachinzvimbo chako.
Dilia Hahawane Gilisili Olofole Iasu hamoma: ne, ohe medole legesea, sema huluane Na dilima i, amoma fa: no bobogema. Amasea, Na da dilia iasu hahawane lamu.
6 Chichadyiwa nomusi waunochibayira kana zuva rinotevera; chinhu chipi nechipi chinosiyiwa kusvika pazuva rechitatu chinofanira kupiswa.
Amo iasu ea hu da eso amoga e da medole legei o aya eso agoane moma: ne sia: mu. Be eso osoda amoga hu hame mai dialebe ba: sea, amo laluga gobesima.
7 Kana zvimwe zvacho zvikadyiwa pazuva rechitatu hazvina kuchena uye hazvigamuchirwi.
Bai amo hu da ledo hamoi dagoi. Amola dunu afae da amo hu nasea, Na da iasu huluane hame lamu.
8 Ani naani anozvidya achapiwa mhosva nokuti asvibisa chitsvene kuna Mwari; munhu iyeye anofanira kubviswa pakati pavanhu vokwake.
Nowa da agoaiwane nasea, e da amo liligi Nama ilegei amo da udigili liligi olelesa. Amaiba: le, amo dunu da Na fidafa amoga fadegai dagoi ba: mu.
9 “‘Kana uchikohwa mumunda wako usakohwa kusvika kumuchetocheto womunda wako, kana kunhongera zvawira pasi pakukohwa.
Dilia da dilia ifabi gamisia, gagoma da bega: sagai, amo mae faima. Amo gagoma udigili dialebe, amo lama: ne, mae sinidigima.
10 Musakohwa kechipiri mumunda wemizambiringa kana kunhonga mazambiringa adonha. Zvisiyire varombo kana vatorwa. Ndini Jehovha Mwari wenyu.
Amola dilia waini sagai faisia, amoga waini fage fisi dialebe amo lamusa: , bu mae sinidigima. Hame gagui dunu amola ga fi amo moma: ne yolesima. Na da dilia Hina Gode!
11 “‘Usaba. “‘Usareva nhema. “‘Musanyengedzana.
Wamolasu amola ogogosu hou maedafa hamoma.
12 “‘Usapika nhema nezita rangu ugozvidza zita raMwari wako. Ndini Jehovha.
Dilia udigili Na Dioba: le sia: mae ilegema. Amo hou da Na Dio wadela: sa. Na da dilia Hina Gode.
13 “‘Usabiridzira muvakidzani wako kana kumutorera chinhu nechisimba. “‘Usachengeta mubayiro womushandi kusvikira mangwana.
Dilia eno dunu ea hou wadela: ma: ne o ea liligi lamusa: , mae ogogoma. Amola mae wamolama! Nowa da dia hawa: hamosu hamoi galea, ea bidi hedolo ema ima. Gasi afae mae iawane oualigimu da defea hame.
14 “‘Usatuka matsi kana kuisa chigumbuso mberi kwebofu, asi itya Mwari wako. Ndini Jehovha.
Ge wadela: i dunu ema gagabusu aligima: ne mae ilegema. Amola si dofoi dunu da sadenane dafasa: besa: le, dafama: ne liligi ea logoga mae ligisima. Nama beda: ma! Na da dilia Hina Gode.
15 “‘Usaminamisa kururamisira, usatsaura murombo uchifarira mupfumi, asi tonga muvakidzani wako zvakakodzera.
Fofada: su hou amo ganodini moloidafa amola defele hamoma. Hame gagui dunu ilima baligili mae dawa: ma amola bagade gagui dunu ilima mae beda: ma.
16 “‘Usafamba uchiparadzira makuhwa pakati pavanhu vokwako. “‘Usaita chinhu chinoisa upenyu hwomuvakidzani wako panjodzi. Ndini Jehovha.
Eno dunu ea hou gugunufinisima: ne, ogogole mae sia: ma. Amola fofada: su dunu da eno dunuma bogoma: ne fofada: su hamosea di da amo dunu gaga: musa: dawa: lai sia: galea, amo mae beda: iwane sia: ma. Na da dilia Hina Gode.
17 “‘Usavenga hama yako mumwoyo mako. Tsiura muvakidzani wako zviri pachena kuitira kuti usazova nomugove pamhosva yake.
Eno dunuma mae higama. Be alia da sia: ga gegesu galea, di da wadela: i hou hamosa: besa: le, hedolowane hou hahamoma.
18 “‘Usatsvaka kutsiva kana kugara nedaka nomumwe wavanhu vokwako, asi ida muvakidzani wako sokuda kwaunozviita iwe. Ndini Jehovha.
Eno dunuma dabe lama: ne mae dawa: ma amola eno dunu mae higama. Be dia da: i amoma asigi hou amo defele dia na: iyadoma asigima. Na da dilia Hina Gode.
19 “‘Chengeta mirayiro yangu. “‘Usaberekesa mhando dzemhuka dzakasiyana. “‘Usadyara mbeu mbiri dzakasiyana mumunda mako. “‘Usapfeka nguo yakarukwa nemicheka miviri yakasiyana.
Na sema nabawane hamoma. Lai gebo hisu hisu amo mano lama: ne mae gilisima. Hawa: aduna ifabi afae ganodini mae sagama. Abula aduna amoga da: i salasu mae nodomema.
20 “‘Kana murume akavata nomukadzi ari murandakadzi akavimbiswa kuno mumwe murume, asi mukadzi asina kudzikinurwa kana kupiwa rusununguko rwake, panofanira kuva nokurangwa kwakakodzera. Asi haafaniri kuurayiwa nokuti mukadzi uyu anga asati asunungurwa.
Dunu da udigili hawa: hamosu uda amo eno dunuma ea gidisedagi uda hamoma: ne, bidi lamusa: ilegei galea, be amo dunu da ema muni hame i galea, hina dunu da ea hawa: hamosu uda ema gilisili golasea, dilia e amola amo uda mae medole legema. Bai e da ea udigili hawa: hamosu uda amola ea bidi hame lai. Be ela da se iasu ba: mu.
21 Zvisinei, murume uyu anofanira kuuya negondobwe kumusuo weTende Rokusangana rechipiriso chemhosva kuna Jehovha.
Amo dunu da Dabe Ima: ne gobele salasu hamoma: ne, sibi gawali amo Na Abula Diasu logo holeiga gaguli misa: ne sia: ma.
22 Negondobwe rechipiriso chemhosva muprista anofanira kumuyananisira pamberi paJehovha nokuda kwechivi chaakaita, uye chivi chake chicharegererwa.
Amasea, amoga gobele salasu dunu da ledo gala dodofesu hou amo dunu ea wadela: i hou fadegama: ne hamomu. Amasea Gode da ea wadela: i hou gogolema: ne olofomu.
23 “‘Kana mapinda munyika iyo mukadyara muchero upi noupi, torai michero yacho seisingabvumirwi. Kwamakore matatu munofanira kuitora seisingabvumirwi. Haifaniri kudyiwa.
Dilia da Ga: ina: ne soge amoga golili dasea, amola ha: i manu ifa bugisia, ode udiana amoga ea fage legei da ledo gala dawa: ma. Amo ode udiana ganodini, dilia da amo ifa ea fage mae moma.
24 Mugore rechina, michero yacho yose ichava mitsvene, chipiriso chokurumbidza kuna Jehovha.
Ode biyadu amoga, amo ifa ea fage huluane, Hina Godema imunusa: ilegema. Dilia da Na, Hina Gode, Nama nodomusa: agoane hamoma.
25 Asi mugore rechishanu mungadya michero yacho. Nenzira iyi gohwo renyu richawedzerwa. Ndini Jehovha Mwari wenyu.
Be ode biyale gala amoga, dilia amo ifa ea fage manu da defea. Dilia agoane hamosea, dilia ifa da fage baligili legemu. Na da dilia Hina Gode.
26 “‘Usadya nyama ipi neipi ichine ropa. “‘Usaita zvokushopera kana zvouroyi.
Hu amo ganodini da maga: me dialebe, mae moma. Wadela: i fefedoasu hou mae hamoma!
27 “‘Musacheka bvudzi renyu kumativi omusoro kana kudimurira ndebvu dzenyu.
Dilia dialuma hinabo la: ididili diala, amo mae damuni fasima, amola dilia maya: bo fe mae dadamuma.
28 “‘Musacheka miviri yenyu nokuda kwavakafa kana kuzviisa nyora. Ndini Jehovha.
Gugui dedesu hou mae hamoma amola bogoi ilima asigiba: le, dilia da: i amoga mi defesu mae fa: ginisima. Na da Hina Godedafa.
29 “‘Usaderedza unhu hwomwanasikana wako nokumuita chifeve nokuti nyika yose ichaita ufeve ikazara nouipi.
Dilia uda mano amo ogogosu ‘gode’ ea debolo diasuga hina da: i bidi lasu uda agoane maedafa hamoma. Amo hou da ili wadela: mu. Be dilia da agoane hamosea, dilia da Na yolesili, eno ogogosu ‘gode’ amoma fa: no bobogele, soge da wadela: i hamosu amoga nabaiwane ba: mu.
30 “‘Chengetedza maSabata angu uye uremekedze nzvimbo yangu tsvene. Ndini Jehovha.
Sa: bade eso noga: le dawa: ma. Amola sogebi amogawi dunu da Nama nodone sia: ne gadosa, amoma nodone dawa: ma. Na da Hina Gode.
31 “‘Usaenda kumasvikiro nokune vezvemidzimu nokuti uchasvibiswa navo. Ndini Jehovha Mwari wako.
Dunu amo da bogoi a: silibu amoma fada: i sia: hogosa, amoma mae gilisima. Agoane hamosea, dilia da ledo gala hamoi dagoi ba: mu. Na da dilia Hina Gode.
32 “‘Unofanira kusimukira vachena bvudzi, ratidza rukudzo kuna vakuru uye utye Mwari wako. Ndini Jehovha.
Asigilai, da: i hamoi dunu amola uda ilima nodone dawa: ma. Nama beda: ma. Na da Hina Godedafa.
33 “‘Kana mutorwa akagara nemi munyika, musamubate zvakaipa.
Dilia ga fi dunu dilia soge ganodini esala, ilima asigiwane hamoma.
34 Mutorwa anogara nemi anofanira kubatwa sechizvarwa chenyu. Mudei sokuda kwamunozviita imi nokuti maiva vatorwa muIjipiti. Ndini Jehovha Mwari wenyu.
Dilia da dilia Isala: ili na: iyado dunu ilima hamosu defele ilima hamoma. Bu dawa: ma! Dilia amola da musa: ga fi agoane Idibidi soge ganodini esalu. Na da dilia Hina Gode.
35 “‘Musashandise zviero zvokubiridzira kana muchiera urefu, uremu kana uwandu.
Dilia eno dunuma ogogole mae hamoma. Ogogosu dioi defei ba: su liligi (scales) amola sedade ilegesu amola idisu liligi, amoga ogogole mae hamoma.
36 Shandisai zviyero zvechokwadi efa rechokwadi nehini yechokwadi. Ndini Jehovha Mwari wenyu akakubudisai muIjipiti.
Moloiwane ado ba: su liligi amola dioi ba: su liligi amola sedade ilegesu liligi, amoga fawane hawa: hamoma. Na da dilia Hina Gode amola Na da dili Idibidi sogega fisili masa: ne gadili asunasi.
37 “‘Chengetai mirayiro yangu yose nemitemo yangu yose, mugoitevera. Ndini Jehovha.’”
Na sema amola Na hamoma: ne sia: i liligi huluane nabawane hamoma. Bai Na da Hina Godedafa.”