< Judha 1 >
1 Judha, muranda waJesu Kristu nomununʼuna waJakobho, kuna vaya vakadanwa, vanodikanwa naMwari Baba, vanochengetwa naJesu Kristu:
Yuda ukungwa va Yesu kelesti, nu lukololwe u Yakobo, huvala ava elangiwe, avagane hwa Nguluve Udaada, avavo vatunziwe hwa Yesu Kelesti.
2 Ngoni, rugare norudo ngazviwande kwamuri.
nuluhungo nuhwedeha ulugano lwongesehe huliomwe.
3 Shamwari dzinodikanwa, kunyange ndakanga ndichishingairira kuti ndinyore kwamuri pamusoro poruponeso rwatinogovana, ndakafunga kuti ndinofanira kunyora ndichikukurudzirai kuti murwire kutenda kwakapiwa vatsvene kamwe.
Vagane, usehe navile nivomba humaha goni uhuvasimbela umwe uhuhusu uvukresti weto woni, nehela simisiwe uhuvandehela uhuvavula msindanele uvuyelweli nu lwidiho lulwa lwakabesiwe hamo kuvanya lwidino.
4 Nokuti vamwe varume vane kutongwa kwavo kwakanyorwa nezvako kare, vakapinda muchivande pakati penyu. Ivo vanhu vasina umwari, vanoshandura nyasha dzaMwari wedu vachidzitora semvumo yokuita upombwe, uye vachiramba Jesu Kristu, Ishe naTenzi wedu mumwe oga.
Ulwahuva avanu fulani kiheyingecha husili katikati yenyo-avanu avaelangiwe ne alana ya uvuhegi-avanu vahabadeleswa ukulweli uwa Nguluve veto nuhubela Unguluve u Yesu Kelesti.
5 Kunyange maizviziva henyu kare, ndinoda kukuyeuchidzai kuti Ishe akasunungura vanhu vake kubva muIjipiti, asi pashure akaparadza vaya vakanga vasingatendi.
Usehe ugu ninogwa uhuva kombu sia umwe hata kama usihe mlehwelewa uvukamalifu uhuta u Nguluve avohwile avanu uhuhuma huhelongahwanisili lakini baada ya vale uhuva anameswa vala vavo savale hunogwa uhumwedeva.
6 Uye vatumwa vasina kuchengeta nzvimbo youkuru hwavo asi vakasiya musha wavo, ivava akavachengeta murima, vakasungwa nengetani dzokusingaperi vakamirira kutongwa pazuva guru. (aïdios )
Usuhwa uvasalendile uvu vaha vuwa pahetamelo ehwa mana huvukungwa uwasihuchoni igati mkelo huasili y uvuhegi. (aïdios )
7 Nenzira imwe cheteyo, Sodhomu neGomora uye namaguta akanga akapoteredza akazvipa kuupombwe nokutsauka, akava muenzaniso wavaya vari pakurangwa nomoto usingaperi. (aiōnios )
kama Sodoma na Gomora napajini upupa chungulilewe penyewe huvumalaya vaha konga uvunogwe vuwa hatale. Wawonesiwe ufuano uga vanu avatesehaga huhe kugigwa ihwa mwotogwa sihunchoni. (aiōnios )
8 Nenzira imwe cheteyo, ava varoti vanosvibisa miviri yavo, vachiramba vakuru uye vachituka zvisikwa zvokudenga.
Ehali yela, ne njela ila ila valehugogwa injosi ava valehunchafula imivele gwia, vene nuhubela avavaha, vichova uvudesi huliho inguvu icha Nguluve.
9 Asi kunyange Mikaeri mutumwa mukuru, paakanga achirwa nadhiabhori pamusoro pomuviri waMozisi, haana kutsunga kutaura mashoko okutuka nokumupomera mhosva, asi akati, “Ishe ngaakutuke!”
Uhuva Umkaeli nu suhwa umbaha, uwakati vuvisindana nu setano nuhu hegana humbele ugwa Musa salehunogwa uhulete uvuhegi wa uvudesi humwishi ahachova uhuta Unguluve uhuswemae.
10 Asi vanhu ava vanotaura zvisina maturo pamusoro pezvinhu zvavasinganzwisisi; uye kunyange nezvinhu zvavanonzwisisa kubva pakuberekwa kwavo, semhuka dzisingafungi, zvinhu izvozvi ndizvo chaizvo zvinovaparadza.
Uhuva ava valetile uvudesi ivinu fivwo vavi manyile vivo ivikanu vivwo uluhala lulwa vana ngile.
11 Vane nhamo! Vakasarudza nzira yaKaini; vakamhanyira mubayiro wokutsauka kwaBharamu; vakaparadzwa mukupanduka kwaKora.
Uvelaho uhuve ugendile injela iya kaeni nuhukonga injela iya baalamu vagwelile mvuvivi uwa kola.
12 Vanhu ava makwapa pamitambo yenyu yorudo, vanodya nemi vasingatyi napaduku, vanongozvipa zvokudya ivo chete. Makore asina mvura, anotinhwa nemhepo; miti yenguva yamasutso, isina michero uye yakadzurwa, yakafa zvakapetwa kaviri.
Ava vuva vaha husikuku icha vene icha vugane valehuvomba bila husona vale hweliswa vene vahwa nine namavengo galugasi gago gage giwe nulugasi aga gegiwe ni mepu mbehe gegwo puhutihe isehe cha yene egegwo gia file mla havile gigevo vakupuile emlela.
13 Mafungu egungwa anopenga, anopupuma nyadzi dzawo; nyeredzi dzinodzungaira, ivava vakachengeterwa rima guru nokusingaperi. (aiōn )
Go mavengo ga nyanja aga yakelele agagi humia uhusoha gene ninondwe ichili hugenda genda uvuvaha wakelo wa vahiwe hwajili ya humwisio. (aiōn )
14 Enoki, wechinomwe kubva kuna Adhamu, akaprofita pamusoro pavanhu ava achiti, “Tarirai, Ishe ari kuuya nezviuru nezviuru zvavatsvene vake
Enoko, ave vasaba mhekolo ehwa Adamu, alagwile uhohusu vavo achovile lola ihicha umbaha na vanu vingi sana ava Kelesti voni.
15 kuti azotonga vanhu vose, uye abate nemhosva vose vasina umwari pamusoro pamabasa ose asina umwari avakaita nenzira isina umwari, uye namashoko okutuka akataurwa navanhu vasina umwari pamusoro pake.”
ili avombe uvuhegi hwa hela mnu ohumwingecha mnogwa avavo savihe saya juu ya lugendo lwa vene lwoni tichi vavombile injela chicho sio cha leveli humamenyu gavene amakali agoga sio ga yelweli vachovile ju ya mwene.
16 Vanhu ava vanyunyuti uye vapomeri; vanotevera kuchiva kwavo vamene; vanozvirumbidza pachavo uye vanobata vamwe kumeso kuti zvivanakire ivo.
Ava vuvalehu kutakuta avavo vikongoa itamaacha vuvivi valehweginia eno hufaida yao valehuva siova nu huvadetela avange.
17 Asi, vadikani, rangarirai zvakataurwa navapostori vaIshe wedu Jesu Kristu.
Umwe vagane, kumbuha amamenyu agavachovile avakongi va Yesu Kelesti.
18 Vakati kwamuri, “Munguva yokupedzisira kuchava navaseki vachatevera kuchiva kwavo.”
Vachovile huliomwe, “msihu icha mwisio huva nu wakati avavihubeda avikonga itama cha mbile.”
19 Ava ndivo vanhu vanokuparadzanisai, vanotevera nyama yavo uye vasina Mweya.
Avanu ava vagavaji, wa watawaliwe ne tamaa iya hatale, vale vuvule Umepo.
20 Asi imi, vadikani, zvivakei mukutenda kwenyu kutsvene uye munyengetere muMweya Mutsvene.
Leno mwevagani mwechengile ulwidiho mlwavatuha tifu sana, kama vumhesaya.
21 Zvichengetei murudo rwaMwari pamunenge muchimirira ngoni dzaIshe wedu Jesu Kristu kuti dzikuuyisei kuupenyu husingaperi. (aiōnios )
Mwetu nje mlogano ulwa Nguluve mgojele Udaada veto u Yesu kristi yuywe ihutopa uwomiwa sihuchoni. (aiōnios )
22 Itirai ngoni avo vanokahadzika;
Voneswa ulugano huvavo vale na maswaha.
23 bvutai vamwe kubva mumoto mugovaponesa; vamwe muvanzwire ngoni dzakasanganiswa nokutya, muchivenga kunyange nenguo dzakasvibiswa nenyama.
Mvahole avange nu huva hecha humoto. Huvange voneswa ulugano huvudwanchi mkalale, hata umwendea ugugu vihiwe ilidowa pambile.
24 Kuna iye anogona kukuchengetai kuti murege kugumburwa uye anokuisai pamberi pokubwinya kwake musina chamunopomerwa, uye nomufaro mukuru,
Yuywa iweza uhuvadema msite uhwe kuvichamnogiwa uhwima huvulongo la bila uvuvivi woni wvuvahe,
25 kuna iye Mwari oga muponesi wedu, ngakuve nokubwinya, umambo, simba noukuru, nokuna Jesu Kristu Ishe wedu, nguva isati yavapo, zvino nokusingaperi! Ameni. (aiōn )
hwa Nguluve uvale mwene uvi hwohola uhugendela mwa Yesu Kelesti umbaha uvuwesio na maha kabula ya isinu icha pawanzo chonina leno nisihu choni cha mwisio. (aiōn )