< Jobho 10 >
1 “Ndinosema upenyu hwangu chaihwo, naizvozvo ndicharega kunyarara pakunyunyuta kwangu ndigotaura mukushungurudzika kwemwoyo wangu.
“Nga totola ac srungala moul. Lohng pusren torkaskas toasr luk.
2 Ndichati kuna Mwari: Musandiwanira mhosva asi mundiudze mhaka yangu nemi.
O God, nimet wotela in koluk nu sik. Fahkma nu sik la mea se nununkeyuk nga kac uh?
3 Ko, kundimanikidza kunokufadzai, kuti muzvidze basa ramaoko enyu, muchinyemwerera kurangano dzavakaipa here?
Mea, wo ke kom arulana akkeokyeyu, Ac kwase ma kom sifacna orala, Na tari kom israsr ke pwapa sulal ma mwet koluk elos oru?
4 Ko, imi muna meso enyama here? Munoona sokuona kunoita munhu anofa here?
Ku liye lom u oana liye lasr uh?
5 Ko, mazuva enyu akaita seavaya vanofa, kana makore enyu samakore omunhu,
Ya moul lom uh fototo oana moul lun mwet uh?
6 kuti muongorore mhosva yangu uye mutsvage chivi changu,
Efu ku kom ke kom in sokani na ma koluk nga oru uh Ac iluseni na ma koluk luk uh?
7 kunyange muchiziva kuti handina mhosva, uye kuti hakuna anogona kundinunura paruoko rwenyu here?
Kom etu la wangin ma sufal luk Ac kom etu pac la wangin mwet ku in moliyula liki kom.
8 “Maoko enyu akandiumba uye akandigadzira. Zvino modzoka kuzondiparadza here?
“Poum pa lumayula ac oreyula, A inge po na ma oreyula ingan pa kunausyula.
9 Rangarirai kuti makandiumba sevhu. Zvino mondidzoserazve kuvhu here?
Esam lah kom oreyula ke fohk kle; Ya kom ac ilyuwi nga in sifilpa folok nu ke fohk?
10 Hamuna kundidurura somukaka here uye mukandigwambisa sechizi,
Kom tu sang ku nu sin papa tumuk elan oreyula; Kom akkapyeyuyak insien nina kiuk.
11 mukandifukidza neganda nenyama mukandisonanidza pamwe chete namapfupa namarunda here?
Kom lumahla monuk ke sri ac alko, Ac nokomla sri uh ke ikwa ac kolo.
12 Makandipa upenyu mukandinzwira ngoni, uye nehanya yenyu mukachengeta mweya wangu.
Kom ase nu sik moul ac lungse kawil, Ac karinginyuk lom pa oru nga moul na.
13 “Asi izvi ndizvo zvamakaviga mumwoyo menyu, uye ndinoziva kuti izvi zvaiva mupfungwa dzenyu.
Tusruktu inge nga etu lah kom ne oru ma inge, A kom nuna akoo na in lukma mu kom ac akkeokyeyu.
14 Kana ndakatadza, imi maizenge makanditarisa, uye hamaizotendera kudarika kwangu kuti kurege kurangwa.
Kom mutana tawi lah nga ac orala kutena ma koluk Kom in mau tiana nunak munas nu sik.
15 Kana ndine mhosva, ndine nhamo! Kunyange dai ndisina mhosva, handingasimudzi musoro wangu, nokuti ndizere nenyadzi uye ndakanyura mukutambudzika kwangu.
Nga ac tufahna orala ma koluk se, na kom ase mwe ongoiya nu sik, Ac pacl nga oru ma wo uh, wanginna akilenya. Nga arulana keok, ac yoklana mwekin luk.
16 Kana ndikasimudza musoro wangu, imi munondironda sezvinoita shumba, uyezve munoratidza simba renyu rinotyisa pamusoro pangu.
Fin tufahna oasr ma se nga orala tuh wo ouiya, Kom ac sukyu oana lion soko; Kutu pacl uh kom ac oru ma usrnguk in tuh akkeokyeyu.
17 Munouya nezvapupu zvenyu zvitsva kuzondipomera mhosva uye munowedzera hasha dzenyu pamusoro pangu, hondo dzenyu dzinondirwisa, mapoka namapoka.
Pacl nukewa kom oru in oasr mwet loh lom in lainyu; Kasrkusrak lom sik uh nuna yokyokelik na; Pacl nukewa kom ac suk ouiya sasu in sang lainyu.
18 “Ko, zvino makandibudisirei mudumbu? Ndinoshuva kuti dai ndakafa hangu pasati pava neziso randiona.
“O God, efu ku kom tuh lela in osweyukla nga? Saok ngan tuh misa na meet liki mwet uh liyeyu ah.
19 Dai chete ndakanga ndisina kumbovapo hangu, kana kuti ndakatakurwa ndichiendeswa kubwiro ndichangobva mudumbu ramai vangu!
Nga funu suwoslana liki insien nina kiuk ah nwe ke inkulyuk uh, lukun wona Ac funu tiana osweyukla nga lukun wo pacna.
20 Ko, mazuva angu haasi mashoma ava kutopera here? Ibvai kwandiri kuti ndimbofara hangu kwakanguva,
Mea, moul luk uh ac tia apkuran in safla? Tari, fahla likiyu! Lela nga in insewowokin kitin pacl lula luk uh.
21 ndisati ndaenda kusingadzokwi, kunyika yerima nomumvuri wakadzama,
Nga akuranna som, ac nga ac tia sifil foloko — Som nu ke sie acn su lohsr ac yohk asor we,
22 kunyika yerima guru, yomumvuri wakadzama nenyonganyonga, iko kunoti kunyange chiedza chakangofanana nerima.”
Sie acn su lohsr ac lullul ac yohk fohs we, Acn se su kalem we uh lohsr pac.”