< Jeremia 24 >
1 Shure kwokutapwa kwaJehoyakini mwanakomana waJehoyakimi mambo weJudha pamwe chete namachinda, navavezi, navapfuri vesimbi veJudha vachibviswa kuJerusarema vachiendeswa kuBhabhironi naNebhukadhinezari mambo weBhabhironi, Jehovha akandiratidza tswanda mbiri dzine maonde dzakaiswa pamberi petemberi yaJehovha.
Hina Gode da daba aduna figi fagega nabai, Debolo diasu midadi dialebe, amo nama olelei. (Amo esoga, hou da agoane doaga: i ba: i. Hina bagade Nebiuga: denese da Yuda hina bagade Yehoiagini [Yihoiagimi egefe] amola Yuda ouligisu dunu, liligi hahamosu dunu amola bagade dawa: su hawa: hamosu dunu, amo huluane Yelusalemega fadegale, afugili, Ba: bilone sogega mugululi asi).
2 Imwe tswanda yaiva namaonde akanaka kwazvo, akaita seaya anotanga kuibva; imwe yacho yaive namaonde akaipa chose, zvokuti akanga asingagoni kudyiwa.
Daba No 1 da figi fage noga: i amo da hedolo yoi hamosa, amoga nabai ba: i. Daba No 2da figi fage wadela: i, manu hamedei, amoga nabai ba: i.
3 Ipapo Jehovha akandibvunza achiti, “Uri kuoneiko Jeremia?” Ini ndakapindura ndikati, “Maonde. Akanaka acho, akanaka kwazvo, asi akaipa acho akaipa zvokuti haangadyiwi.”
Amasea, Hina Gode da nama amane sia: i, “Yelemaia! Dia da adi ba: sala: ?” Na da bu adole i, “Na da figi fage ba: sa. Noga: i figi da noga: idafa. Be wadela: i figi da wadela: idafa, manu hamedei.”
4 Ipapo shoko raJehovha rakauya kwandiri rikati,
Amaiba: le, Hina Gode da nama amane sia: i,
5 “Zvanzi naJehovha, Mwari weIsraeri, ‘Sezvakaita maonde aya akanaka, saizvozvo ndicharangarira zvakanaka vatapwa vakabva kuJudha vandakatuma kubva panzvimbo ino ndichivaendesa kunyika yeBhabhironi.
“Na, Hina Gode, Isala: ili fi ilia Gode, da Yuda fi dunu agoane ba: sa. Dunu da Ba: bilone sogega mugululi oule asi da figi fage noga: iwane ba: sa. Na da ilima asigiwane hamomuyo.
6 Meso angu acharingira kwavari nokuda kwokunaka kwavo, uye ndichavadzosazve munyika ino. Ndichavavaka uye handingavakoromori; ndichavasima uye handingavadzuri.
Na da ili noga: le sosodo aligimu. Na da ili Yuda sogega bu oule misunu. Na da ilia hou hame wadela: mu, be ilia bu hahawane ba: ma: ne, ili gaguia gadomu. Na da ili bugili, bu hame duga: mu.
7 Ndichavapa mwoyo wokundiziva, kuti ndini Jehovha. Vachava vanhu vangu, uye ini ndichava Mwari wavo, nokuti vachadzokera kwandiri nomwoyo wavo wose.
Na da ilia dogo afadenene, ilia da Na da Hina Gode dawa: musa: gini bagade hanamu. Amasea, ilia da Na fi dunu esalumu amola Na da ilia Gode esalumu. Bai ilia da dafawanedafa Nama bu sinidigimu.
8 “‘Asi sezvakaita maonde akaipa, iwo akaipa kwazvo zvokusagona kudyiwa,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘saizvozvo ndichaitira Zedhekia mambo weJudha, namachinda ake, navaya vakasara muJerusarema, kunyange vakasara munyika ino kana vagere muIjipiti.
Be Yuda hina bagade Sedegaia amola ea eagene ouligisu dunu, amola Yelusaleme fi da Yuda sogega esala o Idibidi sogega asi, amo huluane, Na, Hina Gode, da figi fage wadela: i manu hamedei, agoai ba: mu.
9 Ndichavaita chinhu chinovengwa, nechinhu chakaipa kuushe hwose hwenyika, chinhu chinoshorwa, neshumo, chinhu chinosekwa nechinotukwa kwose kwose kwandinovadzingira.
Na da ilima wadela: su bagadedafa iasimu. Amasea, osobo bagade fifi asi gala huluane da beda: iwane fofogadigimu. Osobo bagade dunu da ilima higale oufesega: mu. Na da soge huluane amoga ili afagogomu, amola ilia dioba: le gagabusu aligima: ne ilegemu.
10 Ndichavatumira munondo, nzara, nehasha pamusoro pavo kusvikira vaparadzwa kubva panyika yandakavapa ivo namadzibaba avo.’”
Na da gegesu amola, ha: amola oloi bagade ilima iasili, amasea soge amo Na da ilia aowalalia ilima i, amo ganodini ili afae esalebe hame ba: mu.”