< Isaya 48 >

1 “Inzwai izvi, imi imba yaJakobho, makatumidzwa zita raIsraeri, uye muchibva kurudzi rwaJudha, imi munoita mhiko muzita raJehovha, uye munodana kuna Mwari waIsraeri, asi musingaiti muzvokwadi kana mukururama,
Isala: ili fi dunu! Yuda egaga fi dunu! Nabima! Dilia da Hina Gode Ea Dioba: le sia: sa, amola dilia Isala: ili Gode Ema nodone sia: ne gadosa sia: sa. Be dilia sia: dafawaneyale hame sia: sa.
2 imi munozviti vagari vomuguta dzvene, muchivimba naMwari weIsraeri; Jehovha Wamasimba Ose ndiro zita rake:
Be dilia gasa fili, dilia da Hadigi moilai bai bagade amo ea esalebe dunu, amola dilia da Isala: ili Gode (Ea Dio da Hina Gode Bagadedafa) amo dili fidima: ne dafawaneyale dawa: , amane sia: sa.
3 Ndakazivisa zvinhu zvakare, kare kare, muromo wangu wakazvireva uye ndakaita kuti zvizivikanwe; ipapo nokukurumidza ndakazviita, uye zvikaitika.
Hina Gode da Isala: ili fi ilima amane sia: sa, “Na da musa: hemonega hobea misunu hou ba: la: lu, dilima sia: i dagoi. Amalalu, hedolodafa amo hou dafawane ba: ma: ne, Na da hamoi dagoi.
4 Nokuti ndaiziva kuti mwoyo wako wakanga wakasindimara sei; nokuti mutsipa wako wakanga uri runda rwesimbi, huma yako yakanga iri ndarira.
Dilia da hame nabasu hou, amola gasa fi hou hamomu, amo Na dawa: i galu. Dilia da ouli agoane selefamu hamedei, amola balase defele ga: nasi bagade hamomu, Na da dawa: i galu.
5 Naizvozvo ndakakuudza zvinhu izvi kare kare; zvisati zvaitika ndakazvizivisa kwauri, kuitira kuti urege kuzoti, ‘Zvifananidzo zvangu, ndizvo zvakazviita; mufananidzo wangu wedanda namwari wangu wesimbi ndizvo zvakarayira izvozvo.’
Amaiba: le, Na da dilima hobea misunu hou amo hemonega ba: beba: le, sia: i dagoi. Dilia da dilia loboga hamoi ‘gode’ da dilia hou hahamoi dagoi, amo dilia da sia: sa: besa: le, Na da amo hou da hobea misunu, hemonega sia: i dagoi.
6 Wakazvinzwa zvinhu izvi; zvitarire zvose. Haungazvibvumi here? “Kubva zvino ndichakuzivisa zvinhu zvitsva, zvakavanzika zvausingazivi.
Be wali Na ba: la: lusu sia: i liligi huluane da hamoi dagoi ba: sa. Amola amo ba: la: lusu liligi da dafawane, dilia da wali sia: sa. Wali Na da gaheabolo hou, Na da musa: wamolegei amo hobea misunu, Na da dilima olelemu.
7 Zvava kusikwa zvino, uye hakusi kare; hauna kumbozvinzwa zuva ranhasi risati rasvika. Saka haugoni kuti, ‘Hongu, ndaizviziva.’
Na da wali hamonanebeba: le, amo hou da doaga: i. Agoanewane hou da musa: hamedafa ba: i. Amo hou da musa: ba: i ganiaba, dilia da amo hou huluane dawa: dagoi, dilia da sia: na: noba.
8 Hauna kumbonzwa kana kunzwisisa; kubva kare nzeve yako yakanga isina kudziurwa. Ndinoziva kwazvo kuti uri munyengeri akadii; wakanzi mhandu kubva pakuzvarwa kwako.
Be dilia hou da moloi hame, Na dawa: i galu. Dilia da eso huluane seselesu dunu agoane esala, dunu huluane da dawa: Amaiba: le, dilia da Na hobea hamomu hou hamedafa nabi.
9 Nokuda kwezita rangu ndinononoka kutsamwa; nokuda kwokurumbidzwa kwangu ndinozvidzora pamusoro pako, kuti ndisakuparadza.
Dunu da Na Dio amoma nodoma: ne, Na da Na ougi dili mae wadela: lesima: ne gagusa. Na da dili hame gugunufinisimu.
10 Tarira, ndakakunatsa, kunyange zvisina kuita sesirivha; ndakakuedza muchoto chokutambudzika.
Na da se nabasu hou lalu agoane amo ganodini, silifa ea hou adoba: su agoane, dilia hou adoba: su. Be dilia da hamedei dunu, amo Na da ba: i dagoi.
11 Nokuda kwangu, nokuda kwangu, ndinoita izvi. Ko, ndingaregererei zita rangu richimhurwa? Handingapi kukudzwa kwangu kuno mumwe.
Be amo hou Na da Na Dio gaguia gadoma: ne fawane hamoi. Na Dio wadela: lesima: ne, Na da hamedafa ba: mu. Amola eno dunu da Na Hadigi gilisili lamusa: , Na da logo hamedafa doasimu. Na Hadigi da Na Nisu fawane gagusa.”
12 “Nditeerere, iwe Jakobho, Israeri, wandakadaidza; ndini iye: ndini wokutanga uye ndini wokupedzisira.
Hina Gode da amane sia: sa, “Isala: ili fi dunu, Na da dili Nama misa: ne wele sia: nanu, ilegei dagoi. Na sia: nabima! Na da Gode amo Hemosu amola Dagosu, eno hame, Na da Godedafa.
13 Ruoko rwangu ndirwo rwakateya nheyo dzenyika, uye ruoko rwangu rworudyi rwakatambanudza matenga; pandinozvidana, zvose zvinomira pamwe chete.
Na da osobo bagade ea bai amola mu amo Na loboga hamoi. Na da osobo bagade amola mu Nama misa: ne sia: sea, ilia da hedolo Nama misini gousa: sa.
14 “Unganai pamwe chete, imi mose muteerere; Ndechipiko chimwe chezvifananidzo chakakuudzai kuti zvinhu izvi zvichaitika? Iye anodikanwa naJehovha achaita zvakarongwa naJehovha pamusoro peBhabhironi; ruoko rwake rucharwisa vaBhabhironi.
Dilia huluane gilisima amola nabima! Na ilegei dunu da Na hanai defele Ba: bilone doagala: mu. Eno ‘gode’ liligi afae da amo hou ba: la: lumu hamedei.
15 Ini, iyeni ndataura; hongu, ndamudana. Ndichauya naye, uye achabudirira pane zvaanotumwa.
Na fawane da ema sia: i, amola ema misa: ne sia: i. Na da e gadili masa: ne oule asi, amola e didili hamoma: ne, Na fawane da ea logo fodoi.
16 “Swederai kwandiri muteerere izvi: “Kubvira pachiziviso chokutanga handina kumbotaura muchivande; panguva yazvinoitika, ndinenge ndiripo.” Uye zvino Ishe Jehovha andituma noMweya wake.
Wali, Nama gadenena misa, amola Na sia: nabima. Hemonega amola fa: no Na da mae wamolegele, sia: moloidafa sia: i. Amola Na sia: sia: i da Na hamobeba: le, dafawane hamoi ba: i.” (Wali Hina bagade Gode Ouligisudafa da Ea gasa nama ianu, na asunasi dagoi.)
17 Zvanzi naJehovha Mudzikinuri wako, Mutsvene waIsraeri: “Ndini Jehovha Mwari wako, anokudzidzisa zvinokubatsira, anokutungamirira munzira yaunofanira kufamba nayo.
Isala: ili Hadigi Gode, dilia Gaga: su, da amane sia: sa, “Na da Hina Gode, dilia Gode! Na da dilia hou noga: ma: ne dilima olelesa amola dilia noga: le masa: ne logo olelesa.
18 Dai chete wakanga wateerera mirayiro yangu, rugare rwako rungadai rwakaita sorwizi, kururama kwako samafungu egungwa.
Dilia da na sia: noga: le nabi ganiaba, dilima hahawane hou hano da hafoga: su hame dawa: , amo defele dilima doaga: la: loba. Amola hasalasu hou hano wayabo bagade gafului da hano bega: doaga: sa, amo defele dilima doaga: la: loba.
19 Zvizvarwa zvako zvingadai zvakaita sejecha, navana vako vakaita setsanga dzejecha dzisingaverengeki; zita ravo haraimboparara kana kuparadzwa pamberi pangu.”
Amola dilia agoane hamoi ganiaba, diligaga fi ilia idi da sa: iboso ea idi defele ba: la: loba amola ilia hamedafa gugunufinisimu Na da hamonana: noba.”
20 Mudai muBhabhironi, tizai vaBhabhironi! Zivisai izvi nomufaro mukuru, uye muzviparidze. Zvitumirei kumagumo enyika; muti, “Jehovha adzikinura muranda wake Jakobho.”
Dilia! Ba: bilone soge fisili, hahawane gadili masa. Amo sia: hahawane wele sia: ma. Dunu huluane nabima: ne, hahawane agoane sia: mu, “Hina Gode da Ea hawa: hamosu dunu fi Isala: ili, amo gaga: i dagoi.”
21 Havana kunzwa nyota paakavatungamirira mugwenga; akaita kuti mvura iyerere ichibva mudombo, achiitira ivo; akatsemura dombo mvura ikatubuka.
Hina Gode da Ea fi dunu amo gia: i bagade hafoga: i soge amo ganodini oule ahoanoba, ilia da hano hanai hame ba: i. Ea hamobeba: le, hano da igi amoga yogosa: i. E da igi oudahida: le, hano da amo ganodini misi.
22 “Vakaipa havana rugare,” ndizvo zvinotaura Jehovha.
Wadela: i hamosu dunu da gaga: su hame ba: mu,” Hina Gode da amane sia: sa.

< Isaya 48 >