< Isaya 47 >
1 “Buruka, ugare muguruva, iwe Mhandara yeBhabhironi; gara pasi usina chigaro choushe, iwe Mhandara yavaBhabhironi. Hauchazonzi uri munyoro kana munhu akapfava.
Hina Gode da fedege sia: amane sia: sa, “Ba: bilone! Dia fisu amo fisili, osoboga aligila sa: ili amola osobo su amoga fima. Di da musa: a:fini dunu hame dawa: digi agoane galu. Di da musa: moilai bai bagade, eno dunuga hame hasanasi agoane galu. Be wali dia da asaboi amola noga: iwane ba: su hame gala. Di da bu udigili hawa: hamosu dunu agoai hamoi dagoi.
2 Tora makuyo ukuye upfu; bvisa vhoiri rako. Fukura nguo dzako, makumbo ako aonekwe, uyambuke hova.
Widi goudasu igi sisiga: su bebesoma! Widi goudama! Dia abula sawa: figisu fadegama! Dia abula sosone noga: idafa gisa: ma! Hano degemusa: , dia gaeya gogomone gadoma.
3 Kushama kwako kuchava pachena, uye kunyadzwa kwako kuchaonekwa. Ndichatsiva; handizosiyi munhu.”
Dunu da dia da: i nabado ba: mu. Dia da fonoboi dagoi amola ilia da dia gogosiasu ba: mu. Na da dabe imunu amola enoga Na logo hedofamu da hamedei.”
4 Mudzikinuri wedu, Jehovha Wamasimba Ose ndiro zita rake; ndiye Mutsvene waIsraeri.
Isala: ili ilia Hadigi Gode da ninia hahawane dogolegele masa: ne, logo doasisa. Ea dio da Hina Gode Bagadedafa.
5 Gara unyerere, enda murima, Mhandara yavaBhabhironi; hauchazonzi mambokadzi wenyika dzakasiyana-siyana.
Hina Gode da Ba: bilone fi ilima amane sia: sa, “Di ouiya: le gasi ganodini fima. Musa: ilia da di da fifi asi gala huluane ilima hina bagade uda, ilia sia: i. Be agoane bu hame sia: mu.
6 Ndakatsamwira vanhu vangu ndikasvibisa nhaka yangu; ndakavapa muruoko rwako, iwe ukasavanzwira ngoni. Kunyange vakakwegura wakavatakudza joko rinorema kwazvo.
Na da Na fi ilima ougi galu. Na da ilima asigi hou fisili, ilia da Na fi hame defele ilima hamosu. Di, Ba: bilone, ilima hasanasima: ne, Na da dia logo doasi. Di da ilima hame asigi. Dia da dunu huluane amola da: i hamoi dunu ilima mae asigili, ili se nabima: ne, gasa fi agoane hamoi.
7 Wakati, “Ndicharamba ndiri mambokadzi nokusingaperi!” Asi hauna kufunga zvinhu izvi, kana kucherechedza zvaizogona kuitika.
Di da eso huluane hina bagade uda agoane esalumusa: dawa: i gala. Be di da dia hou hamobe, amola fa: no misunu hou hame dawa: i.
8 Naizvozvo zvino, chinzwa, iwe chisikwa chisingagutsikani, ugere zvakachengetedzeka, uchiti, mumwoyo mako, “Ndini, hakuna mumwe kunze kwangu. Handizovi chirikadzi, uye handizotambudziki nokurasikirwa navana.”
Ba: bilone! Hahawane hedesu hou hanai dunu! Nabima! Di da hahawane gagili sali dagoi dawa: lala. Dia da Gode defele, gasa bagadedafa esala, amola osobo bagadega eno fi di defele hame esala dawa: lala. Di da didalo hamone, amola dia mano huluane fisimu amo hamedafa dawa: i galu.
9 Zviviri izvozvi zvichakuwira nechinguva chidiki diki, pazuva rimwe chete zvinoti: kufirwa navana nouchirikadzi. Zvichauya pamusoro pako nechiyero chizere, kunyange uine unʼanga hwako huzhinji, nouroyi hwako hwakawanda.
Be hedolodafa eso afadafa amoga, amo hou aduna da dima doaga: mu. Di da fefedoasu hou bagade hamomu, be digua amola mano fisimu.
10 Wakavimba nezvakaipa zvako uye wakati, “Hapana anondiona.” Uchenjeri hwako nezivo yako zvinokutsausa paunoti, mumwoyo mako, “Ndini, uye hakuna mumwe kunze kwangu.”
Dia da wadela: i hou hamobeba: le, disu da defele dawa: i galu. Dia hou da enoga ba: mu da hamedei agoane dawa: i galu. Dia da dia bagade dawa: su hou amoma fa: no bobogebeba: le, giadofale asi. Di da dima amane sia: i, “Na da Gode. Eno fi na defele da hame esala.”
11 Dambudziko richakuwira, uye haugoni kuzoziva kuti ungaritanda sei. Njodzi ichakuwira yausingagoni kubvisa nomuripo; pakarepo kuparadza kwausingagoni kuziva, kuchawira pamusoro pako.
Di da wadela: lesi dagoi ba: mu. Amola dia fefedoasu hou da dia dafasu gaga: mu gogolei. Wadela: su hou, amo di da hamedafa dawa: i galu, da dima doaga: mu.
12 “Zvino, enderera hako mberi nouroyi hwako, uye nounʼanga hwako huzhinji, hwawakashandira kubva paudiki hwako. Zvichida uchabudirira, zvichida uchavhundutsira vamwe.
Defea! Gabi liligi amola yagono dawa: su liligi mae fisili gaguma! Dia manohadi esoga, di da amo liligi amoga hamosu. Amabela: ? Amo liligi da di fidima: bela: ? Amoga hamosea, dia ha lai dunu da beda: ma: bela: ? Hamefa!
13 Mazano ose awakagamuchira, akakunetesa chete! Vanhu vako vanocherechedza nyeredzi ngavauye mberi, avo vanotarira nyeredzi vachifembera mwedzi nomwedzi, ngavakuponese pane zviri kuuya pamusoro pako.
Dunu eno da dima fada: i sia: olelesa, be di da gasa hame ba: sa. Dia gasumuni ilia hou hogosu dunu da misini, di gaga: mu da defea. Ilia da gasumuni ilia hou hogole, amola mu amo ea alalo defei ba: sa. Amasea, oubi afae afae hobea dilima doaga: mu hou olelesa.
14 Zvirokwazvo vakafanana namashanga; moto uchaapisa akapera. Havangatongogoni kuzvirwira, pasimba romurazvo womoto. Asi hapana mazimbe okuti munhu adziyirwe; hapana moto wokudziya ipapo.
Be ilia da bioi gisi agoane foga mini asi dagoi ba: mu. Amola, lalu da ili nemu. Ilia da ilisu gaga: mu hamedei ba: mu. Amo lalu sawa: da baligili gia: iba: le, ilia da amoga udigili dogolomu hamedei agoane ba: mu.
15 Izvozvi ndizvo chete zvavangakuitira, ava vawakashanda navo, uye ukafamba navo kubva paudiki hwako. Mumwe nomumwe wavo anoenderera mberi nokukanganisa kwake; hapana kana mumwe angakuponesa.
Dilia da dia esalusu eso huluane ganodini, amo gasumuni ba: la: lusu dunu ilia sia: ne iasu hogosu. Be ilia da di fidimu hame dawa: Ilia da di fisili, difawane da dia logo hogoi helema: ne yolesimu. Afae da di gaga: mu hamedafa ba: mu.”