< Isaya 16 >
1 Tumirai mutero wamakwayana kumutongi wenyika, kubva kuSera, zvichiyambukira kurenje, kugomo roMwanasikana weZioni.
Sila moilai bai bagade da Moua: be hafoga: i soge amo ganodini gala. Amoga, Moua: be dunu da Yelusaleme ouligisu dunu ilima sibi mano iasisa.
2 Kufanana neshiri dzadzungaira dzichisundidzirwa kubva mudendere, ndizvo zvakaita vakadzi veMoabhu pamazambuko eAmoni.
Ilia da Anone Hano amo ea bega: ouesalebe ba: sa. Ilia da udigili lalebe. Ilia da sio amo da enoga ilia bibi amoga sefasi agoai ba: sa.
3 “Tipeiwo zano, ruramisirai. Ita mumvuri wako kuti ufanane nousiku, pamasikati makuru. Viga vatizi, usapandukira vapoteri.
Ilia da Yuda dunuma amane adole ba: sa, “Ninia adi hamoma: bela: ? Dilia adoma! Nini gaga: ma! Ifa da gia: i esomogoa amoga ougi iaha. Amo defele, ninia da dilia ougiga helefimusa: dawa: lala. Ninia da mugululi asi dunu. Dunu eno da nini mae ba: ma: ne, dilia nini wamolegema.
4 Rega vatizi veMoabhu vagare newe, iva utiziro hwavo kubva kumuparadzi.” Mutambudzi achasvika kumagumo, uye kuparadza kuchapera; mudenhi achatsakatika panyika.
Ninia da dilia soge ganodini esaloma: ne, dilia logo fodoma. Eno dunu nini mae wadela: ma: ne, dilia gaga: ma. (Fa: no amo se nabasu amola soge wadela: su hou da dagoiwane ba: mu. Wadela: lesisu dunu da asi dagoi ba: mu.
5 Murudo, chigaro choushe chichasimbiswa; mukutendeka, munhu achagarapo, mumwe anobva kuimba yaDhavhidhi, uyo anoti achitonga anotsvaka kururamisira, uye achikurumidza kuita zvakarurama.
Amasea, Da: ibidi egaga fi dunu afae da Hina Bagade ba: mu. E da moloidafa amola asigiwane, Ea fi dunu ouligimu. E da hedolo hou ida: iwane fawane hamomu, amola E da ouligibiba: le, moloidafa fofada: su hou da ba: mu.)
6 Takanzwa nezvokuzvikudza kwaMoabhu, namanyawi ake makuru uye kuzvida kwake, kuzvikudza kwake nokuvirima kwake, asi kuzvirumbidza kwake hakuna maturo.
Yuda dunu da amane sia: sa, “Ninia da nabi dagoi. Moua: be dunu da gasa fili ilila: hou gaguia gadosa. Ilia da gasa fili hidasa, be ilia hidasu hou da hamedei.”
7 Naizvozvo vaMoabhu voungudza, vanoungudzira Moabhu pamwe chete. Chemai musuwe nokuda kwavarume veKiri Hareseti.
Moua: be dunu da se bagade nababeba: le, bagadewane dimu. Ilia da musa: Geha: lasede moilai bai bagadega ha: i manu ida: iwane nasu, amo dawa: beba: le dimu. Ilia da baligiliwane da: i diomu.
8 Minda yeHeshibhoni yaoma uye mazambiringa eSibhima aomawo. Vatongi vendudzi vatsika-tsika mizambiringa yakaisvonaka, iyo yaimbosvika kuJazeri uye yaitandira yakananga kurenje. Mabukira ayo aitandira kusvika kugungwa.
Ifabi amo Hesiabone gadenei, amola Sibima moilai waini sagai (Moua: be ouligisu dunu da amoga waini nanu, feloale asi) amo da wadela: lesi dagoi. Musa: amo waini sagai da soge amo da Ya: isa moilai bai bagade asili, gusudili asili, hafoga: i sogega doaga: i, amola gududi asili, Bogoi Hano Wayabo ea na: iyado bega: doaga: i - soge bagade.
9 Saka ndinochema, sokuchema kweJazeri, nokuda kwemizambiringa yeSibhima. Haiwa Heshibhoni, haiwa Ereare, ndichakudiridza nemisodzi! Ruzha rwomufaro pamusoro pemizambiringa yakaibva napamusoro pezvamakakohwa rwanyaradzwa.
Wali, na da Sibima waini sagai amola Ya: isa moilai bai bagade amo dawa: beba: le, disa. Na da Hesiabone amola Ilia: ile amo moilai dawa: beba: le, disa. Bai dunu hahawane ba: ma: ne, waini fage amola ha: i manu faisu da hame ba: sa.
10 Mufaro nokufarisisa zvabviswa paminda yemizambiringa; hapana anoimba kana kuita ruzha muminda yemizambiringa; hapana anosvina waini pazvisviniro, nokuti ndagumisa ruzha rwacho.
Wali amo nasegagi ifabi ganodini, haha dunu da hame ba: sa. Waini sagai ganodini dunu afae da hame wele sia: sa o gesami hame hea: sa. Amola waini hano hamoma: ne, dunu afae da waini fage amoga hame osa: gisa. Hahawane wele sia: su da dagoi.
11 Mwoyo wangu unorira nokuda kwaMoabhu, kufanana nokurira kwembira, mukati kati mangu munorira nokuda kweKiri Hareseti.
Na da Moua: be amola Geha: lasede dawa: beba: le, da: i dioiba: le, gogonomosa.
12 Zvino kana Moabhu achizviratidza panzvimbo dzake dzakakwirira, anenge achingozvinetsa pachake; paanoenda kuimba yake kunonyengetera, zvinenge zvisina chazvinobatsira,
Moua: be fi dunu da ilia goumi sema sogebi amola sia: ne gadosu diasu amoga ilia ogogosu ‘gode’ liligi amoma sia: ne gadomusa: ahoasea, helei bagade naba. Be amo da ili fidimu hamedei.
13 Iri ndiro shoko rakataurwa kare naJehovha pamusoro peMoabhu.
Amo sia: huluane Hina Gode da Moua: be fi ilia hou olelema: ne, musa: sia: i dagoi.
14 Asi zvino Jehovha anoti, “Makore matatu asati apfuura, sokuverengwa kwaangaitwa nomuranda akazvisunga kubatira mubayiro, kukudzwa kweMoabhu navanhu vake vose vakawanda kuchazvidzwa, uye vakapunyuka vake vachava vashoma kwazvo uye vasina simba.”
Amola wali Hina Gode da amane sia: sa, “Ode udiana da gidigili, amo esodafa Moua: be fi ilia bagade gagui hou da ebelei dagoi ba: mu. Wali ilia da dunu bagohame esala, be bagahamedafa da esalebe ba: mu, amola amo bagahame esalebe da gasa hame ba: mu.”