< VaHebheru 9 >

1 Zvino sungano yokutanga yakanga ine mirayiro yokunamata Mwari uye neyeimba tsvene yapanyika.
Eshi hata epatano ilya whande lyali ni sehemu iyaputile epa pansi ni taratibu zya pute.
2 Tabhenakeri yakamiswa. Mukamuri rayo rokutanga makanga mune chigadziko chomwenje, netafura uye nezvingwa zvitsvene; iyi ndiyo yainzi Nzvimbo Tsvene.
Huje mushibhanza mwali nikasi yebhoshewelwe, ikasi ya honze, pakwiziwilwe ni khozyo litala, imeza na mabumunda gilolesyo.
3 Mberi kwechidzitiro chechipiri kwakanga kune kamuri yainzi Nzvimbo Tsvene-tsvene,
Nawhisinda whali i pazia ilyabhele wali nikasi iyamwawo, pakiziwilwe mahali apinza hani.
4 yakanga ine ndiro yegoridhe yezvinonhuhwira uye neareka yesungano yakanga yakafukidzirwa negoridhe. Muareka iyi ndimo makanga mune hari yegoridhe yakanga ine mana, netsvimbo yaAroni yakanga yatungira, uye namahwendefa esungano.
Paleho nipishi puto yiwe lihela papulizizye uuvumba. Pia lyaleho ipogoso limapatano, ambalo lyazengilwe whiwe lihela tou. Muhati yakwe mwali ni bakuli liwe lihela li nashi, ndesa ya Haruni yayamelile amatondo, na zila imbawa zi mawe zimapatano.
5 Pamusoro peareka pakanga paina makerubhi okubwinya, aidzikatidza chifunhiro chengoni. Asi hatingatauri nezvezvinhu zvose izvi zvizere iye zvino.
Humwanya yipogoso limapatano mawumbo gimaserafi giutuntumu wagabiha amapiho gawo whilongolela yitengo lwako ndanye, ambalyo whusalezi hatuwezi ahuliyanjile shamukasi.
6 Zvinhu zvose zvakati zvagadzirwa saizvozvi, vaprista vaizopinda mukamuri yokutanga nguva dzose vachiita ushumiri hwavo.
Baada yi vintu evi amalishe ahandaliwe, abhadimi huwa bhawhinjila hukasi shahonze cha hushibhanza afumwe ihuduma zyawo.
7 Asi muprista mukuru oga ndiye aipinda mukamuri yomukati, kamwe chete pagore, uye asingatongopindi asina ropa, raaizvibayira iye pachake nezvivi zvavanhu zvavakanga vaita mukusaziva.
Nbhe udimi ugosi awhinjila whela ikasi ya bhele yipekee mala yeka kila mwaha bila aleshe afumye usailo kwaajili iyakwe binafasi, nahumbibhi zya bhantu zyabhawombile zyabila amanye.
8 Mweya Mutsvene airatidza nechinhu ichi, kuti nzira inoenda kunzvimbo Tsvene-tsvene yakanga isati yaratidzwa sezvo tabhenakeri yakanga ichimire.
Upepo Ufinjile asimisizya aje, idala limahali pigolosu zaidi bado saikwikwiliwilwe whela ishi bhanza shahumwanzo bado liwhemelela.
9 Uyu mufananidzo wenguva ino, zvichireva kuti zvipo nezvibayiro zvaibayirwa zvakanga zvisingagoni kuchenesa hana yaiye ainamata.
Eli shifwani cha lubhazyo olu lwisalezi zyonti impesya ninsailo ambavyo zyabhafumya husalezi sagaziwezya amalezye idhamili waputa.
10 Zvinongova zvokudya nezvokunwa uye nokushamba kuzhinji zvapanyama, zvavakatemerwa kusvikira panguva yokuvandudzwa.
Vyale ni vimwelo vyene vikhatene katika inamna yiutaratibu zinsayo yahujozye vyali vyandaliwilwe paka iyenze iamri impya ibhabhewele pamahali pakwe.
11 Kristu paakauya somuprista mukuru wezvinhu zvakanaka zvatova pano kare, akapinda nomutabhenakeri yakapfuura pakukura uye napakukwana isina kugadzirwa nomunhu, zvichireva kuti yakanga isiri chikamu chokusikwa kuno.
U Kristi ahenzele hansi udimi ugosi wimambo aminza gagenzele. Ashilile ugosi na ugolosu wishibhanza igosi lisaga lyawombilwe ni nyobhe zya bhantu, yasa yense ene yayaumbwilwe.
12 Haana kupinda nokuda kweropa rembudzi neremhuru; asi akapinda muNzvimbo Tsvene-tsvene neropa rake chairo akatiwanira rudzikinuro rusingaperi. (aiōnios g166)
Yali saga whidanda limbuzi ni gwata, ila whidanda lyakwe yoyo kuwa uKristi ahinjiye mahali agolosu zaidi ya mara heka whaweka na hutisimizye uwaule wetu wa wila. (aiōnios g166)
13 Ropa rembudzi nerenzombe namadota etsiru zvaisaswa pamusoro paavo vakanga vakasvibiswa, zvaiita kuti vatsvene vanatswe panyama.
Hansi whidanda limbuzi namafahari na sanyantilwe whimalota gingwata zyagazilinyinza zyabheshewelwe wha Ngolobhe na bheshe ambelegawo abhe minza,
14 Ko, kuzoti zvino iro ropa raKristu, uyo kubudikidza noMweya unogara nokusingaperi, akazvipa, asina chaangapomerwa kuna Mwari, akachenesa hana dzedu kubva pamabasa ose anotungamirira kurufu, kuitira kuti tigoshumira Mwari Mupenyu! (aiōnios g166)
Saga zaidi hani idanda lya Kristi ashilile whapepo wiwila wajifumizye mwene bila mbibhi wha Ngolobhe, ahozye amoyo getu afume imbombo zifwe ahutumishile Ungolobhe walimomi? (aiōnios g166)
15 Nokuda kwaizvozvi Kristu ndiye murevereri wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagogamuchira chipikirwa chenhaka isingaperi zvino, sezvo akafa sedzikinuro kuti avasunungure kubva pazvivi zvavakaita vari pasi pesungano yokutanga. (aiōnios g166)
Whimaana ene, Kristi yumu jumbe wipatano ipya. Ene ndiyo sababu ufwe wubhaleshile wene wonti bhabhali bhipatano lya humwanzo afume muhatia yimbibhi zyawo, ili wonti bhabhakwiziwilwa no Ngolobhe bhawezye aposhele insobhezyo zyatabhale bhewo wiwila. (aiōnios g166)
16 Nokuti kana iri nhaka yakanyorwa, panofanira kuvapowo nechokwadi chorufu rwaiye akaiita,
Ishi nkahuli ipatano lilidumu, lazima lihakikiswe hufwe whamuntu ola waliwombile.
17 nokuti nhaka yakanyorwa ine simba chete kana munhu afa; haina simba kana akaiita achiri mupenyu.
Huje ipatano libha nengovo huma hali whahufumila ufwe, hujinsi eyo hamuna engovo wakati umwene waligombile aleho.
18 Ndokusaka sungano yokutanga isina kushanda pasina ropa.
Nesho saga lila ipatano lyawhande lyaleho bilabheshe idanda.
19 Mozisi paakaparidza mirayiro yose kuvanhu vose, akatora ropa remhuru, pamwe chete nemvura, neshinda tsvuku uye namapazi ehisopi, akasasa pabhuku rakapetwa uye napavanhu.
Uwakati uMusa lyafunyaga kila ndajizyo zishelia whabhantu wonti, ahejile idanda ling'ombe ni mbuzi, pamo na menze, shitambala ishi sha mamu, na sabuni, na sanyantiwe ingili lyilyo na bhantu wonti.
20 Akati, “Iri iropa resungano, yamakarayirwa naMwari kuti muchengete.”
Neshi ayanga, “Ene danda yipatano ambayo Ongolobhe abhapiye isheriya humwenyu”.
21 Nenzira imwe cheteyo, akasasa neropa tabhenakeri nezvinhu zvose zvaishandiswa pakushumira mairi.
Katika ihali yeyela abanyantiye idanda humwanya yishibhanza ni vyombo vyonti vyavyatumishe whihuduma yiudimi.
22 Zvirokwazvo, murayiro unoda kuti zvinhu zvinenge zvose zvinatswe neropa, uye pasina kuteurwa kweropa hapana kuregererwa.
Nalengane nindajizyo, jilani kila shintu shisafishwa whidanda. Bila awhite idanda hamuna akhowoshelwe.
23 Naizvozvo zvaifanira kuti mifananidzo yezvinhu zvokudenga inatswe nezvibayiro izvi, asi zvinhu zvokudenga zvacho zvaifanira kunatswa nechibayiro chinopfuura izvi.
Whesho yali lazima aje maludiyo givintu vya humwanya vyevyo vyahanziwile ahozewe ni nsalio yiliyinza hani. Hata hivyo, vitu vya mbinguni vyenyewe vilipaswa kusafishwa kwa dhabihu iliyo bora zaidi.
24 Nokuti Kristu haana kupinda panzvimbo tsvene yakagadzirwa nomunhu yakanga ichingova mufananidzo waiyo yechokwadi chaiyo; akapinda kudenga chaiko, kuti atimiririre pamberi paMwari.
Huje Ukristi sagahinjiye pamahali apasafi hani papawombilwe ni nyobhe, yili maludiyo yihantu heho. Badala yakwe aihinjiye humwanya yeyo, pamahali ambapo isalezi ali whilongole yimaso ga Ngolobhe kwa ajili yetu.
25 Uye haana kupinda kudenga kuti azviite chibayiro kakawanda, somuprista mukuru anopinda muNzvimbo Tsvene-tsvene, gore negore, neropa risiri rake.
Sagaahinjiye hula kwajili yahujifumye nsayilo kwaajili yakwe wila wila, hansi shawomba udimi ugosi, wahinjila pamahali apasafi hani humwaha hadi humwaha pamoja ni danda lyawenje,
26 Zvino Kristu angadai akazotambudzika kakawanda kubva pakuvambwa kwenyika. Asi zvino akaonekwa kamwe chete pamagumo enguva kuti aparadze chivi nokuzviita chibayiro iye pachake. (aiōn g165)
nkesho eyo yalilyoli basi yalilazima hukwake ateseshe mara nyinji hani afume lwawhande wense. Eshi isalezi heka hadi humwisho wimaha gajikwinkuye awhuyefwe imbibhi hulusayo lyakwe yoyo. (aiōn g165)
27 Sezvo munhu akatemerwa kufa kamwe chete uye shure kwaizvozvo agotongwa,
Hansi sheleho whamuntu afwe heka, na baada yelyo whuwhenza hulonge,
28 saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete kuti atakure zvivi zvavanhu vazhinji; uye achazoonekwa kechipiri, asingatakuri zvivi, asi kuti auyise ruponeso kuna avo vakamumirira.
shili shesho Kristi nape ambaye ehefwelewe mara heka ahuzyefwe imbibhi za bhinji, aifumila mara yabhele, saga whigusuli lya shughulishil; e imbibhi, ila huugombozi whabhala bhabhahugolela husubira.

< VaHebheru 9 >