< VaHebheru 9 >
1 Zvino sungano yokutanga yakanga ine mirayiro yokunamata Mwari uye neyeimba tsvene yapanyika.
Linu ni haiba chilikani chamatangilo chiba kwina milao ya kulapela mane nichibaka chijolola chefasi.
2 Tabhenakeri yakamiswa. Mukamuri rayo rokutanga makanga mune chigadziko chomwenje, netafura uye nezvingwa zvitsvene; iyi ndiyo yainzi Nzvimbo Tsvene.
Aho i tabenakele iba lukiswe. Chibaka camatangilo, mwi tabenakele, mubakwina matomeno e lambi, i ntafule, chinkwa cha kuba, chibali kusumpwa chibaka chijolola.
3 Mberi kwechidzitiro chechipiri kwakanga kune kamuri yainzi Nzvimbo Tsvene-tsvene,
Kwishilya lya majila abubeli akuhanzika kubena chimwi chibaka, chisumpwa chibaka chijolola ahulu.
4 yakanga ine ndiro yegoridhe yezvinonhuhwira uye neareka yesungano yakanga yakafukidzirwa negoridhe. Muareka iyi ndimo makanga mune hari yegoridhe yakanga ine mana, netsvimbo yaAroni yakanga yatungira, uye namahwendefa esungano.
Chibakwina katala ke gauda ka insense. Hape mubakwina i aleka ya chilikani, chibaku lamitwe chokuizula ni gauda. Mukati kayo kubena kapali mubena maana, inkoli ya Aroni iba tumpite, ni matapa a mabwe a chilikani.
5 Pamusoro peareka pakanga paina makerubhi okubwinya, aidzikatidza chifunhiro chengoni. Asi hatingatauri nezvezvinhu zvose izvi zvizere iye zvino.
He uulu lye aleka ya chilikani, mashurubime ekanya a bwikilize chifupi cha kubolinsana hamwina, chitusawoli kuwamba hanu chakwizula.
6 Zvinhu zvose zvakati zvagadzirwa saizvozvi, vaprista vaizopinda mukamuri yokutanga nguva dzose vachiita ushumiri hwavo.
Hakumana ku bakanywa izizintu, ba purisita inako yonse babali kwinjila muchibaka chakunze che tabenakele kutenda mitendo yabo.
7 Asi muprista mukuru oga ndiye aipinda mukamuri yomukati, kamwe chete pagore, uye asingatongopindi asina ropa, raaizvibayira iye pachake nezvivi zvavanhu zvavakanga vaita mukusaziva.
Kono kwanda a mupurisita yohanzi njabali kuwola kwinjila kuchibaka cha bubeli kamwina muchilimo, mi isiñi nikusena malaha aba lichitili chitabelo iye mwine mane nibantu baba tendi zibe isi chakulikeza.
8 Mweya Mutsvene airatidza nechinhu ichi, kuti nzira inoenda kunzvimbo Tsvene-tsvene yakanga isati yaratidzwa sezvo tabhenakeri yakanga ichimire.
Luhuho lujolola luba bonisi kuti inzila iya muchibaka chijolola ahulu kena ibeni ku patululwa kubona fela itabanakele ya tanzi ibakusi zimene.
9 Uyu mufananidzo wenguva ino, zvichireva kuti zvipo nezvibayiro zvaibayirwa zvakanga zvisingagoni kuchenesa hana yaiye ainamata.
Ichi chibali chisupo che inu inako. zonse impo ni zitabelo zikwete kuhewa lyahanu kaziwoli ku shiyamisa sinte minahano ya balapeli.
10 Zvinongova zvokudya nezvokunwa uye nokushamba kuzhinji zvapanyama, zvavakatemerwa kusvikira panguva yokuvandudzwa.
Batwalize bulyo muhupulo kuzilyo ni kunywa mane nizimwi zintu zishelana shelana za mikiti ya kushanza. Iyi yonse ibali milao chenyama iba helwe kusikila intaelo inhya hete ni babumbwa.
11 Kristu paakauya somuprista mukuru wezvinhu zvakanaka zvatova pano kare, akapinda nomutabhenakeri yakapfuura pakukura uye napakukwana isina kugadzirwa nomunhu, zvichireva kuti yakanga isiri chikamu chokusikwa kuno.
Krisite abezi nali muprisita mukulwana wazintu zi lotu zibezi. Abenjili che tabenakele i nkando ni kushiyama ahulu isena iba tendwa chamayanza abantu, iyo isali ye fasi libabumbwa.
12 Haana kupinda nokuda kweropa rembudzi neremhuru; asi akapinda muNzvimbo Tsvene-tsvene neropa rake chairo akatiwanira rudzikinuro rusingaperi. (aiōnios )
Kahena ibali cha malaha empene ni a manamani, kono chamalaha akwe mwine abe njili limwina muchibaka chijolola ahulu ni kubukeleza ku uliwa kwetu kwa kuyakwile. (aiōnios )
13 Ropa rembudzi nerenzombe namadota etsiru zvaisaswa pamusoro paavo vakanga vakasvibiswa, zvaiita kuti vatsvene vanatswe panyama.
Kono haiba malaha empene ni ba mpho mi ni kusansela kwe twe lye nkomwana ya citole habo bababi nikwe awola kuba kungwila kwa Ireeza chakuba joloza mwi nyama,
14 Ko, kuzoti zvino iro ropa raKristu, uyo kubudikidza noMweya unogara nokusingaperi, akazvipa, asina chaangapomerwa kuna Mwari, akachenesa hana dzedu kubva pamabasa ose anotungamirira kurufu, kuitira kuti tigoshumira Mwari Mupenyu! (aiōnios )
mukusike hi chamalaha aKrisite, iye chaluuho lwakuya kusamani aba liihi mwine nikusena chinyansahala kwa Ireeza, kushanza maano etu kumitendo ifwile kutendela Ireeza yo hala? (aiōnios )
15 Nokuda kwaizvozvi Kristu ndiye murevereri wesungano itsva, kuitira kuti vaya vakadanwa vagogamuchira chipikirwa chenhaka isingaperi zvino, sezvo akafa sedzikinuro kuti avasunungure kubva pazvivi zvavakaita vari pasi pesungano yokutanga. (aiōnios )
Ka cheli ibaka, muzimanini wachilkani chihya. kwina bulyo nji kuti, kuzwa ifu haliba hindi chibaka chaku sumununa abo babena muchilikani chamatangilo kuzwa muzibe zabo, bana ba sumpitwe muba tambule insepiso yakuyola kwa kuya kusamani. (aiōnios )
16 Nokuti kana iri nhaka yakanyorwa, panofanira kuvapowo nechokwadi chorufu rwaiye akaiita,
Aho hena iñolo lye nkabelo, ifu lya muntu yaba itendi liswanela ku bonekiswa.
17 nokuti nhaka yakanyorwa ine simba chete kana munhu afa; haina simba kana akaiita achiri mupenyu.
Mukuti iñolo lyenkabelo li boniswa bulyo haiba chikwaba nifu, kakuti kalina maata haiba walitenda nasihala.
18 Ndokusaka sungano yokutanga isina kushanda pasina ropa.
Mane nihaiba cilikani ca matangilo kena ciba bumbwa ni kusena malaha.
19 Mozisi paakaparidza mirayiro yose kuvanhu vose, akatora ropa remhuru, pamwe chete nemvura, neshinda tsvuku uye namapazi ehisopi, akasasa pabhuku rakapetwa uye napavanhu.
Mi mukuti Mushe haha intaelo ya mulao kubantu bonse, abahindi malaha amanamani ni impene, ni menzi, bwanda busubila, ni haisopa ni kusansela iñolo lye pampili ilee mane ni bantu bonse.
20 Akati, “Iri iropa resungano, yamakarayirwa naMwari kuti muchengete.”
Kuzwaho nati, “Aa malaha acilikani awo Ireeza aba laeli kwenu.”
21 Nenzira imwe cheteyo, akasasa neropa tabhenakeri nezvinhu zvose zvaishandiswa pakushumira mairi.
Mwinzila iswana, aba sanseli malaha he tabenakele mane ni ha zi belekiso zonse zibali kutendiswa mwi nsebelezo.
22 Zvirokwazvo, murayiro unoda kuti zvinhu zvinenge zvose zvinatswe neropa, uye pasina kuteurwa kweropa hapana kuregererwa.
Chakuya chamulawo, mukuti bungi bwa zintu zi ba kujolozwa cha malaha. Chikusena kwitila kwamalaha kakwina inswalelo.
23 Naizvozvo zvaifanira kuti mifananidzo yezvinhu zvokudenga inatswe nezvibayiro izvi, asi zvinhu zvokudenga zvacho zvaifanira kunatswa nechibayiro chinopfuura izvi.
Kuzwaaho kuba kuswanela kuti zintu zikola ubu zamwi wulu zi jolozwe hamwina ni zitabelo za zinyolozi. Nihakuba bulyo, zintu zamwi wulu zine zi swanela kujolozwa nenza ahulu kazitabelo sakata.
24 Nokuti Kristu haana kupinda panzvimbo tsvene yakagadzirwa nomunhu yakanga ichingova mufananidzo waiyo yechokwadi chaiyo; akapinda kudenga chaiko, kuti atimiririre pamberi paMwari.
Mukuti Kresite kana abenjili muchibaka chijolola ahulu chiba tendwa ni mayanza, icho chiswaniswo bulyo chache initi. Kusibulyo abenjili mwi wulu line, kuti hanu ali bonekise mwa Ireeza kwetu.
25 Uye haana kupinda kudenga kuti azviite chibayiro kakawanda, somuprista mukuru anopinda muNzvimbo Tsvene-tsvene, gore negore, neropa risiri rake.
Kena abayi kwateni kuti akalinele tungi tungi, ubu mwabakutendela muprisita mukulwana, ya ba kwinjila muchibaka chijolola ahulu chilimo ni chilimo ni malaha achimwi.
26 Zvino Kristu angadai akazotambudzika kakawanda kubva pakuvambwa kwenyika. Asi zvino akaonekwa kamwe chete pamagumo enguva kuti aparadze chivi nokuzviita chibayiro iye pachake. (aiōn )
Kambe mu kubekalile bulyo, linu ni kubaswaneli kuti anyande tungi tungi kuzwa kuma tangilo a mutomo we nkanda. Kono hanu inako imwina bulyo ku ma manimani azilimo zaba sinulwilwa kuti azwise chibe cha chitabelo chakwe mwine. (aiōn )
27 Sezvo munhu akatemerwa kufa kamwe chete uye shure kwaizvozvo agotongwa,
Zumwi ni zumwi ubikilwe kufwa limwina, mikuzwa aho kwiza i nkatulo.
28 saizvozvowo Kristu akabayirwa kamwe chete kuti atakure zvivi zvavanhu vazhinji; uye achazoonekwa kechipiri, asingatakuri zvivi, asi kuti auyise ruponeso kuna avo vakamumirira.
Mwinzila iswana, Kresite naye, yaba neelwa limwina ku zwisa zibe za bangi, mwaboneke lwa bubeli, isi chakubonana nichibi, kono chempuluso yabana baba mulindili chenkulo inde.