< VaHebheru 13 >

1 Rambai mune rudo pakati penyu sehama.
Muleke ilato lya chikwaluzubo kuzwila habusu.
2 Musakanganwa kuitira vaeni rudo, nokuti vamwe mukuita izvi vakashumira vatumwa vasingazvizivi.
Kanji muzibali inkamuhelo kubene. Mi chobulyo, bamwi ba babonisi inkamuhelo kumañeloi ne basezi.
3 Rangarirai vaya vari mutorongo somunenge makasungwa pamwe chete navo, uye navaya vanoitirwa zvakaipa sokunge imi pachenyu ndimi muri kutambudzwa.
Muhupule bena mwitolongo, sina ili nanwe musuminwe nabo. Muhupule abo basukulwilwe, sina ili nenwe mwina mumibili ya bo.
4 Kuwanana ngakukudzwe navose, uye nhoo yewanano ngairege kusvibiswa, nokuti Mwari achatonga mhombwe navose vanofeva.
Muleke maseso akutekehe kuzumwi ni zumwi. Muleke bulo bwa maseso ni busena ikwe, chokuti Ireeza ka atule babuki basaoli kulionda ni basangu.
5 Musakarira mari pamagariro enyu uye mugutsikane nezvamunazvo, nokuti Mwari akati: “Handingatongokusiyei; handingatongokurasei.”
Muleke zitendako zenu zi lukuluhe chakusasaka masheleñi. Mu litumelele kuzintu ze mukwete, chokuti Ireeza iye mwine mwa bawambili, “Kete ne ni kusiye, kapa ime kukukana.”
6 Saka tinotsunga mwoyo, tichiti: “Ishe ndiye mubatsiri wangu, handingatyi. Munhu angandiiteiko?”
Tu be batokomele chokuti tu be ni bundume bwa kuwamba, “Simwine nji mutusi wangu; kakwina che te ni tiye. Chinzi muntu chawola kunichita.”
7 Rangarirai vatungamiri venyu vakakuparidzirai shoko raMwari. Cherechedzai kuguma kwokufamba kwavo muupenyu mugotevera kutenda kwavo.
Muzeze bayendisi benu, abo bawambi inzwi le Ireeza kwenu, mi mutokomele inkalabo za mitendo yabo. Mulikanyise intumelo yabo.
8 Jesu Kristu anogara akadaro zuro nanhasi nokusingaperi. (aiōn g165)
Jesu Kereste uswana lyezona libani, ni lyasunu, ni kuya kusena mamaninizo. (aiōn g165)
9 Musatorwa nedzidziso dzimwe dzose dzose dzisingazivikanwi. Zvakanaka kuti mwoyo yedu isimbiswe nenyasha, kwete nezvokudya zvemitambo, zvisina kubatsira vaya vakazvidya.
Kanji muyembululwa che intuto zi chinchana chincha zi sa wondeki. Mi kulutu kuti inkulo yangu iswanela kukozwa chachisemo, isinyi chazilyo zisatusi abo bayenda nezo.
10 Tine aritari isingatenderwi vanoshumira patabhenakeri kuti vadyepo.
Twina katala kazwilila kwabo basebeza mwitabarnakele kabena intukelo yakulya.
11 Muprista mukuru anopinda neropa remhuka muNzvimbo Tsvene-tsvene sechipiriso chechivi, asi mitumbi yacho inopisirwa kunze kwomusasa.
Mi malaha azinyolozi zibehaiwa ke zive zi baletwa cha muprisita mukulwana muchibaka chijolola, nihakuba bulyo mibili ya zo i bahisiwa kunze ye inkamba.
12 Uye naizvozvo Jesu akatambudzikawo ari kunze kwesuo reguta kuti aite kuti vanhu vave vatsvene kubudikidza neropa rake.
Nihakwinabulyo Jesu naye a ba sukuluki hanze ya milyango ya muleneñi, kokuti kujolozwe bantu chakuya chamalaha akwe.
13 Naizvozvo, ngatiendei kwaari kunze kwomusasa, titakure kunyadziswa kwake.
Twende lyahanu kwali hanze ye inkamba, ne tuhindite maswabi akwe.
14 Nokuti pano hatina guta ratichagara, asi isu tinotsvaka richauya.
Kakuti katwina muleneñi utukonka kunu. Nihahuba bulyo, tulolete ku wonke una usikezite.
15 Naizvozvo, kubudikidza naJesu ngatirambei tichipa kuna Mwari chibayiro chokumurumbidza, ndicho chibayiro chemiromo inopupura zita rake.
Chakuya chakwe, linu, inako yonse kuzwise matabelo a kulumbeka Ireeza, kulumbeka nji miselo ya milomo i bezibwa izina lyakwe.
16 Uye musakanganwa kuita zvakanaka nokugoverana navamwe, nokuti Mwari anofadzwa nezvibayiro zvakadai.
Imi sanzi tuzibali kupanga bulutu ni kutusa zumwi ni zumwi, kakuti chakuya cha chitabelo echi, nji chiletela Ireeza ku ba yatabite hahulu.
17 Teererai vatungamiri venyu, muzviise pasi pavo nokuti vanochengeta mweya yenyu, savanhu vachazobvunzwa pamusoro penyu. Vateererei kuitira kuti basa ravo rive mufaro, kwete mutoro, nokuti izvozvo hazvingakubatsirei chinhu.
Muteke mi mulibike kunsi ya baendisi benu, ili kuti bazwile habusu kubabalela inhuho zenu, sina njabo bete bahe buikalabelo. mukuteke ilikuti bayendisi benu bachite bulyo ne basangite, isiñi chakufundilila, ku sebe kube ni ntuso kwenu.
18 Tinyengeterereiwo. Tine chokwadi chokuti tine hana yakanaka uye tinoda kufamba zvakanaka pazvinhu zvose.
Mutulapele, kakuti tu hambilizwe kuti tube ni maikuto achena ni kulakaza kuhala buhalo bushiyeme mwinzila zonse.
19 Ndinokukumbirai zvikuru kuti munyengetere, kuti ndigokurumidza kudzoserwa kwamuri.
Ni misusuweza hahulu kuti muchite bulyo, ili kuti ni kabole kwenu hahanu.
20 Mwari worugare, akadzosa kubva kuvakafa Ishe wedu Jesu iye mufudzi mukuru wamakwai, kubudikidza neropa resungano isingaperi, (aiōnios g166)
Lyahanu Ireeza we kozo, yababozi ku bafile mulisana mukundo we mbelele, Simwinwe wetu Jesu, cha malaha asama ni a silikani si sena ma maninizo (aiōnios g166)
21 ngaakukwanisei nezvinhu zvose zvakanaka kuti muite kuda kwake, uye ngaaite mukati medu zvinhu zvinomufadza, nokuna Kristu Jesu, ngaave nokubwinya nokusingaperi-peri. Ameni. (aiōn g165)
kamunyazahali muzintu zilutu zonse kupanga chakusaka kwake. Asebeze mwetu. chitabisa hande habusu bwake, cha Jesu Kresite, kwali ku be ni kanya ya kuya kusamani. Kubebulyo. (aiōn g165)
22 Hama dzangu ndinokurayirai kuti mutende shoko rangu rokurayira, nokuti ndakunyorerai tsamba duku.
Hanu, ni misusueza, bakwangu, mube ni manzwi e susumezo ao chabufuhi li ni ba miñoleli
23 Ndinoda kuti muzive kuti hama yedu Timoti akasunungurwa. Kana akakurumidza kusvika, ndichauya naye kuzokuonai.
Mwizibe kuti mukwetu Timotea cha lukululwa i ye yete ni mibone naye heba mwekeze hanu.
24 Kwazisai vatungamiri venyu vose uye navanhu vose vaMwari. VokuItaria vanokukwazisai.
Mulumelise bayendisi benu bonse ni bazumine bonse. Na bo bena kwa Itali ba milumelisa.
25 Nyasha ngadzive nemi mose.
Chisemo cheleza chi be nanwe mubonse.

< VaHebheru 13 >