< Ezekieri 37 >

1 Ruoko rwaJehovha rwakanga rwuri pamusoro pangu, uye akandibudisa noMweya waJehovha akandiisa pakati pomupata; wakanga uzere namapfupa.
Na da Hina Gode Ea gasa bagade hou nabi. Amalu, Ea A: silibu da na fagoga oule sa: ili, na da osobo huluane bogoi gasaga dedeboi ba: i.
2 Akanditungamirira kuno nokoko pakati pawo, uye ndakaona mapfupa mazhinji zhinji pamusoro pomupata; mapfupa akanga akaoma kwazvo.
E da na fagoba: le amodili oule lalu, na da gasa bagohamedafa dialebe ba: i. Na ba: loba, amo gasa ilia huluane da hafoga: idafa ba: i.
3 Akandibvunza akati, “Mwanakomana womunhu, mapfupa aya angararama here?” Ini ndakati, “Imi Ishe Jehovha, iyemi moga munoziva.”
Hina Gode da nama amane sia: i, “Dunu egefe! Amo gasa da bu uhimu dawa: bela: ?” Na amane bu adole i, “Ouligisudafa Hina Gode! Disu fawane amo bu adole ima: ne dawa: !”
4 Ipapo iye akati kwandiri, “Profita kumapfupa aya uti kwaari, ‘Imi mapfupa akaoma, inzwai shoko raJehovha:
E amane sia: i, “Amo hafoga: i gasa amoma ilia da Hina Gode Ea sia: nabima: ne sia: ma.
5 Zvanzi naIshe Jehovha kumapfupa aya: Ndichaisa mweya mukati menyu mugorarama.
Ilima amane sia: ma, ‘Na, Ouligisudafa Hina Gode da dilima amane sia: sa; Na da dili amo ganodini mifo sanasili, dili bu uhini heda: ma: mu.
6 Ndichaisa marunda pamuri ndigoita kuti muve nenyama pamusoro penyu uye ndichakufukidzai neganda; ndichaisa mweya mukati menyu uye muchava vapenyu. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha.’”
Na da momoge amola hu dilima imunu, amola dili gadofoga dedebolesimu. Na da dili amo ganodini mifo sanasili, dili bu uhini heda: ma: mu. Amasea, dilia da Na da Hina Gode dawa: mu.”
7 Saka ndakaprofita sezvandakarayirwa. Zvino ndakati ndichiprofita, kwakava nomumvumo, nokurira kwaiti kweche kweche, uye mapfupa akaswededzana, bvupa nebvupa.
Amaiba: le, Gode da nama sia: i amo defele, na da hafoga: i gasa amoma sia: i. Na sia: nanoba, na da genena: genena: be nabi. Gasa da disimusa: ne mui.
8 Ndakatarira, ndikaona marunda nenyama zvavapo uye zvakafukidzwa neganda, asi makanga musina mweya mukati mazvo.
Na ba: loba, gasa da momoge dadafuli, amola hu ba: sisi amola gadofoga dedeboi. Be da: i hodo hamoi da mifo hame galu.
9 Ipapo akati kwandiri, “Profita kumhepo; profita, mwanakomana womunhu, uti kwairi, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Uya uchibva kumhepo ina, iwe mweya, ufemere mukati maava vakaurayiwa, kuti vararame.’”
Gode da nama amane sia: i, “Dunu egefe! Fo amoga sia: ma! Fo amoma Ouligisudafa Hina Gode da di la: di la: di amoga misini, amo bogoi da: i hodo huluane uhini heda: ma: ne, mifo ima: ne sia: ma.”
10 Saka ndakaprofita sezvaakandirayira, mweya ukapinda mukati mavo; vakararama vakamira netsoka dzavo, iri hondo huru kwazvo.
Amaiba: le, Na da Gode Ea adoi defele sia: i. Mifo da bogoi da: i hodo amo ganodini sa: ili, ilia da uhini wa: legagadoi. Ilia da bagohameba: le, gegesu dunu gilisisu bagade hamoma: ne defele ba: i.
11 Ipapo akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, mapfupa aya ndiyo imba yose yaIsraeri. Ivo vanoti, ‘Mapfupa edu aoma uye hatisisina tariro; taparadzwa hedu.’
Gode da nama amane sia: i, “Dunu egefe! Isala: ili fi dunu da amo bogoi gasa agoane gala. Ilia da hafoga: i dagoi, amola ilima doaga: mu hou da hamedei, ilisu dawa: lala.
12 Naizvozvo profita uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Haiwa vanhu vangu, ndiri kuzozarura marinda enyu ndigokubudisai maari; ndichakudzoseraizve kunyika yaIsraeri.
Amaiba: le, Na fidafa Isala: ili ilima Na, Ouligisudafa Hina Gode, Na sia: ilima adosima, amane; Na da ilia bogoi uli dogoi amo doasili, ilia da: i hodo fadegale, Isala: ili sogega bu oule misunu.
13 Ipapo imi, vanhu vangu, muchaziva kuti ndini Jehovha, pandichazarura marinda enyu ndichikubudisai maari.
Na da bogoi uli dogoi (amo ganodini Na fi dunu da uli dogoi) amo doasili, ili gadili oule ahoasea, ilia da Na da Hina Gode dawa: mu.
14 Ndichaisa mweya wangu mukati menyu mugorarama, uye ndichakugarisai munyika yenyu. Ipapo muchaziva kuti ini Jehovha ndakazvitaura, uye ndakazviita, ndizvo zvinotaura Jehovha.’”
Na da Na mifo ili ganodini sanasili, ili bu uhini wa: le gagadolesili, ilia sogedafa amoga esaloma: ne, ili bu oule misunu. Amasea, ilia da Na da Hina Gode dawa: mu. Na da amo hamomusa: dafawane ilegeiba: le, Na da dafawane hamomu. Na, Hina Gode da sia: i dagoi.”
15 Shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,
Hina Gode da bu nama amane sia: i,
16 “Mwanakomana womunhu, tora rutanda unyore parwuri kuti, ‘ZvaJudha nezvaIsraeri shamwari dzake.’ Ipapo utore rumwe rutanda, ugonyora pamusoro parwo kuti, ‘Rutanda rwaEfuremu, norwaJosefa neimba yose yaIsraeri neshamwari dzake.’
“Dunu egefe! Ifa daba: lale, amoga agoane dedema, ‘Yuda Fi.’ Amasea, ifa daba: eno lale, amoga agoane dedema, ‘Isala: ili Fi.’
17 Uzvibatanidze pamwe chete zvive rutanda rumwe kuitira kuti zvive rutanda rumwe chete muruoko rwako.
Amasea, amo ifa daba: aduna dia lobo ganodini disili, ela da daba: afae agoane ba: ma: ne, usunawene gaguma.
18 “Kana vanhu venyika yako vakakubvunza vachiti, ‘Haungatiudziwo zvaunoreva nechinhu ichi here?’
Dia fi dunu da amo ea bai dima adole ba: sea,
19 uti kwavari, ‘Zvanzi naJehovha: Ndiri kuzotora rutanda rwaJosefa, rwuri muruoko rwaEfuremu, nerwaIsraeri shamwari dzake, ndigorubatanidza nerwaJudha, ndichiaita rutanda rumwe chete rwehuni, agova rutanda rumwe chete muruoko rwangu.’
ilima amane adoma, ‘Na, Ouligisudafa Hina Gode, da daba: amo fedege da Isala: ili, amo lale, daba: amo fedege da Yuda, amoga disimu. Amo ela disili, ifa daba: afae hamone, Na lobo ganodini gagumu.’
20 Uabate pamberi pavo iwo matanda awakanyora paari
Amo ifa daba: aduna, dunu ilia ba: ma: ne, loboa gaguma.
21 ugoti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: Kubva munyika dzose kwavakanga vaenda ndichadzosera vaIsraeri munyika yavo.
Amasea, ilima amane adoma, ‘Na, Ouligisudafa Hina Gode da Na fi dunu huluane, fifi asi gala huluane ganodini esala, amoga fadegale, gilisili, ilia sogedafa amoga bu oule misunu.’
22 Ndichavaita rudzi rumwe chete munyika iyo, pamakomo eIsraeri. Pachava namambo mumwe chete pamusoro pavo vose uye havachazovazve marudzi maviri kana kupatsanurwa kuti vave umambo huviri.
Isala: ili goumi da: iya, Na da Na fi dunu fi afadafa hamoma: ne gilisimu. Hina bagade afadafa fawane da ili huluane ouligimu. Ilia da fi aduna hamoma: ne, afafae bu hame ba: mu.
23 Havachazozvisvibisizve nezvifananidzo zvavo kana nezvinonyangadza zvavo kana kudarika kuipa kwavo, nokuti ini ndichavaponesa pazvivi zvavo zvokudzokera shure, uye ndichavanatsa. Vachava vanhu vangu uye ini ndichava Mwari wavo.
Ilia hou bu gugunufima: ne, ilia da wadela: i hou bu hame hamomu, amola ogogosu ‘gode’ ilima bu hame nodone sia: ne gadomu. Na da ilia wadela: i hou hamosu, amola Nama hohonosu logo huluane hedofamu, Na da ili fofololesimu. Ilia da Na fidafa esalumu, amola Na da ilia Gode esalumu.
24 “‘Muranda wangu Dhavhidhi achava mambo pamusoro pavo, uye vose vachava nomufudzi mumwe chete. Vachatevera mirayiro yangu uye vachachenjerera kuchengeta mitemo yangu.
Hina bagade, Na hawa: hamosu dunu Da: ibidi agoane da ili ouligilalumu. Ilia da gilisili ouligisu afadafa fawane amoma fa: no bobogesea, Na malei moloiwane nabimu.
25 Vachagara munyika yandakapa kumuranda wangu Jakobho, iyo nyika yaigara madzibaba avo. Vachagaramo nokusingaperi ivo navana vavo navana vavana vavo uye Dhavhidhi muranda wangu achava muchinda wavo nokusingaperi.
Ilia da soge, amo Na da Na hawa: hamosu dunu Ya: igobema i, amola amoga ilia aowalalia da esalu, amoga esalumu. Ilia amoga fifi ahoanumu, amola ilia mano amola egaga fi da amaiwane esalumu. Hina bagade, Na hawa: hamosu dunu Da: ibidi agoane, da ili eso huluane ouligilalumu.
26 Ndichaita sungano yorugare navo; ichava sungano isingaperi. Ndichavasimbisa, ndichavawanza uye ndichaisa nzvimbo yangu tsvene pakati pavo nokusingaperi.
Ilia da eso huluane gaga: iwane esalalaloma: ne, Na da ilima gousa: su hamomu. Na da ili fifi ahoanoma: mu. Na da ili fi idi heda: ma: mu. Na da Na Debolo Diasu ilia soge ganodini ligisimu. Amo da amogawi mae mugululi eso huluane dialumu.
27 Ugaro hwangu huchava pakati pavo, ini ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.
Na da ili amola gilisili esalumu. Na da ilia Gode esalumu, amola ilia da Na fi dunu esalumu.
28 Ipapo ndudzi dzichaziva kuti ini Jehovha ndinoita Israeri kuti ave mutsvene, kana nzvimbo yangu tsvene ikagara pakati pavo nokusingaperi.’”
Na da Na Debolo Diasu ilia soge amo ganodini eso huluane dialoma: ne ligisisia, fifi asi gala huluane da Na, Hina Gode da Isala: ili fi Na Fidafa hamoma: ne ilegei dagoi, amo dawa: mu.”

< Ezekieri 37 >