< Ezekieri 29 >

1 Mugore regumi, mumwedzi wegumi pazuva regumi namaviri, shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,
Eso fago amola oubi nabu amola ninia mugululi misi ode nabu, amoga Hina Gode da nama amane sia: i,
2 “Mwanakomana womunhu, rinzira chiso chako pamusoro paFaro mambo weIjipiti.
“Dunu egefe! Idibidi hina bagade ema se ima: ne, mimogoa fofada: ma! E amola Idibidi fi huluane da se bidi iasu lama: ne sia: ma.
3 Taura kwaari kuti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha: “‘Ndine mhaka newe, iwe Faro mambo weIjipiti, iyewe shato huru uvete pakati pehova dzako. Iwe unoti, “Nairi ndorwangu; ndakazvigadzirira pachangu.”
Ema, Ouligisudafa Hina Gode da Idibidi hina bagade amane sia: sa, adosima, ‘Di, hanome bagadedafa, hanoa dialebe! Na da dia ha lai! Di da Naile Hano da dia: , amola dia amo hamoi sia: sa.
4 Asi ndichaisa zvikokovono mushaya dzako, uye ndichaita kuti hove dzomuhova dzako dzinamatire pamakwati ako. Ndichakukwevera kunze ubve pakati pehova dzako, nehove dzose dzakanamatira pamakwati ako.
Be Na da dia magado ma: goga hiougimu. Amola menabo dia hano ganodini fi, dima madelagima: mu. Amasea, Na da di Naile Hano ganodi dialu amola menabo huluane dima madelagi, amo bia hiougili gadomu.
5 Ndichakusiya mugwenga, iwe nehove dzose dzomuhova dzako. Uchawira pasi pabani pachena zvapo, uye haungaunganidzwi kana kunongwa. Ndichakupa sechokudya kuzvikara zvenyika neshiri dzedenga.
Na da di amola menabo huluane, hafoga: i sogega galagamu. Dia da: i hodo osoboga galagale, hame uli dogoi ba: mu. Na da amo sio amola ohe fi iligili moma: ne imunu.
6 Ipapo vose vagere muIjipiti vachaziva kuti ndini Jehovha. “‘Wakanga uri tsvimbo yorutsanga kuimba yaIsraeri.
Amasea, Idibidi dunu huluane ilia da Na da Hina Gode dawa: mu. Isala: ili fi dunu da dilia Idibidi dunu amo ili fuligala: mu dawa: i galu. Be di da gasa hame ifa daba: agoai ba: i.
7 Vakati vachikubata namaoko avo, iwe ukatsemuka, ukabvarura mapfudzi avo; pavakasendamira pauri, wakavhunika misana yavo ndokuminama.
Ilia da dima baligisia ganoba, di da fili sa: ili, ilia ogoleba sone, ilia baligi fili gala: i.
8 “‘Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ndichauyisa munondo kuzokurwisa nokuuraya vanhu vako nezvipfuwo zvavo.
Wali, Na, Ouligisudafa Hina Gode, da dima sia: sa. Na da dunu gegesu gobihei bagade gaguiwane dima doagala: musa: , dima asunasimu. Ilia da dia dunu amola ohe huluane medole legemu.
9 Ijipiti ichava dongo rakaparadzwa. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha. “‘Nokuti iwe wakati, “Nairi ndorwangu; ndini ndakaruita,”
Idibidi soge da dunu hulu hagia: le, wadela: lesi dagoi ba: mu. Amasea, di da Na da Hina Gode dawa: mu.
10 naizvozvo ndine mhaka newe nehova dzako, uye ndichaita kuti nyika yeIjipiti iparadzwe ive dongo kubva kuMigidhori kusvikira kuAswani, kundosvika kumuganhu weEtiopia.
Di da Naile Hano da dia: , amola di da amo hamoi sia: beba: le, Na da di amola dia Naile Hano amoma ha lai gala. Na da Idibidi soge huluane, Migidole moilai bai bagade ga (north) gala amoganini asili Asawane moilai bai bagade ga (south) gala, amonini asili Sudane fi alalo defei doaga: sa, amo dogoa huluane dunu hulu hagia: le, wadela: lesimu.
11 Hakuna rutsoka kana rwemhuka ruchapfuura nomo; hakuna achagaramo kwamakore makumi mana.
Dunu fi amola ohe fi ilia amodili mae asili galea, ode 40 da gidigili baligimu.
12 Nyika yeIjipiti ndichaiita dongo pakati penyika dzakaparadzwa, uye maguta ayo achava matongo kwamakore makumi mana pakati pamaguta akaitwa matongo. Uye ndichaparadzira vaIjipita pakati pendudzi, ndichavadzingira kunyika zhinji.
Na da Idibidi soge wadela: lesisia, amo soge ea wadela: su da soge huluane osobo bagadega gala, amo ilia wadela: su baligi dagoi ba: mu. Ode 40 amoga Idibidi soge moilai bai bagade huluane da wadela: lesi dagoi, eno moilai huluane ilia wadela: su bagade baligiwane dialumu. Na hamobeba: le, Idibidi dunu da gegesu amoga hobeale lasu dunu ba: mu. Ilia da fifi asi gala eno huluane amoga hobeale, amo fi ganodini esalumu.”
13 “‘Asi zvanzi naIshe Jehovha: Mushure mamakore makumi mana ndichaunganidza vaIjipita kubva kundudzi dzandakanga ndavadzingira.
Ouligisudafa Hina Gode da amane sia: sa, “Ode 40 amo gidigili, Na da Idibidi fi dunu soge fifi asi enoga afagogolesi amo bu sinidigili oule misunu.
14 Ndichavadzosa kubva kuutapwa ndigovadzosera kunyika yePatirosi, nyika yamadzitateguru avo. Vachava ushe hwakazvidzwa ikoko.
Amola Na da ili ga (south), musa: ili fifi lalusu amogawi fifi lama: mu. Amo ganodini ilia da gasa hamedene fifi lalumu.
15 Huchava ushe hwakazvidzika chose uye hahuchazozvisimudzirizve pamusoro pedzimwe ndudzi.
Ilia da gasa hamedeiba: le, eno fifi asi gala da ilia gasa baligimu. Amola ilia da eno fifi asi gala ouligimu hamedei ba: mu. Na da ili gasa hamedene hamobeba: le, ilia da eno fifi asi gala sesemu da hamedei ba: mu.
16 Ijipiti haichazombovizve chivimbo chavanhu veIsraeri asi ichava chirangaridzo chechivi chavo chokucheukira kwairi kuti vabatsirwe. Ipapo vachaziva kuti ndini Ishe Jehovha.’”
Isala: ili da ili fidima: ne, Idibidi dunu ilima bu hame adole ba: mu. Isala: ili da Idibidi amoga doaga: i hou ba: beba: le, ilia da ilima fidimusa: adole ba: beba: le da giadofai noga: le dawa: mu. Amasea, Isala: ili fi ilia da Na da Ouligisu Hina Gode dawa: mu.”
17 Mugore ramakumi maviri namanomwe, nomwedzi wokutanga pazuva rokutanga, shoko rakasvika kwandiri richiti,
Eso age, amola oubi age, amola ode 27 ninia mugululi misi amoga, Hina Gode da nama amane sia: i,
18 “Mwanakomana womunhu, Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi akabatisa hondo yake basa guru rokurwa neTire; musoro mumwe nomumwe wakasvuurwa uye pfudzi rimwe nerimwe rakasvotorwa. Kunyange zvakadaro iye nehondo yake havana kuwana mubayiro pamusoro pebasa ravakaita achirwa naro.
“Dunu egefe! Ba: bilone hina bagade Nebiuga: denese da Daia amoma doagala: i. E da ea dadi gagui dunu ilima dioi gasa bagade liligi gisima: ne, ilima i. Amalalu ilia dialuma da gianai agoane ba: i, amola ilia gidagi da gadofo houga: lesi ba: i. Be Ba: bilone hina bagade amola dadi gagui dunu, ilia da amo hawa: hamobega dabe liligi afae hame lai.
19 Naizvozvo zvanzi naIshe Jehovha: Ndiri kuzopa nyika yeIjipiti kuna Nebhukadhinezari mambo weBhabhironi, uye iye achatapa pfuma yayo. Achapamba nokutora nyika somuripo wehondo yake.
Amaiba: le, Na, Ouligisudafa Hina Gode, da amane sia: sa, ‘Na da Idibidi soge amo, hina bagade Nebiuga: denese ema iagamu. E da amoma doagala: le, Idibidi muni huluane gegenana lale, amo muni ea dadi gagui dunu ilima ilia bidi imunu.
20 Ndakamupa Ijipiti somubayiro wokushingaira kwake nokuti iye nehondo yake vakandibatira ini, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.
E da Na hawa: hamobeba: le, Na da Idibidi soge ea hawa: hamosu bidi agoane, ema imunu. Na, Ouligisu Hina Gode da sia: i dagoi.
21 “Pazuva iro ndichameresa runyanga rweimba yaIsraeri, uye ndichazarura muromo wako pakati pavo. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha.”
Amo hou da doaga: sea, Na da Isala: ili dunu ilima gasa bu imunu. Amola, di Isigiele, di da dunu huluane nabima: ne sia: musa: , Isala: ili dunu da Na da Hina Gode dawa: ma: ne, Na da dia logo doasimu.”

< Ezekieri 29 >