< 2 VaTesaronika 3 >
1 Pakupedzisira, hama, mutinyengetererewo kuti shoko raShe rikurumidze kuparadzirwa uye kuti rikudzwe, sezvazvakanga zvakaita kwamuri.
Ni henu, bhalongo, mutus'omelahi, kuj'ha lilobhi lya Bwana libhwesiayi kuyenela ni kutukusibhwa, kama kwaj'hayela pia kwa muenga.
2 Uye munyengetere kuti tirwirwe kubva kune akaipa, nokuti havasi vose vanotenda.
Mus'omahi kuj'ha tubhwesyagha kuokolibhwa kuh'omela mu bhuovu ni bhanu bhaasi, kwa kuj'ha si bhoha bhaj'hele ni imani.
3 Asi Ishe akatendeka, uye achakusimbisai nokukudzivirirai kubva kune akaipa.
Lakini Bwana ndo mwaminifu, ambaj'he ibetakubhasindimalisya muenga ni kubhalenda kuh'oma kwa Bwana kwa j'hola muovu.
4 Tinotenda muna She kuti muri kuita uye mucharamba muchiita zvinhu zvatinokurayirai.
Tuj'hele ni bhusisya kwa Bwana kwa ndabha j'hinu; kuj'ha mwibhomba na mwibeta kuj'hendebela kubhomba mambo ambagho tu kabhalanghisya.
5 Mwari ngaatungamirire mwoyo yenyu murudo rwaMwari uye nomukutsungirira kwaKristu.
Bwana abhwesiyayi kulongosya mit'ema ghya muenga mu luganu ni mu bhuvumilivu bhwa Kristu.
6 Muzita raIshe Jesu Kristu, tinokurayirai hama, kuti mubve pahama imwe neimwe inoita zvousimbe uye isingararami maererano nedzidziso yamakagamuchira kubva kwatiri.
Henu tukabhalaghisya, bhalongo, mu lihina lya Bwana Yesu Kristu, kuj'ha muyepai kila ndongo ambaghe iishi maisha gha uvivu na siyo kwa kuh'omela ni kutokana ni desturi ambasyo mwasipokili kuh'oma kwa tete.
7 Nokuti imi pachenyu munoziva kuti munofanira kutevera sei muenzaniso wedu. Takanga tisiri simbe patakanga tinemi,
Kwa kuj'ha muenga mwebhene mmanyili kuj'ha sawa kwa muenga kutuj'hesya tete. Twatamili lepi mgati mwa muenga kama bhala ambabho bhaj'heledumu ni litengulilu.
8 uye hatina kudya chokudya chomunhu tisingaripi. Asi, takashanda usiku namasikati, tichishanda zvikuru uye tichitambudzika kuitira kuti tirege kuva mutoro kwamuri.
Na twalilidumu kyakulya kya munu j'haj'hioha j'hola bila kukilep'hela. Badala j'hiake, Twabhombili mbombo pakilu ni pamusi kwa mbombo ngafu ni kwa mal'omb'osi ili tukata kuj'ha mzigo kwa j'hej'hioha Kati j'ha muenga.
9 Takaita izvi, kwete nokuda kwokuti hatina kodzero yokuti tibatsirwe pakadaro, asi kuitira kuti tive muenzaniso kwamuri wokuti mutevere.
Twabhombili nahasi kwandabha tudulili mamlaka. Badala yiake, twak'hetili naha ili tuj'helayi mfuano kwa muenga, ili mubhwesiahi kutuj'hesya tuenga.
10 Nokuti kunyange pataiva nemi, takakupai murayiro uyu wokuti: “Kana munhu asingashandi, ngaarege kudya.”
Wakati tuj'hele pamonga namu twabhalaghisye, “ij'helayi mmonga Kati j'hinu ilondalepi kubhomba mbombo, na asilyi”.
11 Tinonzwa kuti vamwe pakati penyu vane usimbe. Havashandi; havaregi zvavamwe.
Kwa kuj'ha twep'heleka kuj'ha bhamana bhilota kwa bhutifu mugati mwinu. Bhibhomba lepi mbimbo lakini badala yiake ndo bhanu bhabhaye dumu ni bhutaratibu.
12 Vanhu vakadaro tinovarayira uye tinovakurudzira muna Ishe Jesu Kristu kuti vashande chinyararire vagodya chingwa chavanoshandira.
Henu abhu ni bhene twikabhalanghisya ni kubhaasa kwa Bwana Yesu Kristu, kuj'ha lazima bhabhombagha mbombo kwa bhutulivu ni kulya kyakulya kya bhene.
13 Uye kana murimi, hama, musaneta pakuita zvakanaka.
Lakini muenga, bhalongo, musisiriki n'tema mu kubhomba ghaghayele manofu.
14 Kana pano munhu asingateereri kurayira kwedu mutsamba iyi, mumungwarire. Musafambidzana naye, kuitira kuti anyare.
Ikaj'he laghe munu j'hoj'hioha ibela kutii lilobhi lyitu mu waraka obho, Muyelayi makini naku na mkatakuj'ha ni bhushirika pamonga nu muene, ili kuj'ha abhwesiagha kubhona Soni.
15 Asi musamutora somuvengi, asi mumuyambire sehama.
Mkatayi kuntolela Kama adui, lakini mumwonyaghe kama ndongobhinu.
16 Zvino Ishe worugare ngaakupei rugare nguva dzose nomunzira dzose.
Bwana bhwa amani muene abhapelayi amani bhwakati bhuoha mu nj'hela sioha. Bwana ayelayi namu mwebhoha.
17 Ini Pauro, ndanyora kwaziso iyi noruoko rwangu, chinova ndicho chiratidzo mutsamba dzangu dzose.
E'j'he ndo salamu j'ha nenga, Paulo, kibhoko kyangu ne muene kila ambaho ndo alama mu kila bhwaraka. E'fe ndo kyanij'handika.
18 Nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu ngadzive nemi mose.
Neema j'ha Bwana ghwitu Yesu Kristu j'hibhwesiagha kuj'ha namu mwebhoha.