< 2 Samueri 9 >

1 Dhavhidhi akabvunza akati, “Ko, kuchine mumwe akasara here weimba yaSauro wandingaitira tsitsi nokuda kwaJonatani?”
Eso afaega, Da: ibidi da amane adole ba: i, “Solo ea sosogo fi dunu afae da esalabala? Amai galea, na da Yonada: nema asigiba: le, ema asigi hou olelemu hanai gala.”
2 Zvino kwakanga kuno muranda weimba yaSauro ainzi Zibha. Vakamudana kuti auye kuna Dhavhidhi, mambo akati kwaari, “Ndiwe Zibha here?” Iye akapindura akati, “Ndini muranda wenyu.”
Solo ea sosogo fi hawa: hamosu dunu afae amo ea dio Siba da esalebe ba: i. Ilia da e Da: ibidima masa: ne sia: i. Da: ibidi da ema amane adole ba: i, “Di da Sibala: ?” E bu adole i, “Ma! Hina noga: idafa! Na da dia hawa: hamosu dunu!”
3 Mambo akabvunza akati, “Hakuna mumwe akasara weimba yaSauro wandingaratidza tsitsi dzaMwari here?” Zibha akapindura mambo akati, “Kuchine mwanakomana waJonatani; akaremara makumbo ose.”
Hina bagade Da: ibidi da ema amane adole ba: i, “Solo ea sosogo fi dunu afae esalabala? Na da na Godema ilegei defele, agoai dunuma asigi hou olelemusa: dawa: lala.” Siba da bu adole i, “Yonada: ne egefe afadafa fawane da esala. E da gasuga: igi gala.”
4 Mambo akabvunza akati, “Aripiko?” Zibha akapindura akati, “Ari kuimba yaMakiri mwanakomana waAmieri kuRo Dhebhari.”
Da: ibidi da adole ba: i, “E da habidili esalabala?” Siba da adole i, “E da Loudiba sogega, Ma: ige (A: miele egefe) amo ea diasua esala.”
5 Saka Mambo Dhavhidhi akarayira kuti andotorwa kubva kuRo Dhebhari, pamba paMakiri mwanakomana waAmieri.
Amaiba: le, Da: ibidi da Mifibousiede ema misa: ne sia: si.
6 Zvino Mefibhosheti mwanakomana waJonatani, mwanakomana waSauro akati asvika kuna Dhavhidhi, akawira pasi nechiso chake kuti aratidze rukudzo. Dhavhidhi akati, “Mefibhosheti!” Iye akapindura akati, “Ndini muranda wenyu.”
Mifibousiede (Yonada: ne egefe amola Solo ea aowa) da doaga: loba, e da Da: ibidima nodoma: ne, e midadi begudui. Da: ibidi da amane sia: i, “Mifibousiede!” E bu adole i, “Hina noga: idafa! Na da dia hawa: hamosu dunu!”
7 Dhavhidhi akati kwaari, “Usatya hako, nokuti zvirokwazvo ndichakuitira tsitsi nokuda kwababa vako Jonatani. Ndichadzosera kwauri nyika yose yakanga iri yasekuru vako Sauro, uye uchadya patafura yangu nguva dzose.”
Da: ibidi da amane sia: i, “Mae beda: ma! Na da dia ada Yonada: ne dawa: beba: le, dima asigiwane hamomu. Na da soge huluane amo dia aowa ea gagui, amo dima bu imunu. Amola di da eso huluane na diasuga ha: i manu da defea.”
8 Mefibhosheti akakotamira pasi akati, “Muranda wenyu chiiko, zvamunorangarira imbwa yakafa yakaita seni?”
Mifibousiede da bu beguduli, amane sia: i, “Hina noga: idafa! Na hou da wa: me bogoi amo ilia hou hame baligisa. Nama da noga: i hou agoai da hame hamomu galu.”
9 Ipapo mambo akadana Zibha, muranda waSauro, akati kwaari, “Ndapa muzukuru wavatenzi vako zvose zvakanga zviri zvaSauro nemhuri yake.
Amalalu, Da: ibidi da Solo ea hawa: hamosu dunu, Siba, amo ema misa: ne wele sia: ne, ema amane sia: i, “Na da dia hina ea aowa amo Mifibousiede, ema liligi huluane amo Solo amola ea sosogo ilia musa: gagui liligi, amo ema bu imunu.
10 Iwe navana vako navaranda vako ndimi muchamurimira minda mugokohwa zvirimwa, kuti muzukuru wavatenzi vako awane zvokudya. Mefibhosheti, muzukuru wavatenzi vako, achadya patafura yangu nguva dzose.” Zvino Zibha aiva navanakomana gumi navashanu navaranda makumi maviri.
Di amola diagofelali amola dia hawa: hamosu dunu da Solo ea sosogo fi ilima ha: i manu ima: ne, ea soge amoga ha: i manu bugimu amola dadamini gaguli misa. Be Mifibousiede e fawane da eso hulu nina: ha: i nasu fafai amogai nasu hamomu.” (Siba egefelali da15agoane ba: i, amola ea hawa: hamosu dunu da 20 agoane esalu).
11 Ipapo Zibha akati kuna mambo, “Muranda wenyu achaita zvose zvamunomurayira kuti aite imi, ishe wangu namambo. Naizvozvo Mefibhosheti akadya patafura yaDhavhidhi somumwe wavanakomana vamambo.”
Siba da bu adole i, “Hina noga: idafa! Na da dia hamoma: ne sia: i huluane amo defele hamomu!” Amaiba: le, Mifibousiede da hina bagade egefelali defele, Da: ibidi ea ha: i nasu fafai amoga fili, ha: i nasu.
12 Mefibhosheti akanga ane mwanakomana mudiki ainzi Mika, uye vose veimba yaZibha vakanga vari varanda vaMefibhosheti.
Mifibousiede da goi mano ea dio Maiga esalu. Siba ea sosogo huluane da Mifibousiede ea hawa: hamosu lai.
13 Saka Mefibhosheti akagara muJerusarema nokuti aigara achidya patafura yamambo, uye akanga akaremara tsoka dzake dzose.
Amalalu, Mifibousiede (ea emo aduna da gasuga: igi galu) e da Yelusaleme moilai bai bagadega esalu. E da ea ha: i manu huluane amo hina bagade ea ha: i nasu fafai amoga nasu.

< 2 Samueri 9 >