< 2 VaKorinde 4 >

1 Naizvozvo, sezvo tine ushumiri uhu kubudikidza netsitsi dzaMwari, hatiori mwoyo.
Linu, mukuti twina ili ikolo, ni sina mutu va tambwiri chisemo, katuzwafi.
2 Asi takaramba zvinhu zvakavanzika uye nenzira dzinonyadzisa; hatishandisi unyengeri, uye hatiminamisi shoko raMwari. Asi pakuratidza kwedu zvokwadi, tinozvireverera muhana yomunhu wose pamberi paMwari.
Ni hakwina vulyo, tuve zivahazi inzila ziswavisisa ni zili wungwile. Katuhali cha ku chengelela, tuwonda inzwi lye Ireeza hande. Chaku zimanina initi, tulileta havusu bwa zumwi ni zumwi cha kuya che zwalo lyakwe mu menso e Ireeza.
3 Uye kunyange zvazvo vhangeri redu rakafukidzwa, rakafukidzwa kuna avo vari kuparara.
Haiva i evangeli yetu i umbitwe, i umbitwe feela kwabo basinyeha.
4 Vasingatendi vakapofumadzwa ndangariro dzavo namwari wenyika ino, kuti varege kuona chiedza chevhangeri rokubwinya kwaKristu, anova mufananidzo waMwari. (aiōn g165)
Imi kuvali, mulimu we inu inkanda ava hofuhazi kusa zumina kwa mihupulo yavo. Chelo ivaka, kava woli kuvona mumuni wa linzwi we kanya ya Kresite, iye chiswaniso che Ireeza. (aiōn g165)
5 Nokuti hatizviparidzi isu, asi Jesu Kristu saShe, uye isu savaranda venyu nokuda kwaJesu.
Katuli zivahazi iswe tuvene, kono Kresite Jesu neli Simwine, mi iswe tuvahikana venu kuchitila Jesu.
6 Nokuti Mwari akati, “Chiedza ngachipenye murima,” akaita kuti chiedza chake chipenye mumwoyo yedu kuti tiwane chiedza choruzivo rwokubwinya kwaMwari muchiso chaKristu.
Mukuti Ireeza nja va wambi kuti, “mumuni kauvenye mwi fifi.” Ava veñyisi mwi inkulo zetu, kuha iseri lyo kwiziva ikanya ye Ireeza mukuva kwa Jesu Kresite.
7 Asi pfuma iyi tinayo mumidziyo yevhu kuratidza kuti simba iri rinopfuura zvose rinobva kuna Mwari kwete kwatiri.
Kono twina ichi chifumu tuhamwe twe rongo, nji kuta kuti ziho zonse kuhitiliza njiza Ireza mi isinyi zetu.
8 Tinomanikidzwa kumativi ose, asi hatipwanyiwi; tinokanganiswa, asi hatina kuora mwoyo;
Tuwina muvukavo mwinkalulo zonse, kono katu pwachuki, katwizi cha ku panga kono katwizuli kuswava.
9 tinotambudzwa, asi hatina kusiyiwa; takawisirwa pasi, asi hatina kuparadzwa.
Tunyandiswa kono katukanwa. Tu wisikizwa hansi kono katusinyehi.
10 Tinoramba tichitakura nguva dzose mumuviri wedu kufa kwaJesu, kuti upenyu hwaJesu huratidzwewo mumuviri wedu.
Tuhindite ifu lya Jesu mu mi viri yetu inako yonse, jo kuti vuhalo bwa Jesu vuvoneke mumivili yetu.
11 Nokuti isu vapenyu tinoramba tichiiswa kurufu nokuda kwaJesu, kuti upenyu hwake huratidzwe mumuviri wedu unofa.
Iswe tuhala tuhindite mumivili yetu inako yonse ifu lya Jesu, njokuti vuhalo bwa Jesu vuvoniswe mumivili yetu ya vuntu.
12 Saka naizvozvo kufa kunobata matiri, asi upenyu hunobata mamuri.
Njokuti ifu likwete kuveleka mwetu, kono vuhalo vukwete kuveleka mwenu.
13 Kwakanyorwa kuchinzi: “Ndakatenda; naizvozvo ndikataura.” Nomweya mumwe chete iwoyo wokutenda takatendawo uye naizvozvo tinotaura,
Kono twina luhulo luswana lwe ntumelo kakuya ka chiva ñoletwe: “Niva zumini, mi linu niva wambi.” Naswe tuzumina mi hape tuwamba.
14 nokuti tinoziva kuti iye akamutsa Ishe wedu Jesu kubva kuvakafa achazotimutsawo pamwe chete naJesu uye agotisvitsa pamberi pake pamwe chete nemi.
Twizi kuti iyemwine yava vusi simwene Jesu, katu vuse naswe ni Jesu. Twizi kuti kaatu hinde nanwe kuya mwena iye.
15 Izvi zvose zvinoitwa nokuda kwenyu, kuitira kuti nyasha dziri kusvikira vanhu vazhinji dziwanze kuvonga kuti Mwari akudzwe.
Zintu zonse zichitilwe inwe kuchila kuti, sina chisemo hachi hasene kuvantu vangi. Kutambika vuitumelo kwi njihe kwi kanya ya Ireeza.
16 Naizvozvo hatiori mwoyo. Kunyange zvazvo kunze tichiparara, asi mukati tiri kuvandudzwa zuva nezuva.
Linu katuzwafi. Nihakuva vulyo, hanze tukwete ku sinyeha, mukati tukwete kuvumbwa chihya izuva ni zuva.
17 Nokuti chiedza chedu nokutambudzika kwedu kwechinguva chiduku zviri kutiitira kubwinya kusingaperi, kukuru kupfuura zvose. (aiōnios g166)
Mweyi inako zana, manyandozana anu a kwete atuvakanyeza kulema kwe kanya kulikanyezwa kusamani. (aiōnios g166)
18 Naizvozvo hatitarisi zvinoonekwa, asi zvisingaonekwi. Nokuti zvinoonekwa zvinopfuura, asi zvisingaonekwi zvinogara nokusingaperi. (aiōnios g166)
Katu lolete zintu zivoneka, kono zintu zisa voneki. zintu zivoneka zenakozana, kono zintu zisa voneki za kuya kusamani. (aiōnios g166)

< 2 VaKorinde 4 >