< 1 Timoti 6 >

1 Vose varanda vari pasi pejoko rouranda vanofanira kukudza vatenzi vavo zvizere, kuitira kuti zita raMwari nedzidziso yedu zvirege kumhurwa.
Awa ehi niakole pihe nijoki anga atugwa ahoeele iakulu ao anga niakete ikulyo lehi, yeanonee itume uu nsoko elina lang'wi Tunda nuumanyisigwa uleke kulukilwa.
2 Avo vana vatenzi vanotenda ngavarege kuvazvidza nokuda kwokuti ihama. Asi kutoti vanofanira kuvashumira zviri nani, nokuti vaya vanobatsirwa nebasa ravo vatendi, uye vadikanwi kwavari. Izvi ndizvo zvinhu zvaunofanira kuvadzidzisa uye nokuvarayira.
Iatugwa niakete iakulu niahuie aleke kuamela kunsoko nianso aluna. Kuleke nianso manyisa nukutanantya imakani aya.
3 Kana munhu achidzidzisa dzidziso dzenhema uye asingabvumi dzidziso yakanaka yaIshe wedu Jesu Kristu uye nedzidziso youmwari,
Ang'wi muntu fulani ukumanyisa kuuubi hange shuusingiye imalengaso itu aya nakuelekile, nae nkani nia mukulu u Yesu Kilisto, ang'wi shanga akugomba imanyiso niletongeela muuhueli.
4 anongozvikudza uye haazivi chinhu. Anongofarira nharo nokukakavara pamusoro pamashoko asingabatsiri, anongomutsa godo, gakava, kutukana nokufungirana zvakaipa,
Umuntu uyu ukikumbula hange shuine lehi. kuleka gwa, ukete ulei nuwikungumi munkani. Inkani izi yetuga welu, wilei, wisensi, usuki nuubi,
5 uye nokupesana kusingaperi pakati pavanhu vane murangariro wakaora, vakabirwa zvokwadi uye vanofunga kuti umwari inzira yokuwana nayo mari.
hange kiogo nikama tungotungo muantu imahala ao abepile. Amelekile itai. Asigile kina uuhueli nzila augole.
6 Asi umwari nokugutsikana nezvatinazvo zvinopfumisa kwazvo.
Itungeli uhueli nukugomba nsailo nkulu.
7 Nokuti hatina kuuya nechinhu panyika, uye hatigoniwo kubuda nechinhu kubva mairi.
Kundogoilyo singaeukuzile nikentu munu mihe. Hange shakuohola kentu kehi kupuma munu mihe.
8 Asi kana tine zvokudya nezvokupfeka, tichagutsikana nazvo.
Kuleka nianso, kukoneleke nindya niang'wenda.
9 Vanhu vanotsvaka kupfuma vanowira mukuedzwa nomumusungo uye nomukuchiva kwoupenzi kuzhinji kunokuvadza uye kunoisa vanhu mukuparadzwa nokuraswa.
Itungeli awa niakulula akete insao igwiza mumagenywe, kukiila ukutegwa. Igwiza kuupungu nuedu ninsula mbi, hange mumaintu ehi neiatenda iantu apike muulimeli nuubi.
10 Nokuti kuda mari ndiwo mudzi wezvakaipa zvose. Vamwe vanhu vanoda mari zvikuru, vakatsauka kubva pakutenda uye vakazvibaya neshungu zhinji.
Kunsoko kulowa impia inge ng'wandyo nuakila uubi. Iantu niakete insula nanso, alimeigwe kule nuukueli hange isonsile ienso kuukia nuedu.
11 Asi iwe, munhu waMwari, tiza kubva pane izvi zvose, uye utevere kururama, umwari, kutenda, rudo, kutsungirira nounyoro.
Kuite uewe muntu nuang'wi Tunda, mamanke imakani nanso. Mityate ekulu, utaua, uhueli, ulowa, wigigimeeli, nuupolo.
12 Irwa kurwa kwakanaka kwokutenda. Ubatisise upenyu husingaperi hwawakadanirwa kwahuri pawakapupura kupupura kwakanaka pamberi pezvapupu zvizhinji. (aiōnios g166)
Ikue embita nenza nauhueli. Ambiela upanga nuakale nuilangiwe. Inge aensoko seye kina aupumilye uwihengi ntongeela aakueli udu kuiiki nekiza. (aiōnios g166)
13 Ndinokurayira, pamberi paMwari, anopa upenyu kuzvinhu zvose, napamberi paKristu Jesu akapupura zvakanaka paakapa uchapupu pamberi paPondio Pirato,
Kuupa ilago ele ntongeela ang'wi Tunda nuezusokilye imaintu ehi ikie, hange ntongeela ang'wa Yesu Kilisto, nauligitilye itai kung'wa Pontio Pilato.
14 kuti uchengete murayiro uyu, usina chinongo kana chaungapomerwa kusvikira pakuonekwa kwaIshe wedu Jesu Kristu,
Kendegeela ilago kuutimeeli, wezewimugila kuaiilya, singa ukia kumukulu witu u Yesu Kilisto.
15 uyo achazoratidzwa naMwari panguva yake iye Mwari, iye oga Mutongi akaropafadzwa, Mambo wamadzimambo naIshe wamadzishe.
Itunda ukigeelya uezi wakwe kumatungo yayo - Itunda, ukembetilwe, ngulu zizodu, Mtemi muamukulu, Mkulu nukuligilya.
16 Iye oga ndiye asingafi uye agere pachiedza chisina angaswedera pachiri, uyo asina akambomuona kana angamuona. Kukudzwa nesimba ngazvive kwaari nokusingaperi. Ameni. (aiōnios g166)
Ung'wenso du ukikie nikale hange nuikie muwelu nishawihugelwe. Kutile umuntu nuhumilekumuona hange nuhumile kumugoza. Kung'waakwe itule ikulyo nuuhumi nuakale. Huela. (aiōnios g166)
17 Rayira vapfumi panyika ino kuti varege kuzvikudza kana kuisa tariro yavo mupfuma, isingagari, asi kuti vaise tariro yavo kuna Mwari, anotipa zvose zvizhinji kuti tifare nazvo. (aiōn g165)
Aile iagole niamunkumbigulu uwu alekekikumbula, hange aheje uuhueli muugole, nesinga watai. Kuleka nianso, yeanonee kue kumuhuela Itunda. Nuikupeza uugole wihi nuatai nsoko kulowe. (aiōn g165)
18 Varayire kuti vaite zvakanaka, uye kuti vafarire kupa vamwe uye nokugoverana.
Aile iatenda maza, agolipe mumilimo nimiza, atule akende, nukugomba kupumya.
19 Vachazviunganidzira pfuma senheyo yakasimba kunguva dzinouya, kuti vagobatisisa upenyu hunova upenyu kwechokwadi.
Kunzila eye akiekilya kitako nikiza kumakani nazile, nsoko kina ahume kuamba likalo ulyenso
20 Timoti, chengeta icho chawakapiwa. Furatira zvokutaura mashoko asina umwari nepfungwa dzinopikisa, dzezvinonzi pakutaura kwenhema zivo,
Timoteo, kisunge iki nupegilwe iheje nuudui nuakipungu nuwikungumi nuakigilya nueze wauteele wiheja uhugu.
21 idzo dzakapupurwa navamwe uye nokudaro vakatsauka kubva pakutenda. Nyasha ngadzive newe.
Iantu ang'wi itanantya imakani aya, neite aulya uuhueli Uukende ulule ukole palung'wi nue.

< 1 Timoti 6 >