< 1 Timoti 2 >
1 Naizvozvo, pakutanga kwezvose, ndinokurayirai kuti vanhu vose vakumbirirwe, vanyengetererwe, varevererwe, vavongerwe,
Bhai sha ntai kaje, nnjuganje na tenda eja kwa a Nnungu, kwa ligongo lya bhandunji bhowe,
2 madzimambo navose vari kutonga, kuti tigare norugare uye norunyararo pakurarama muumwari hwose nomuutsvene.
kwa ligongo lya bhapalume, na bhowe bhakwetenje ukulungwa, nkupinga tutame ndamo ja ulele pamo na kwaakuya a Nnugnu, na ndamo ja ukonjelo na gundu.
3 Izvi zvakanaka uye zvinofadza Mwari muponesi wedu.
Shene shindushi ni sha mmbone, shikwaanonyela a Nnungu, bhaatapula bhetu,
4 Anoda kuti vanhu vose vaponeswe uye kuti vazive chokwadi.
bhaapinga bhandu bhowe bhatapulwanje, na kuimanya indu ya kweli.
5 Nokuti kuna Mwari mumwe chete, nomurevereri mumwe chete pakati paMwari navanhu, ndiye munhu Kristu Jesu.
Pabha bhapali a Nnungu bhamope, na bhapali bhaalundanya bhamo, bhaalundanya bhandu na a Nnungu, ni mundu, a Yeshu Kilishitu,
6 Uyo akazvipa sorudzikinuro kuvanhu vose, uchapupu hwakapiwa panguva yakafanira.
bhene bhaishoshiye bhayene kwaatapulanga bhandu bhowe. Gwenego pugwaaliji ukong'ondelo, gakaishileje malanga gakwe ga pwaa, kuti a Nnungu bhanapinga kwaatapulanga bhandu bhowe.
7 Uye nokuda kwechikonzero ichi ndakaitwa muparidzi nomupostori, ndinokuudzai chokwadi, handisi kureva nhema, uye ndiri mudzidzisi wokutenda kwechokwadi kune veDzimwe Ndudzi.
Kwa lyene ligongolyo, njibhikwa kubha ntume, na nkulunguya, na nkujiganya, ku bhandu bhangabha Bhayaudi, ga ntenga gwa ngulupai na kweli. Ngunabheleketa kweli nngabha unami.
8 Ndinoda kuti varume kwose kwose vasimudze maoko matsvene pakunyengetera, vasina kutsamwa kana nharo.
Bhai, shingupinga nne, popowe punkuimananga nkujuga, ngunaapinga bhanabhalume bhaajuganje a Nnungu, akuno bhajinwilenje makono gamatakaywe, bhalijuganga gwangali nnjimwa wala mitau.
9 Ndinodawo kuti vakadzi vapfeke zvakafanira, zvakanaka zvino kuzvidzora, kwete nebvudzi rakarukwa kana negoridhe kana namaperera kana nguo dzemari zhinji,
Nneyo peyo, bhanabhakongwe bhawalanje nngubho ya mmbone, na ya shigundu, na ya langula kwiitimalika ntima, na nngabha kwiikelengelela kwa tibha umbo, wala kwa shaabhu na lulu, eu nngubho ya galama.
10 asi ngavave namabasa akanaka, sezvakafanira vakadzi vanoti vanonamata Mwari.
Ikabheje kwa itendi ya mmbone, malinga shibhaapinjikwanga bhanabhakongwe bhakwaajogopanga a Nnungu.
11 Mukadzi ngaadzidze akanyarara uye nokuzviisa pasi kwose.
Bhanabhakongwe bhaijiganyanje kwa kwiitimalika, akuno bhalikundanga yowe.
12 Handitenderi kuti mukadzi adzidzise kana kuti ave nesimba pamusoro pomurume; anofanira kunyarara.
Nne nguti, jwankongwe anannjiganye wala kuntagwala jwannume, ikabhe aitimalishe.
13 Nokuti Adhamu ndiye akatanga kuumbwa, tevere Evha.
Pabha a Adamu ni bhatandwibhe kupanganywa, kungai a Awa.
14 Uye Adhamu haasi iye akanyengerwa; mukadzi ndiye akanyengerwa akava mutadzi.
Na wala a Adamu bhangatembwa, ikabhe bhakongwe ni bhatembilwe, gubhajinjile muilebho.
15 Asi vakadzi vachaponeswa nokubereka vana kana vachirambira mukutenda, murudo noutsvene, uye nokuzvidzora.
Ikabheje, bhakongwe shibhatapulwe kwa bheleka bhana, ibhaga shibhalonjeye nngulupai na nkupingana, na ukonjelo, na ntima gwa kwiitimalika.