< 1 VaTesaronika 5 >
1 Zvino, hama, kana dziri nguva kana misi hatifaniri kuti tikunyorerei,
Henu, kwa habari sya muda ni nyakati, ndhongo, iyelepi haja Kujo kenu kihoakela kiyandikibhwa kwa yhomo.
2 nokuti imi munoziva kwazvo kuti zuva raShe richauya sembavha usiku.
kwa ndabha ya muenga mwayhomo mmanyili kiusahihi kujo magono gha Bwana ghihida kama mm'eji paihida pakilu.
3 Vanhu pavanenge vachiti, “Rugare norunyararo,” kuparadzwa kuchasvika pamusoro pavo nokukurumidza, somukadzi ane mimba worwadziwa, uye havangapunyuki.
pala pabhijoba kuye” Amani ni usalama”, ndo pauhalibifu pawihida ghafula. Ndo kawawa ukamkabha mabhu mwenye luleme. bhabhiye puka hee kwa njela yioayela.
4 Asi imi, hama, hamusi murima zvokuti zuva iri rikusvikirei sembavha.
Lakini muenga, ndhongo muyelepi mukitita hata ligono elu libhahidilai Kama mm'eji.
5 Imi mose muri vanakomana vechiedza navanakomana vamasikati. Hatizi vousiku kana verima.
Kwa ndabha muenga mwabhoa ni Bhana bha nuru ni bhana bha pamusi. Tete sio bhana bhapakilu au bhamkitita.
6 Saka zvino, ngatiregei kuita savamwe vavete, asi ngatisvinurei uye tive vanozvidzora.
Elu basu, tusigoni Kama bhamana kabhigona. Bali tukeshai ni kuya makini.
7 Nokuti avo vanovata, vanovata usiku, uye avo vanodhakwa, vanodhakwa usiku.
Kwa ndabha by bhabhigona bhigona pakilu na bhabigala bhigala pakilu.
8 Asi sezvo tiri vamasikati, ngatizvidzorei, takapfeka kutenda norudo sechidzitiro chechipfuva, netariro yoruponeso senguwani.
Kwa ndabha tete Ndo bhana bhapamusi, tuyelai makini. Tufwalai ngao ya imani ni upendo, na, kofia ya lichuma, ambayo ndo bhwokovu wa magono ghaghihida.
9 Nokuti Mwari haana kutisarudza kuti tive vokutsamwirwa asi kuti tigamuchire ruponeso kubudikidza naIshe wedu Jesu Kristu.
Kwa ndabha kyala atuchaguililepi muandi kwajia ya gadhabu, bali kwakutupela bhuokovu kwa njela ya Bwana Yesu Kristu.
10 Akatifira isu kuitira kuti, kunyange takasvinura kana tivete, tigare pamwe chete naye.
Muene ndo atufwelili ili kwa ndabha, tukayelai mihu au tugonili, tulaishi pamonga ni muene.
11 Naizvozvo kurudziranai uye muvakane, sezvamunoita zvino.
Kwa hiyo, mjifalijiayi ni kujibhomba yhomo kwa yhomo, kama ambafyo kammalili kuketa.
12 Zvino tinokukumbirai, hama, kuti muremekedze avo vanoshanda nesimba pakati penyu, vari pamusoro penyu muna She uye vanokurayirai.
Ndhongo, tukabhasoma mbhatambulai bhala bhahitumika miongoni mwa yhomo ni bhala bhabha yelae panani pa muenga kup'etela Bwana na bhabhi shauri bhala.
13 Muvakudze zvikuru murudo nokuda kwebasa ravo. Garai murunyararo nomumwe nomumwe wenyu.
Tukabhasoma kabhele mbhatambulai ni kubhapela heshima kwa upendo ndabha ya mbhombho yabhi. Muyela ni amani miongoni mwa yhomo.
14 Uye tinokukurudzirai, hama, kuti muyambire avo vano usimbe, mukurudzire vanotya, batsirai vasina simba, muite mwoyo murefu kuvanhu vose.
Tukabhasii, ndhongo: mubhaonyai bhabhilotalepi molimoli, mbhapelai miteema yabhakatili tamaa, mbhasaidilai bhabhayele bhayonge, muyelai mm'bhavumilivu kwa bhoa.
15 Muve nechokwadi kuti kurege kuva nomunhu anodzorera chakaipa nechakaipa, asi edzai kuva nomwoyo munyoro kuno mumwe nomumwe wenyu uye nokuna vose.
Mulangai akotokuya munu yuoayola yailepa libaya kwa libaya kwa munu yuoayola. Badala yake, mfwanyai ghaghayele ni mema kwakila mmonga bhinu ni bhanu bhoa.
Muhobholelai magono ghoa.
17 rambai muchinyengetera;
Musomai bila kukoma.
18 vongai pazvinhu zvose, nokuti ndiko kuda kwaMwari kwamuri muna Kristu Jesu.
Munshukulai kyala kwa lijambo, kwandabha agha ghoa ndo mapenzi gha kyala kwayhomo kup'etela Yesu Kristu.
19 Musadzima moto woMweya;
Msiuyemeki Roho.
20 musazvidza zviprofita.
Msiudhalau bhunabii.
21 Edzai zvinhu zvose. Batirirai kune zvakanaka.
Mghajalibuayi mambo ghoa. Mlikamulai laliyele liyema.
Mjiyepusiayi kwa lalibhonekana kiuovu.
23 Mwari pachake, iye Mwari worugare, ngaakuitei vatsvene kwazvo kwazvo. Mweya wenyu wose, nomwoyo uye nomuviri zvichengetwe zvisina mhosva pakuuya kwaIshe wedu Jesu Kristu.
kyala wa amani abhakamilisiayi kup'etela utakatifu. Roho, nafsi ni mbhele vifunzibhwai papayehe ni mawaa kwa kuhida Bwana wayhoto Yesu Kristu.
24 Iye anokudanai akatendeka uye achazviita.
Muene ya abhakutili ndo muaminifu, muene ndo wakuliketa.
25 Hama, tinyengeterereiwo.
Ndhongo, mtusomelai kabhele.
26 Kwazisai hama dzose nokutsvoda kutsvene.
Mbhasalimilai bhalongo bhoa kwa libusu lakitakatifu.
27 Ndinokurayirai pamberi paIshe kuti tsamba iyi iverengerwe hama dzose.
Nikabhasii kup'etela Bwana kuwa barua eye isomebhua you kwa bhalongo bhangu bhoa.
28 Nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu ngadzive nemi.
Neema ya Bwana Yesu Kristu iyelai pamonga ni muenga.