< 1 VaTesaronika 4 >
1 Pakupedzisira, hama, takakurayirai kuti munofanira kurarama sei kuitira kuti mugofadza Mwari, sezvamuri kurarama. Zvino tinokukumbirai uye tinokukurudzirai muna She Jesu kuti murambe muchiita izvi uye muchiwedzera.
Panyambele, aluna, ku umukinyila nu kumusinja kung'wa Yesu Kristo. Anga nai musingiiye u ulingasiilyi puma ki taitu mpyani ni mutakiwe kugendeela nu kumuloeelya Itunda. Ku nzila yiyo ga mugendeele nu kituma ikilo.
2 Nokuti munoziva zvatakakurayirai nesimba raIshe Jesu.
Ku nsoko mulingile ingi ulingasi kii nai kuminkiiye kukiila Mukulu uYesu.
3 Kuda kwaMwari kuti muitwe vatsvene:
Kunsoko nanso yayo ulowa nuang'wa Itunda: u weligwa nuanyu - kina mu uhuge u ugoolya,
4 kuti murege upombwe; kuti mumwe nomumwe wenyu adzidze kudzora muviri wake nenzira tsvene uye inokudzwa,
Kina kila ung'wi anyu walinge i mpyani a ku ungatila u musungu nuakwe mukola mu welu nu upolo.
5 asingaiti mukuchiva sezvinoitwa navahedheni, vasingazivi Mwari;
Leka kutula nu musungu kunsoko a nsula a muili (anga anyaingu ni shanga amulingile Itunda).
6 uye kuti pane izvozvi parege kuva nomunhu anotadzira hama yake kana kumutorera chinhu. Ishe acharanga vanhu nokuda kwezvivi zvakadaro zvose, sezvatakakuudzai kare uye tikakuyambirai.
Waleke kutula umoli u mutu wihi nuika puta i mimbi nu kumusasha u muluna nuakwe ku nsoko a lukani ulu. Kunsoko uMukulu yuyo mukola kususha ikuo ku makani ihi aya, anga nai katulaa katongelaa kuakania nu kua kuiila.
7 Nokuti Mwari haana kutidanira kutsvina, asi kuti tirarame upenyu hutsvene.
Ku nsoko uMukulu shanga ai ukitangile ku ushapu, ila ku welu.
8 Naizvozvo, uyo anoramba kurayira uku haasi kuramba munhu asi Mwari, iye anokupai Mweya wake Mutsvene.
Ku lulo nuilihitaa ili shanga wiahitaa i antu, ila wimuhitaa Itunda, nuiminkiilya uNg'wau Ng'welu nuakwe.
9 Zvino kana rwuri rudo kuhama, hatitsvaki kukunyorerai, nokuti imi pachenyu makadzidziswa naMwari kuti mudanane.
Kutula ulowa nua aluna, Kutili i nsula a muntu wihi ku ukilisilya, kunsoko mumanyisigwe nu Itunda kilowa nyenye ku nyenye.
10 Uyezve, munoda hama dzose muMasedhonia yose. Asi tinokukurudzirai, hama, kuti muite izvozvo uye muchiwedzera.
Kulu kuulu, ai itumile aya ihi ku aluna niamoli ku Makedonia ihi, kuiti ku umusinja, aluna, mitume ga ni ikilo.
11 Shingairirai kuti mugare upenyu hworunyararo, muchibata basa renyu namaoko enyu, sezvatakakuudzai,
Ku umusinja muhung'we nsula kikie likalo nula utigi, kukela i milimo anyu, nu kituma i mulimo ku mikono anyu, anga nai kumusingilye.
12 kuitira kuti upenyu hwamazuva ose huwane kukudzwa navari kunze uye kuitira kuti murege kusendamira kuno mumwe munhu.
Itume aya iti uhume kugendeela iziza nu ku upolo ku awo niamoli kunzi a u huiili, iti uleke kukepelwa nu winzi wihi.
13 Hama, hatidi kuti muve vasingazivi pamusoro paavo vavete, kana kuchema savamwe vavo, vasina tariro.
Shanga kuloilwe unyenye mulinge nishanga tai, unye aluna, migulya a awo ni alae, iti muleke kisusumya anga angiiza ni agila anga kulu kuulu kutula itungo ni lipembilye.
14 Isu tinotenda kuti Jesu akafa uye akamukazve, nokudaro isu tinotenda kuti Mwari achauyisa pamwe chete naJesu avo vakavata maari.
Anga itule ku uhuiie kina uYesu ai ukule nu kiuuka hangi, iti uu Itunda ukualeta palung'wi nu Yesu awo nialae insha mu ng'waakwe.
15 Samashoko aShe pachake, tinokuudzai kuti isu vachiri vapenyu, vachasara kusvikira pakuuya kwaShe, zvirokwazvo hatizotangiri avo vakavata.
Ku nsoko a ayo ku umutambuila u nyenye ku lukani nula Mukulu, kina usese ni kukoli kiapanga, ni kikatula kukoli itungo nila kupembya kitalakwe uMukulu, kulu kuulu shanga kika atongeela awo nialae mu nsha.
16 Nokuti Ishe pachake achaburuka achibva kudenga, nokurayira kukuru, nenzwi romutumwa mukuru uye nokurira kwehwamanda yaMwari, uye vakafa muna Kristu vachatanga kumuka.
Ku nsoko uMukulu mukola ukusima puma mu malunde. Ukupembya nu luli lukulu, palung'wi nu luli nulang'wa malaika nu mukulu, palung'wi ni kinembu kang'wa Itunda, ni enso nai atulaa akuza mung'wa Kristo aki uka hanza.
17 Shure kwaizvozvo, isu vachiri vapenyu uye vakasara, tichatorwa pamwe chete navo mumakore kuti tisangane naShe mudenga. Nokudaro tichava naShe nokusingaperi.
Uugwa usese ni kiapanga, ni kusagile, ki kihanguila mu malunde palung'wi ni enso kumusingiilya uMukulu migulya. Ku nzila iyi ku utula nu Mukulu mahiku ihi.
18 Naizvozvo kurudziranai namashoko aya.
Ku lulo, mi poeelye nyenye ku nyenye ku mukani aya.