< 1 VaTesaronika 3 >
1 Saka patakanga tisingagoni kuramba takatsunga, takafunga kuti zvaiva nani kuti tisare toga paAtene.
Bara na imone wa kata akara bite tikpilya i haun ichinari Athens.
2 Takatuma Timoti, anova ndiye hama yedu nomushandi waMwari pamwe chete nesu pakuparadzira vhangeri raKristu, kuti akusimbisei nokukukurudzirai mukutenda kwenyu,
Tina tuu Thimoti ku gbana bite unan kataah Kutelle nya kadura kamang in Yesu ada timinu akara nya kidegen mine.
3 kuti parege kuva nomunhu anozungunutswa nemiedzo iyi. Munozviziva chose kuti takanga takanangana nayo.
Yenjen umong mine wa fya kibinai nyan neou anin atimine yiru bara nenere inna fere-eh nari.
4 Chokwadi ndechokuti, pataiva nemi, takaramba tichikuudzai kuti tichatambudzwa. Uye zvakabva zvaita saizvozvo, sezvamunoziva kwazvo.
Kden kube na tiwa nan ghinu, tiwa belin minu nyan bun tiba nieu, uni na lawa kidene nafo naiyiru.
5 Nokuda kwaizvozvo, pandakanga ndisisagoni kutsunga, ndakatuma shoko kuti ndizive nezvokutenda kwenyu. Ndakatya kuti zvimwe muedzi angadaro akakuedzai uye kubata kwedu kukava pasina.
Bara nene na imone kata nin mmini to-oh nyinin kidegen mine yenje sa unan duzune na duzun minu kataah bite nahna.
6 Asi Timoti achangosvika kwatiri zvino achibva kwamuri uye akauya namashoko akanaka ezvokutenda kwenyu norudo rwenyu. Akatiudza kuti munogara muchifunga zvakanaka nezvedu uye kuti munoshuva kutiona, sezvatinoshuva nesuwo kukuonai.
Na Thimoty wa dak kitibite unuzu kitimine nin kadura ka mang, kan kidegen nin suu nin uworu na ishawa nin nari ba tuung, idinin suu iyene nari nafo na arik dinin suu tiyene minu.
7 Naizvozvo, hama, mukusuwa kwedu kwose uye nokutambudzwa kwedu, takakurudzirwa pamusoro penyu nokuda kwokutenda kwenyu.
Bara nene linwana tiwa se akara nibinai nya kidegem mine kidira nin nieu.
8 Nokuti zvino tiri vapenyu chose, sezvo imi mumire nesimba muna She.
Nene ridi mang, asa iyisina nin nin na nagang nya Chilari.
9 Tichavonga Mwari zvizere sei nokuda kwenyu kuti tidzorere mufaro wose watinawo pamberi paMwari wedu nokuda kwenyu?
Uyapin ugodoari tiba ni Kutelle bara anun, bara mmang mo-oh nati dimu nbun Kutelleh kittene mine.
10 Usiku namasikati tinonyengetera zvikuru kuti tikuoneizve uye kuti tizadzise zvamusina pakutenda kwenyu.
Kittik nin lirin ti din nliranina kara bara tiyene itmuro mine tinin ni ile imon na idinin lidarinya kidegen mine.
11 Zvino Mwari wedu, Baba pachavo naIshe wedu Jesu ngavatizarurire nzira kuti tiuye kwamuri.
Na Kutelleh nin Chif bite litime aChilari bite Yesu duro nari udina udak kitimine.
12 Ishe ngaakurise rudo rwenyu uye rupfachukire kuno mumwe nomumwe nokuvanhu vose, sezvinoita rwedu kwamuri.
Na chilari kpin ngardang suu minu udu linwana a nit vat, nafo na ari din su udu kitimine.
13 Ngaasimbise mwoyo yenyu kuitira kuti mushayiwe chamunopomerwa uye muve vatsvene pamberi paMwari wedu naBaba vedu, pakuuya kwaIshe wedu Jesu navatsvene vake vose.
Asuu nene bara kpin minu akara nibinai nyang salin dinonnin lau nbun Kutelleh nin Chif, asa Chikilari bite Yesu ba dak nin na lau me vat.