< 1 VaKorinde 6 >

1 Kana mumwe wenyu ane mhosva nomumwe, angatsunga here kumukwirira kumatare avasakarurama pano kumukwirira kuvatsvene?
Anibi niyiwu indi wa a hei ni tre wugbi suron ni vayi ma waka grji u he nibiwa bana to iter Rji na? Ana zan wa ani grji u he nihiwa bato ter Rji ni suron mba na.
2 Hamuzivi here kuti vatsvene vachatonga nyika? Zvino kana muchazotonga nyika, ko, hamungagoni kutonga mhosva duku duku here?
Kinatona indi biwa babi whu Rji gyegyer babayi ba bla lhater ni gbu-gbu yi. wa anitahe naki bina to din iri tre bi zizan a bayi bi na shutei ga son wubi mana?
3 Ko, hamuzivi here kuti muchatonga vatumwa? Ko, kuzoti zvinhu zvoupenyu huno!
Binato de kitayi kiyi shari ani malaiku Rji na? wani hei kinaya nimla son mbu tei na?
4 Naizvozvo, kana mukapokana pamusoro pezvinhu zvakadai, gadzai savatongi kunyange vanhu vano kutenda kuduku vari mukereke.
Wu nisonbi biyi sha na lhuwa ba mble, wa gye sa wubi na tre yiriki nihe ko shishi biwa bana bana bi whu Rji na.
5 Ndinodaro kuti munyadziswe. Ko, pangashayikwa munhu akachenjera pakati penyu here anogona kutonga mhosva pakati pavatendi?
Me lha ter yi niyiwu ni shan nishishi. Ba indiri niyi waheni hikima wu bima wa ani mla gbi suron mba ni kpabi na mir vayi.
6 Asi panzvimbo yokuti mudaro, hama inokwirira hama kumatare avasingatendi!
Li vayi ni vayi bi bwu Rji hahe kotu ni blater sharia baba biwa bana to Rji na.
7 Izvi zvokuti makatokwidzana kumatare pakati penyu zvinoreva kuti makatokundwa kare. Munoregereiko kubvuma kukanganisirwa? Munoregereiko kubvuma kubirwa?
Ni tre wu janji mbi ba tre sharia yoh ni suron mbi wa hei niwa bi riga ni nyoku. Agye nisa tiyabi niwu megye? Agye ni zuyi ni kpabi du ba mye yi?
8 Asi imi, pachenyu munoba uye munoita zvisakarurama, muchizviitira kuhama dzenyu.
U biyime ni nikpa kori tim meme, bi cida, wa bi tiwayi ni kpambi mir vayi!
9 Ko, hamuzivi here kuti vasakarurama havagari nhaka youmambo hwaMwari? Musanyengerwa: Nokuti mhombwe kana vanonamata zvifananidzo, kana zvifeve, kana varume vanoita zvoufeve, kana varume vanodanana navamwe varume,
Bito ni niwa bana he ni adalchi na bana rhi niko Rji na. Du ba na guru tumbi na nibi timdu fasikaci, ni bi wa ba whu ter irji, ni wamba ni lhu lu bi wa ba tindu mba ni bi wa ba hei ludu.
10 kana mbavha, kana vana madyo, kana zvidhakwa, kana vanochera vamwe, kana makororo, havangagari nhaka youmambo hwaMwari.
Bi yipyi bigye, bi sou bi mre bubu ni bi damfarar, koba tei nihe bana rini ko Rji na.
11 Uye izvozvo ndizvo zvakanga zvakaita vamwe venyu. Asi makashambidzwa, mukaitwa vatsvene, mukaruramisirwa muzita raIshe Jesu Kristu, uye noMweya waMwari.
Bari mbi bana hei toki. U zinza'a ba glayi, da bayi no Rji, da duyi hei na mir Rji ni de Bachi yesu Almasihu ni Ruhu Bachi mbu.
12 Ndinotenderwa zvinhu zvose, asi hazvisi zvose zvinobatsira. Kwandiri zvinhu zvose zvinotenderwa, asi handidi kutongwa kana nechimwe.
Dui kpi wa bikito ba na meme ni mu na ama d na ko gye hei mu ni ndu na ko anfani na. Ko gye abi ni me ama ana kogye ni dame ni me na.
13 Zvokudya ndezvedumbu uye dumbu nderezvokudya, asi Mwari achaparadza zvose zviri zviviri. Muviri hauzi woupombwe, asi ndowaShe, uye naShe ndewomuviri.
“Biri a wu gbwune, wu gbwu a wubiri” Irji ni ka ba le hamba wu. U kpambu ana hei wu fasikanci na. Ikpambu hi wu Rji, Rji ni tanada ni kpaa.
14 Mwari akamutsa Ishe kubva kuvakafa nesimba rake uye achatimutsawo.
Bachi yi ata Rji shipe, wa wuyi ani skae ta tashipe ni gbe gblen ma.
15 Hamuzivi here kuti miviri yenyu mitezo yaKristu? Zvino ndingatora here mitezo yaKristu ndigoiita mitezo youpombwe? Kwete napaduku pose!
Binato ndi kpambu ba gabu bu wet u Rji na? Me ya ni vu hgiga kpa Rji ni kpambu ni wu tar wa? Wana hei naki na!
16 Hamuzivi here kuti uyo anosangana nechifeve naiye ava muviri mumwe naye? Nokuti zvinonzi, “Vaviri ava vachava nyama imwe.”
Binato ndi wa a ka kpama bi ni tar wa ba hei riri ni wu na? Na water Rji a hla Nitawu “Habawu ba nama kpa riri.”
17 Asi uyo akasanganiswa naShe ava mumwe naye mumweya.
Indiwa a ka kpama no Rji ba rubu riri ba wu.
18 Tizai upombwe. Zvimwe zvivi zvose zvingaitwa nomunhu zviri kunze kwomuviri wake, asi uyo anoita chivi choupombwe anotadzira muviri wake.
Guje ni fasikanci du lha ter wa ndi tei a hei ni kora ni kpama ama ndi wu tei facikanci a ni tei lha ter ni kpa ma.
19 Hamuzivi here kuti muviri wenyu itemberi yaMweya Mutsvene, ari mamuri, uyo wamakagamuchira kubva kuna Mwari? Hamuzi venyu;
Wuna to ndi kpa me a bubu son Ruhu mai isarki na? Wa a son ni wu wa wu kpa ni Rji? Wu to di wuna so tume na?
20 makatengwa nomutengo. Naizvozvo kudzai Mwari nomuviri wenyu.
Domin bale wu ni le wu tsada, naki u ka gbre Rji san ni kpame ni mi ruhu me.

< 1 VaKorinde 6 >