< 1 Makoronike 6 >
1 Vanakomana vaRevhi vaiva Gerishoni, Kohati naMerari.
Na Lewi mmabarima yɛ: Gerson, Kohat ne Merari.
2 Vanakomana vaKohati vaiva: Amiramu, Izhari, Hebhuroni naUzieri.
Na Kohat asefo nso yɛ: Amram, Ishar, Hebron ne Usiel.
3 Vana vaAmiramu vaiva: Aroni, Mozisi naMiriamu. Vanakomana vaAroni vaiva: Nadhabhi, Abhihu, Ereazari naItamari.
Na Amram mma yɛ: Aaron, Mose ne Miriam. Na Aaron mmabarima yɛ: Nadab, Abihu, Eleasar ne Itamar.
4 Ereazari aiva baba vaFinehasi, Finehasi baba vaAbhishua,
Eleasar woo Pinehas. Pinehas woo Abisua.
5 Abhishua baba vaBhuki, Bhuki baba vaUzi,
Abisua woo Buki, na Buki woo Usi.
6 Uzi baba vaZerahia, Zerahia baba vaMerayoti,
Usi woo Serahia. Serahia woo Meraiot.
7 Merayoti baba vaAmaria, Amaria baba vaAhitubhi,
Meraiot woo Amaria, na Amaria woo Ahitub.
8 Ahitubhi baba vaZadhoki, Zadhoki baba vaAhimaazi,
Ahitub woo Sadok, na Sadok woo Ahimaas.
9 Ahimaazi baba vaAzaria, Azaria baba vaJohanani,
Ahimaas woo Asaria. Asaria woo Yohanan.
10 Johanani baba vaAzaria. (Ndiye aibata basa somuprista mutemberi yakavakwa naSoromoni muJerusarema.)
Yohanan woo Asaria a ɔno na na ɔyɛ ɔsɔfopanyin wɔ asɔredan a Salomo sii wɔ Yerusalem no mu.
11 Azaria baba vaAmaria, Amaria baba vaAhitubhi.
Asaria woo Amaria. Amaria woo Ahitub.
12 Ahitubhi baba vaZadhoki, Zadhoki baba vaSharumi,
Ahitub woo Sadok. Sadok woo Salum.
13 Sharumi baba vaHirikia, Hirikia baba vaAzaria,
Salum woo Hilkia. Hilkia woo Asaria.
14 Azaria baba vaSeraya uye Seraya baba vaJehozadhaki.
Asaria woo Seraia. Seraia woo Yehosadak.
15 (Jehozadhaki akadzingwa Jehovha paakaendesa Judha neJerusarema kuutapwa noruoko rwaNebhukadhinezari.)
Wotwaa Yehosadak asu bere a Awurade de Yudafo ne Yerusalemfo kɔɔ nnommum mu a na wɔhyɛ Nebukadnessar ase no.
16 Vanakomana vaRevhi vaiva: Gerishoni, Kohati naMerari.
Na Lewi mmabarima din de Gersom, Kohat ne Merari.
17 Aya ndiwo mazita avanakomana vaGerishoni: Ribhini naShimei.
Na Libni ne Simei ka Gersom asefo ho.
18 Vanakomana vaKohati vaiva: Amiramu, Izhari, Hebhuroni naUzieri.
Na Amram, Ishar, Hebron ne Usiel ka Kohat asefo no ho.
19 Vanakomana vaMerari vaiva: Mairi naMushi. Idzi ndidzo dzimba dzavaRevhi dzakanyorwa maererano namazita amadzibaba avo:
Na Mahli ne Musi ka Merari asefo no ho. Eyinom ne Lewifo mmusua sɛnea wɔn mpanyimfo nnidiso te.
20 VaGerishoni: Ribhini mwanakomana wake, Jehati mwanakomana wake naZima mwanakomana wake,
Na Gerson asefo yɛ: Libni, Yahat, Sima,
21 Joa mwanakomana wake Idho mwanakomana wake, Zera mwanakomana wake naJeaterai mwanakomana wake.
Yoa, Ido, Serah ne Yeaterai.
22 Zvizvarwa zvaKohati zvaiva: Aminadhabhi mwanakomana wake, Kora mwanakomana wake, Asiri mwanakomana wake,
Na Kohat asefo ne Aminadab, Kora, Asir,
23 Erikana mwanakomana wake, naEbhiasafi mwanakomana wake, Asiri mwanakomana wake,
Elkana, Ebiasaf, Asir,
24 naTahati mwanakomana wake, Urieri mwanakomana wake, Uzia mwanakomana wake naShauri mwanakomana wake.
Tahat, Uriel, Usia ne Saulo.
25 Zvizvarwa zvaErikana zvaiva: Amasai, Ahimoti,
Na Elkana asefo ne: Amasai, Ahimot,
26 Erikana mwanakomana wake, Zofai mwanakomana wake, naNahati mwanakomana wake,
Sofai, Nahat,
27 naEriabhi mwanakomana wake, Jerohamu mwanakomana wake, naErikana mwanakomana wake, naSamueri mwanakomana wake,
Eliab, Yeroham, Elkana ne Samuel.
28 Vanakomana vaSamueri vaiva: Joere dangwe rake naAbhija mwanakomana wake wechipiri.
Na Samuel mmabarima din ne: Yoel a ɔyɛ ɔpanyin ne Abiya a ɔto so abien no.
29 Zvizvarwa zvaMerari zvaiva: Mari, Ribhini mwanakomana wake, Shimei mwanakomana wake, Uza mwanakomana wake,
Na Merari mma ne: Mahli, Libni, Simei, Usa,
30 Shimea mwanakomana wake, Hagia mwanakomana wake naAsaya mwanakomana wake.
Simea, Hagia ne Asaia.
31 Ava ndivo varume vakagadzwa naDhavhidhi kuti vafambise basa rokuimba muimba yaJehovha mushure mokunge areka yawana pokuzorora imomo.
Dawid maa saa nnipa a wɔn din didi so yi dii Awurade fi nnwom anim, bere a wɔde Apam Adaka no sii hɔ no.
32 Vaishumira uye vaiimba pamberi petabhenakeri, muTende Rokusangana, kusvikira Soromoni avaka temberi yaJehovha muJerusarema. Vaibata basa ravo maererano nemitemo yavakanga vakadzikirwa.
Wɔde nnwom kaa wɔn som ho wɔ Ahyiae Ntamadan no mu hɔ kosii sɛ Salomo sii Awurade asɔredan no wɔ Yerusalem. Afei, wɔnam mmara a wɔde maa wɔn so dii wɔn dwuma wɔ hɔ.
33 Ava ndivo varume vaibata basa pamwe chete navanakomana vavo: kubva kuvaKohati: Hemani muimbi, mwanakomana waJoere, mwanakomana waSamueri,
Saa mmarima yi na wɔne wɔn mma som wɔ hɔ no. Heman, dwom ho nimdefo no, na ofi Kohat abusua mu. Wɔto nʼabusua ana fi Yoel, Samuel,
34 mwanakomana waErikana, mwanakomana waJerohamu, mwanakomana waErieri, mwanakomana waToa,
Elkana, Yeroham, Eliel, Yoa,
35 mwanakomana waZufi, mwanakomana waErikana, mwanakomana waMahati, mwanakomana waAmasai,
Suf, Elkana, Mahat, Amasai
36 mwanakomana waErikana, mwanakomana waJoere, mwanakomana waAzaria, mwanakomana waZefania,
Elkana, Yoel, Asaria, Sefania,
37 mwanakomana waTahati, mwanakomana waAsiri, mwanakomana waEbhiasafi; mwanakomana waKora,
Tahat, Asir, Ebiasaf, Kora,
38 mwanakomana waIzhari, mwanakomana waKohati, mwanakomana waRevhi mwanakomana waIsraeri.
Ishar, Kohat, Lewi ne Israel ase.
39 Uye mubatsiri waHemani pabasa ainzi Asafi akanga amire kurudyi rwake: Asafi mwanakomana waBherekia mwanakomana waShimea,
Herman abediakyiri a odi kan no din de Asaf, a na ofi Gerson abusua mu. Wɔto Asaf abusua ana fi Berekia, Simea,
40 mwanakomana waMikaeri, mwanakomana Bhaaseya, mwanakomana waMarikia,
Mikael, Baaseia, Malkia,
41 mwanakomana waEtini, mwanakomana waZera, mwanakomana waAdhaya,
Etni, Serah, Adaia,
42 mwanakomana waEtani, mwanakomana waZima, mwanakomana waShimei,
Etan, Sima, Simei,
43 mwanakomana waJahati, mwanakomana waGerishoni, mwanakomana waRevhi;
Yahat, Gersom ne Lewi ase.
44 uye kubva kuvabatsiri vavo, vaMerari, kuruboshwe rwake, vaiva: Etani mwanakomana waKishi, mwanakomana waAbhidhi, mwanakomana waMaruki,
Herman abediakyiri a ɔto so abien no din de Etan, a na ofi Merari abusua mu. Wɔto Etan abusua ana fi Kisi, Abdi, Maluk,
45 mwanakomana waHashabhia, mwanakomana waAmazia, mwanakomana waHirikia,
Hasabia, Amasia, Hilkia,
46 mwanakomana waAmuzi, mwanakomana waBhani, mwanakomana waShemeri,
Amsi, Bani, Semer,
47 mwanakomana waMari, mwanakomana waMushi, mwanakomana waMerari, mwanakomana waRevhi.
Mahli, Musi, Merari ne Lewi ase.
48 Vamwe vavo vaRevhi vakapiwa mamwe mabasa ose omutabhenakeri, imba yaMwari.
Wɔmaa wɔn abusuafo a wɔyɛ Lewifo no nso dwuma ahorow bi dii wɔ Ahyiae Ntamadan a ɛyɛ Onyankopɔn fi no mu.
49 Asi Aroni nezvizvarwa zvake ndivo vaiisa zvipiriso paaritari yezvipiriso zvinopiswa uye nepaaritari yezvinonhuhwira maererano nezvose zvaiitwa paNzvimbo Tsvene-tsvene, vachiyananisira Israeri maererano nezvose zvakanga zvarayirwa Mozisi muranda waMwari.
Aaron ne nʼasefo nko na wɔsom sɛ asɔfo. Na wɔde afɔrebɔde gu ɔhyew afɔremuka ne ohuam afɔremuka so, na wodi dwuma biara a ɛfa kronkron mu kronkron hɔ ho. Wɔnam mmara a Onyankopɔn somfo Mose de maa wɔn no so, yɛɛ mpata maa Israel.
50 Izvi ndizvo zvizvarwa zvaAroni: Ereazari mwanakomana wake, Finehasi mwanakomana wake, Abhishua mwanakomana wake
Na Aaron asefo yɛ: Eleasar, Pinehas, Abisua,
51 Bhuki mwanakomana wake, Uzi mwanakomana wake naZerahia mwanakomana wake,
Buki, Usi, Serahia,
52 Merayoti mwanakomana wake, Amaria mwanakomana wake, Ahitubhi mwanakomana wake,
Meraiot, Amaria, Ahitub,
53 Zadhoki mwanakomana wake naAhimaazi mwanakomana wake.
Sadok ne Ahimaas.
54 Idzi ndidzo dzakanga dziri nzvimbo dzavo dzavakagoverwa dzokugara senyika yavo (dzakapiwa kuzvizvarwa zvaAroni, avo vaibva kuimba yaKohati, nokuti mugove wokutanga wakanga uri wavo).
Eyi ne abakɔsɛm a ɛfa nkurow ne asase a wɔnam ntontobɔ kronkron so de maa Aaron ne nʼasefo a wofi Kohat abusua mu no.
55 Vakapiwa Hebhuroni iri muJudha namafuro ose akaipoteredza.
Na Hebron ne mmoa adidibea nsase a atwa ho ahyia wɔ Yuda no ka ho.
56 Asi minda nemisha yose yakapoteredza guta iri yakapiwa kuna Karebhu mwanakomana waJefune.
Nanso mfuw ne nkuraa a atwa ho ahyia no de, wɔde maa Yefune babarima Kaleb.
57 Saka zvizvarwa zvaAroni zvakapiwa Hebhuroni (Guta routiziro) uye Ribhina, Jatiri, Eshitemoa,
Enti saa nkurow yi a mmoa adidibea atwa biara ho ahyia na wɔde maa Aaron asefo: Hebron, a ɛyɛ guankɔbea kurow, Libna, Yatir, Estemoa,
59 Ashani, Juta, Bheti Shemeshi pamwe chete namafuro awo.
Asan, Yuta ne Bet-Semes.
60 Uye kubva kurudzi rwaBhenjamini vakapiwa Gibheoni, Gebha Aremeti neAnatoti pamwe chete namafuro awo. Maguta aya, akagoverwa pakati pedzimba dzavaKohati akanga ari gumi namatatu pamwe chete.
Na wɔmaa wɔn Gibeon, Geba, Alemet ne Anatot fii Benyamin asase mu a mmoa adidibea ka emu biara ho. Enti nkurow dumiɛnsa na wɔde maa Aaron asefo.
61 Zvimwe zvizvarwa zvaKohati zvakagoverwa maguta gumi kubva kudzimba dzorudzi rwehafu rwaManase.
Na Kohat asefo a wɔkae no nso, wonyaa nkurow du a wɔnam ntontobɔ kronkron so fii Manase abusua fa no asase so.
62 Zvizvarwa zvaGerishoni mhuri nemhuri zvakagoverwawo maguta gumi namatatu kubva kumarudzi aIsakari, Asheri naNafutari uye nokubva kuchikamu chorudzi rwaManase chiri muBhashani.
Gerson asefo nam ntontobɔ kronkron so nyaa nkurow dumiɛnsa fii Isakar, Aser ne Naftali nsase so. Wonyaa bi nso fii Basan pɔw mu a ɛyɛ Manase de, a ɛwɔ Yordan apuei fam no.
63 Zvizvarwa zvaMerari, mhuri nemhuri zvakagoverwa maguta gumi namaviri kubva kumarudzi aRubheni, Gadhi naZebhuruni.
Merari asefo nam ntontobɔ kronkron so, nyaa nkurow dumien fii Ruben, Gad ne Sebulon nsase so.
64 Saka vaIsraeri vakapa vaRevhi maguta aya namafuro awo.
Enti Israelfo de saa nkurow yi ne mmoa adidibea yi nyinaa maa Lewifo.
65 Kubva kurudzi rwaJudha, rwaSimeoni norwaBhenjamini vakagoverwa maguta ayo akanga arehwa namazita.
Wɔnam ntontobɔ kronkron so na wɔde nkurow a ɛwowɔ Yuda, Simeon ne Benyamin nsase so mae sɛnea wɔaka dedaw no.
66 Vamwe vedzimba dzaKohati vakapiwa kuti ive nyika yavo, maguta kubva kurudzi rwaEfuremu.
Saa nkurow yi ne ɛho mmoa adidibea na Kohat asefo nya fii Efraim asase so:
67 Munyika yamakomo yaEfuremu vakapiwa Shekemu (guta routiziro) neGezeri,
Sekem (guankɔbea kurow) a ɛwɔ Efraim bepɔw asase no so, Geser,
68 neJokimeami, neBheti Horoni,
Yokmeam, Bet-Horon,
69 Aijaroni, neGati Rimoni pamwe chete namafuro awo.
Ayalon ne Gat-Rimon.
70 Uye kubva kuhafu yorudzi rwaManase vaIsraeri vakapawo Aneri neBhireamu pamwe chete namafuro awo kuvaKohati vakanga vasara.
Kohat asefo nkae no, wɔde saa nkurow a efi Manase abusua fa no mu na ɛmaa wɔn: Aner ne Bileam a emu biara mmoa adidibea ka ho.
71 VaGerishoni vakagamuchirawo zvinotevera: Kubva kuimba yehafu yorudzi rwaManase vakagamuchira Gorani muBhashani neAshitarotiwo pamwe chete namafuro awo;
Gerson asefo nyaa kurow a wɔfrɛ no Golan a ɛwɔ Basan no fii Manase abusua fa asase so a Astarot ka ho, a ne nyinaa mmoa adidibea da ho.
72 kubva kurudzi rwaIsakari vakagamuchira Kedheshi neDhabherati,
Isakar asase so nso, wɔmaa wɔn Kedes, Daberat,
73 Ramoti, neAnemi, pamwe chete namafuro awo;
Ramot ne Anem a wɔn mmoa adidibea ka ho.
74 kubva kurudzi rwaAsheri vakagamuchira Mashari, neAbhidhoni,
Aser asase so, wonyaa Masal, Abdon,
75 Hukoki neRehobhi pamwe chete namafuro awo;
Hukok ne Rehob a na emu biara mmoa adidibea ka ho.
76 uye kubva kurudzi rwaNafutari vakagamuchira Kedheshi muGarirea, neHamoni neKiriataimi pamwe chete namafuro awo.
Naftali asase so, wɔde Kedes a ɛwɔ Galilea, Hamon ne Kiriataim maa wɔn, a na mmoa adidibea ka emu biara ho.
77 VaMerari (vaRevhi vose vakanga vasara) vakagamuchira zvinotevera: Kubva kurudzi rwaZebhuruni vakagamuchira Jokineami, Karita Rimono, neTabhori pamwe chete namafuro awo;
Merari asefo nkae no nyaa Yokneam, Karta, Rimon ne Tabor nkurow, fi Sebulon asase so, a na mmoa adidibea ka biara ho.
78 kubva kurudzi rwaRubheni mhiri kworwizi Jorodhani kumabvazuva kweJeriko vakagamuchirwawo Bhezeri murenje, Jaza,
Ruben asase a ɛda Asubɔnten Yordan apuei fam a ɛne Yeriko di nhwɛanim no nso, wonyaa Beser a ɛyɛ nweatam kurow, Yahas,
79 Kedhemoti neMefaati pamwe chete namafuro awo;
Kedemot ne Mefaat a mmoa adidibea ka emu biara ho.
80 uye kubva kurudzi rwaGadhi vakagamuchira Ramoti muGireadhi, Mahanaimi,
Na Gad asase so nso, wonyaa Ramot a ɛwɔ Gilead, Mahanaim,
81 Heshibhoni neJazeri pamwe chete namafuro awo.
Hesbon ne Yaser a mmoa adidibea ka biara ho.