< 1 Makoronike 20 >
1 Munguva yechirimo, panguva iyo madzimambo anoenda kuhondo, Joabhu, akatungamirira mauto akashonga zvombo zvokurwa. Akaparadza nyika yavaAmoni akaenda kuRabha akandorikomba, asi Dhavhidhi akasara muJerusarema. Joabhu akarwisa Rabha akarisiya raparara.
Kawmpoi e tueng a pha nah, siangpahrangnaw ni tarantuk hane ouk a tâco awh. Joab ni ransahu a ceikhai teh Ammonnaw e ram hah a tuk teh Rabbah kho a kalup awh. Devit teh Jerusalem vah ao Joab ni Rabbah kho a tâ teh a la.
2 Dhavhidhi akatora korona kubva pamusoro wamambo wavo, uremu hwayo hwakaonekwa kuti hwaiva tarenda regoridhe uye yakanga ina mabwe anokosha uye yakaiswa pamusoro paDhavhidhi. Akapamba zvinhu zvizhinji kwazvo muguta iri
Devit ni hote siangpahrang e bawilakhung hah a la pouh. Ai e teh sui talen buet touh a ri. talung phu kaawmnaw hai ao. Devit hah a kâmuk sak awh teh, khopui thung e hno moikapap a lawp awh.
3 uye akabudisa vanhu vakanga varimo, akavatongera kuti vashande namajeko namapiki namatemo. Dhavhidhi akaita saizvozvi kumaguta ose avaAmoni. Ipapo Dhavhidhi nehondo yake yose akadzokera kuJerusarema.
Hote hmuen koehoi taminaw hah a ceikhai teh, thing a e kawi, laikawk kanawknae hnopainaw, cakânaw, hno nahanelah thaw a tawk sak awh. Hot patetlah Ammonnaw e khopui abuemlah Devit ni a sak hnukkhu, Devit hoi a taminaw pueng teh Jerusalem vah a ban awh.
4 Nokufamba kwenguva, hondo yakatanga navaFiristia paGezeri. Panguva iyoyi Sibhekai muHushati akauraya Sipai, mumwe wezvizvarwa zvavaRefa, vaFiristia vakakundwa.
Hathnukkhu, Filistinnaw hoi Gezer vah tarankâtuknae bout ao. Hushath Sibbekhai ni Rapha catoun thung dawk e Sippai hah a thei awh teh a sung sak awh.
5 Mune kumwe kurwisana navaFiristia, Erihanani mwanakomana waJairi akauraya Rami mununʼuna waGoriati muGiti, aiva nepfumo raiva nomubato wakafanana nedanda romuruki.
Filistinnaw hoi bout kâtuk awh teh, Jair kho e Jair capa Elhanan ni Git tami Goliath e nawngha Lahmi hah a thei. A tahroecung teh hni kawng kalawng e patetlah ao.
6 Mune kumwe kurwisana zvakare, kwakaitika paGati paiva nomumwe murume mukuru kwazvo aiva neminwe mitanhatu muruoko rumwe norumwe nezvigunwe zvitanhatu kugumbo rimwe nerimwe, zvose pamwe chete zvaiva makumi maviri nezvina. Aivawo worudzi rwaRafa.
Gath khovah kâtuknae bout ao teh, hawvah, ka rasang poung e aranglae kut roi dawk kutcarei taruk touh, avanglae a khok roi dawk a khokcarei taruk, asumkum 24 touh ka tawn e ao. Filistin miphun tamikalen poung e miphunnaw e casak doeh.
7 Paakatuka Israeri, Jonatani mwanakomana waShimea, mununʼuna waDhavhidhi akamuuraya.
Ahni ni Isarelnaw a ka pacekpahlek dawkvah, Devit e a nawngha Shimei capa Jonathan ni ahni hah a thei.
8 Izvi ndizvo zvizvarwa zvaRafa muGati, uye vakaurayiwa naDhavhidhi navanhu vake.
Hotnaw teh Gath kho dawk kaawm e Rapha tami kalenpounge casak lah ao teh, Devit hoi a sannaw e kut dawk hoi a due awh.