< 1 Makoronike 1 >

1 Adhamu, Seti, Enoshi,
[從亞當到亞巴郎的族譜]亞當、舍特、厄諾士、
2 Kenani, Maharareri, Jaredhi,
刻南、瑪拉肋耳、耶勒得、
3 Inoki, Metusera, Rameki, Noa.
哈諾客、默突舍拉、
4 Vanakomana vaNoa vaiva: Shemu, Hamu, naJafeti.
諾厄、閃、含和耶斐特。
5 Vanakomana vaJafeti vaiva: Gomeri, Magogi, Madhai, Javhani, Tubhari, Mesheki naTirasi.
耶斐特的子孫:哥默爾、瑪哥格、瑪待、雅汪、突巴耳、默舍客和提辣斯。
6 Vanakomana vaGomeri vaiva: Ashikenazi, Rifati naTogarima.
哥默爾的子孫:阿市革納次、黎法特和托加爾瑪。
7 Vanakomana vaJavhani vaiva: Erisha, Tashishi, Kitimi naRodhanimi.
雅汪的子孫:厄里沙、塔爾史士、基廷和多丹。
8 Vanakomana vaHamu vaiva: Kushi, Miziraimi, Puti naKenani.
含的子孫:雇士、米茲辣殷、普特和客納罕。
9 Vanakomana vaKushi vaiva: Sebha, Havhira, Sabata, Raama naSabhiteka. Vanakomana vaRaama vaiva: Shebha naDedhani.
雇士的子孫;色巴、哈威拉、撒貝達、辣阿瑪和撒貝特加。辣阿瑪的子孫:舍巴和德丹。
10 Kushi aiva baba vaNimurodhi; uyo akakura akava murwi mukuru panyika.
雇士生尼默洛得;他是世界上第一個強人。
11 Miziraimi aiva baba vavaRudhi, vaAnami, vaRehabhi, vaNafutuhi,
米茲辣殷生路丁人、阿納明人、肋哈賓人、納斐突歆人、
12 vaPatiri, vaKasiruhi (umo makazobvawo vaFiristia) navaKafitori.
帕特洛斯人、加斯路人和加非托爾人,即培肋舍特的祖先。
13 Kenani aiva baba vaSidhoni dangwe rake, nevaHiti,
克納罕生長子漆冬,次為赫特、
14 vaJebhusi vaAmori, vaGirigashi,
耶步斯人、阿摩黎人、基爾加史人、
15 vaHivhi, vaAriki, vaSini,
希威人、阿爾克人、息尼人、
16 vaArivhadhi, vaZemari nevaHamati.
阿爾瓦得人、責瑪黎人和哈瑪特人。
17 Vanakomana vaShemu vaiva: Eramu, Ashua, Arifakisadhi, Rudhi naAramu. Vanakomana vaAramu vaiva: Uzi, Huri, Geteri naMesheki.
閃的子孫:厄藍、亞述、阿帕革沙得、路得、阿蘭。阿蘭的子孫:伍茲胡耳、革特爾和默舍客。
18 Arifakisadhi aiva baba vaShera, uye Shera aiva baba vaEbheri.
阿帕革沙得生舍特,舍特生厄貝爾。
19 Vanakomana vaviri vakaberekerwa Ebheri: mumwe ainzi Peregi, nokuti panguva yake nyika yakanga yakakamurana; mununʼuna wake ainzi Jokitani.
厄貝爾生了兩個兒子:長子名叫培肋格,因為在他的時代,世界分裂了;他的兄弟明叫約刻堂。
20 Jokitani aiva baba vaArimodhadhi, Sherefi, Hazarimavheti, Jera,
約刻堂生阿耳摩達得、舍肋夫、哈匝瑪委特、耶辣、
21 Hadhoramu, Uzari, Dhikira,
哈多蘭、烏匝耳、狄刻拉、
22 Obhari, Abhimaeri, Shebha,
厄巴耳、阿彼瑪耳、舍巴、
23 Ofiri, Havhira naJobhabhi. Ava vose vaiva vanakomana vaJokitani.
敖非爾、哈威拉和約巴布:這些人都是約刻堂的子孫。
24 Shemu, Arifakisadhi, Shera,
閃阿帕革沙得、舍拉、
25 Ebheri, Peregi, Reu,
厄貝爾、培肋格、勒伍、
26 Serugi, Nahori, Tera
色魯格、納曷爾、特辣黑、
27 naAbhurama (iye Abhurahama).
亞巴郎即亞貝辣罕。[亞巴郎的後代]
28 Vanakomana vaAbhurahama vaiva: Isaka naIshumaeri.
亞巴郎的兒子是依撒格和依市瑪耳。
29 Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvavo: Nebhayoti dangwe raIshumaeri, Kedhari, Adhibheeri, Mibhisami,
以下是他們的後裔:依市瑪耳的長子是乃巴約特,次為刻達爾、阿德貝米、米貝散、
30 Mishima, Dhuma, Masa, Hadhadhi, Tema,
米市瑪、杜瑪、瑪薩、哈達得、特瑪、
31 Jeturi, Nafishi, naKedhema. Ava ndivo vaiva vanakomana vaIshumaeri.
耶突爾、納菲士和刻德瑪:以上是依市瑪耳的兒子。
32 Vanakomana vakaberekwa naKetura, murongo waAbhurahama vaiva: Zimirani, Jokishani, Medhani, Midhiani, Ishibhaki naShua. Vanakomana vaJokishani vaiva: Shebha naDhedhani.
亞巴郎的妾刻突辣所生的兒子:齊默郎、約刻商、默丹、米德楊、依市巴克和叔哈;約刻商的兒子:舍巴和德丹。
33 Vanakomana vaMidhiani vaiva: Efa, Eferi, Hanoki, Abhidha naEridha. Ava vose vaiva zvizvarwa zvaKetura.
米德楊的兒子:厄法、厄斐爾、哈諾客、阿彼達和厄耳達阿:以上都是刻突辣的子孫。
34 Abhurahama aiva baba vaIsaka. Vanakomana vaIsaka vaiva: Esau naIsraeri.
亞巴郎生依撒格;依撒格生厄撒烏和以色列。
35 Vanakomana vaEsau vaiva: Erifazi, Reueri, Jeushi, Jaramu, naKora.
厄撒烏的兒子:厄里法次、勒烏耳、耶烏士、雅藍和科辣黑。
36 Vana vaErifazi vaiva: Temani, Omari, Zefo, Gatami, naKenazi; naTimina, vakabereka Amareki.
厄里法次的子孫:特曼、敖瑪爾、則非、加堂、刻納次、提默納和阿瑪肋克。
37 Vanakomana vaReueri vaiva: Nahati, Zera, Shama naMiza.
勒烏耳的子孫:納哈特、則辣黑、沙瑪和米匝。[色依爾的後裔]
38 Vanakomana vaSeiri vaiva: Rotani, Shobhari, Zibheoni, Ana, Dhishoni, Ezeri naDhishani.
色依爾的子孫:羅堂、芍巴耳、漆貝紅、阿納、狄雄、厄責爾和狄商。
39 Vanakomana vaRotani vaiva: Hori naHomami, Timina aiva hanzvadzi yaRotani.
羅堂的兒子:曷黎和曷曼;羅堂的姊妹:提默納。
40 Vanakomana vaShobhari vaiva: Arivhani, Manahati, Ebhari, Shefo naOnami. Vanakomana vaZibheoni vaiva: Aya naAna.
芍巴耳的兒子:阿里楊、瑪納哈特、厄巴耳、舍非和敖南。漆貝紅的兒子:阿雅和阿納。
41 Mwanakomana waAna ainzi Dhishoni. Vanakomana vaDhishoni vaiva: Hemidhani, Eshibhani, Itirani naKerani.
阿納的兒子:狄雄;狄雄的兒子:哈默郎、厄市班、依特郎和革郎。
42 Vanakomana vaEzeri vaiva: Bhirihani, Zaavhani naAkani. Vanakomana vaDhishani vaiva: Uzi naArani.
厄責爾的兒子:彼耳漢、匝汪和阿甘。狄商的兒子:伍茲和阿郎。[厄東的君王]
43 Aya ndiwo aiva madzimambo aitonga muEdhomu kusati kwava namambo upi zvake aitonga muIsraeri vaiva: Bhera mwanakomana waBheori, guta rake rainzi Dhinihabha.
以下是在以色列子民未有君王統治以前,統治厄東地的君王:貝敖爾的兒子貝拉;他的京城名叫丁哈巴。
44 Bhera paakafa, Jobhabhi mwanakomana waZera aibva kuBhozira akamutevera paumambo.
貝拉死後,波責辣人則辣黑的兒子約巴布繼他為王。
45 Jobhabhi paakafa, Hushami aibva kunyika yevaTemani akamutevera paumambo.
約巴布死後,特曼地人胡商繼他為王。
46 Hushami paakafa, Hadhadhi mwanakomana waBhedhadhi uyo akakunda Midhiani munyika yaMoabhu akamutevera paumambo. Guta rake rainzi Avhiti.
胡商死後,貝達得的兒子哈達得繼他為王。他曾在摩阿布平原擊敗了米德楊人;他的京城名叫阿威特。
47 Hadhadhi paakafa Samira aibva kuMasireka akamutevera paumambo.
哈達得死後,瑪斯勒卡人撒默拉繼他為王。
48 Samira paakafa, Shauri aibva kuRehobhoti parwizi akamutevera paumambo.
撒默拉死後,河間的勒曷波特人沙烏耳繼他為王。
49 Shauri paakafa Bhaari Hanani mwanakomana waAkibhori akamutevera paumambo.
沙烏耳死後,阿革波爾的兒子巴耳哈南繼他為王。
50 Bhaari Hanani paakafa, Hadhadhi akamutevera paumambo. Guta rake rainzi Pau uye mudzimai wake ainzi Mehetabheri, mwanasikana waMatiredhi, mwanasikana waMe-Zahabhi.
巴耳哈南死後,哈達得繼他為王,他的京城名叫帕依,他的妻子名叫默塔貝耳,是默匝哈布人瑪特勒得的女兒。[厄東的族長]
51 Hadhadhi akafawo. Madzishe eEdhomu aiva: Timina, Arivha, Jeteti
哈達得死後,為厄東族長的是:提默納族長,阿里雅族長,耶太特族長,
52 Ohoribhama, Era, Pinoni,
敖曷里巴族長,厄拉族長,丕農足長,
53 Kenazi, Temani, Mibhiza,
刻納次族長,特曼族長,米貝匝爾族長,
54 Magidhieri naIrami. Aya ndiwo aiva madzishe eEdhomu.
瑪革狄耳族長和依蘭族長:以上是厄東的族長。

< 1 Makoronike 1 >