+ Matei 1 >
1 Chenichi ndi chitabu cha lukolo lwa Yesu Kilisitu mweavi chiveleku cha Daudi wa chiveleku cha Ibulahimu.
Iyi ndiyo nhoroondo yamadzitateguru aJesu Kristu mwanakomana waDhavhidhi, mwanakomana waAbhurahama:
2 Ibulahimu amveliki Izaki, Izaki amveliki Yakobo, Yakobo amveliki Yuda na valongo vaki,
Abhurahama aiva baba vaIsaka, Isaka baba vaJakobho, Jakobho baba vaJudha namadzikoma ake, navanunʼuna vake,
3 Yuda amveliki Pelisi na Zela, nyina wavi avili Tamali, Felikisi amveliki Heziloni, Heziloni amveliki Lami,
Judha baba vaPerezi naZera, mai vavo vaiva Tamari, Perezi baba vaHezironi, Hezironi baba vaRamu,
4 Lami amveliki Aminadabu, Aminadabu amveliki Nashoni, Nashoni amveliki Solomoni,
Ramu baba vaAminadhabhu, Aminadhabhu baba vaNashoni, Nashoni baba vaSarimoni,
5 Solomoni na Lahabu vamveliki Boazi, Boazi na Lutu vamveliki Obedi, Obedi amveliki Yese,
Sarimoni baba vaBhoazi, mai vake vari Rahabhi, Bhoazi baba vaObhedhi, mai vake vari Rute, Obhedhi baba vaJese,
6 mwene Yese amveliki Nkosi Daudi. Daudi amveliki Solomoni, nyina waki avi mdala wa Uliya,
naJese baba vamambo Dhavhidhi. Dhavhidhi aiva baba vaSoromoni, mai vake ndivo vaimbova mukadzi waUria,
7 Solomoni amveliki Lehobohamu, Lehobohamu amveliki Abiya, Abiya amveliki Asa,
Soromoni baba vaRehobhoamu, Rehobhoamu baba vaAbhija, Abhija baba vaAsa,
8 Asa amveliki Yeoshafati, Yeoshafati amveliki Yolamu, Yolamu amveliki Uzia,
Asa baba vaJehoshafati, Jehoshafati baba vaJoramu, Joramu baba vaUzia,
9 Uzia amveliki Yotamu, Yotamu amveliki Ahazi, Ahazi amveliki Hezekia,
Uzia baba vaJotamu, Jotamu baba vaAhazi, Ahazi baba vaHezekia.
10 Hezekia amveliki Menasi, Menasi amveliki Amoni, Amoni amveliki Yosia,
Hezekia baba vaManase, Manase baba vaAmoni, Amoni baba vaJosia,
11 Yosia amveliki Yekonia na valongo vaki. Lwenulo ndi lwavi lukumbi lwa Vayawudi pavapelikwi kuluhamilu ku Babeli.
naJosia baba vaJekonia navanunʼuna vake panguva yavaiva kuutapwa muBhabhironi.
12 Lukumbi Vayawudi pevavi kuluhamilu ku Babeli, Yekonia amveliki Shealitieli, Shealitieli amveliki Zelubabeli,
Vabva kuutapwa kuBhabhironi: Jekonia aiva baba vaShearitieri, Shearitieri baba vaZerubhabheri,
13 Zelubabeli amveliki Abiudi, Abiudi amveliki Eliakimu, Eliakimu amveliki Azoli,
Zerubhabheri baba vaAbhiudhi, Abhiudhi baba vaEriakimu, Eriakimu baba vaAzori.
14 Azoli amveliki Zadoki, Zadoki amveliki Akimu, Akimu amveliki Eliudi,
Azori baba vaZadhoki, Zadhoki baba vaAkimu, Akimu baba vaEriudhi,
15 Eliudi amveliki Eleazali, Eleazali amveliki Matani, Matani amveliki Yakobo.
Eriudhi baba vaEreazari, Ereazari baba vaMatani, Matani baba vaJakobho.
16 Yakobo amveliki Yosefu, mngwana wa Maliya, nyina waki Yesu mweikemiwa Kilisitu.
Jakobho baba vaJosefa, uyo aiva murume waMaria, uyo akabereka Jesu, anonzi Kristu.
17 Kwavi na viveleku kumi na mcheche kuhuma Ibulahimu mbaka Daudi, vivelekelu kumi na mcheche kuhuma Daudi mbaka Vayawudi pavatoliwi uvanda wa ku Babeli, viveleku kumi na mcheche kuhuma uvanda mbaka kuvelekewa kwa Kilisitu.
Nokudaro kwaiva nezvizvarwa gumi nezvina pamwe chete kubvira pana Abhurahama kusvika pana Dhavhidhi, zvizvarwa gumi nezvina kubva pana Dhavhidhi kusvika pakutapwa kwavo vachiendwa navo kuBhabhironi, zvizvarwa gumi nezvina kubva pakudzoka kwavo kuutapwa kusvika panguva yaKristu.
18 Chenichi ndi cheavelekiwi Yesu Kilisitu. Maliya nyina wa Yesu, achumbiwi na Yosefu. Nambu vakona vangatama ngati mngwana na mdala, Maliya apatili kuvya na ndumbu kwa makakala ga Mpungu Msopi.
Uku ndiko kuberekwa kwakaitwa Jesu Kristu: Maria, mai vake vainge vatsidzirwa kuroorwa naJosefa, asi vasati vagara vose, achiri mhandara, akaonekwa ava napamuviri nokuda kwaMweya Mutsvene.
19 Ndava Yosefu mngwana wa Maliya avi mundu mbwina palongolo ya Chapanga aganili lepi kumpela soni pavandu ndi aholalili kumleka chamfiyu.
Asi nokuda kwokuti Josefa akanga ari munhu akarurama akafunga zvokumuramba chinyararire, asingamunyadzisi pavazhinji.
20 Peavi akona ihololela lijambu lenilo, Mtumu wa kunani kwa Chapanga amuhumali munjozi na kumjovela, “Yosefu, mwana wa Daudi, ukotoka kuyogopa kumtola Maliya avya mdala waku, muni ndumbu yeavinayu apatili kwa makakala ga Mpungu Msopi.
Asi achiri kufunga nezvenyaya iyi, mutumwa waIshe akauya kwaari mukurota akasvikoti, “Josefa, mwana waDhavhidhi, usatya kutora Maria somukadzi wako nokuti pamuviri paava napo akapabata nokuda kwesimba raMweya Mutsvene.
21 Yati iveleka mwana mgosi hinu veve yati ukumpela liina Yesu ndava mwenuyu yati akuvasangula vandu kuhuma kumbudila Chapanga wavi.”
Achava nomwana mukomana wauchazotumidza zita rokuti Jesu nokuti ndiye achaponesa vanhu vake kubva muzvivi zvavo.”
22 Mambu goha ago gahumalili muni kutimilisa malovi ga Bambu geajovili munjila ya mlota wa Chapanga,
Izvi zvose zvakaitika kuti zvizadzise zvakanga zvataurwa naIshe kubudikidza nomuprofita wake zvokuti:
23 “Yuwanila! Kamwali yati ivya na ndumbu, yati iveleka mwana mgosi, na veve yati ukumpela liina Emanueli.” Mana yaki “Chapanga avi pamonga na tete.”
“Mhandara ichava napamuviri, igozvara mwana mukomana, uye vachamutumidza zita rokuti Emanueri, zvichireva kuti, ‘Mwari anesu.’”
24 Ndi Yosefu peayumwiki mulugono akitili ngati mtumu wa kunani kwa Chapanga cheamjovili, akamtola mdala waki na kuhamba nayu kunyumba yaki.
Josefa paakapepuka, akaita sezvaakanga arayirwa nomutumwa waIshe, uye akatora Maria somukadzi wake,
25 Nambu agonili nayu lepi mbaka Maliya peamveliki mwana mgosi, namwene Yosefu ampeli liina Yesu.
asi haana kusangana naye kusvikira azvara mwana mukomana. Akamutumidza zita rokuti Jesu.