< Vaefeso 3 >
1 Ndava ya genago, nene Pauli mundu mwenikungiwi ndava ya kumhengela Yesu Kilisitu na kuvakokosela Lilovi la Bwina nyenye vandu vangali Vayawudi.
Nokuda kwaizvozvi, ini Pauro, musungwa waKristu Jesu nokuda kwenyu imi veDzimwe Ndudzi:
2 Chakaka muyuwini kuvya Chapanga, muubwina waki, anigotolili lihengu lenili nihengayi ndava yinu.
Zvirokwazvo makanzwa zvokugoverwa kwenyasha dzaMwari dzakapiwa kwandiri nokuda kwenyu,
3 Nene namanywisi mu njila ya kugubukuliwa mpangu waki wewafiyiki, niyandiki chihupi lijambu lenili,
kuti chakavanzika chakaziviswa kwandiri nokuzarurirwa, sezvandakatonyora muchidimbu.
4 mwavene pemwisoma malovi gangu muhotola kumanya chenimanya mfiyu wenuwo wa Kilisitu.
Mukuverenga izvi, ipapo muchagona kunzwisisa maonero andinoita chakavanzika chaKristu,
5 Mfiyu wenuwo wamanyiswi lepi kwa vandu muviveleku vingi ngati hinu naha cheyimanywiswi na Mpungu Msopi kwa vamitumi na vamlota vaki vamsopi va Chapanga.
chisina kuziviswa kuvanhu kana mamwe marudzi sezvachakaratidzwa zvino noMweya kuvapostori navaprofita vatsvene vaMwari.
6 Uwu ndi mfiyu wene, mu njila ya Lilovi la Bwina vandu vagali Vayawudi vipata pandu pavi pamonga na Vayawudi mumota za Chapanga. Vene higa yilayila na vihanganila pamonga lilagizu lilalila leahengili Chapanga kwa njila ya Kilisitu Yesu.
Chakavanzika ichi ndechokuti, kubudikidza nevhangeri, veDzimwe Ndudzi vava vadyi venhaka pamwe chete navaIsraeri uye vava nhengo pamwe chete dzomuviri mumwe chete, vagovani pamwe chete muchivimbiso chiri muna Kristu Jesu.
7 Nene nihengiwi kuvya muhengaji wa Lilovi la Bwina kwa njombi ya ubwina wa Chapanga yeanipeli kwa ndava ya uhengaji wa uhotola waki.
Ndakava muranda wevhangeri iri nechipo chenyasha dzaMwari dzakapiwa kwandiri kubudikidza nokushanda kwesimba rake.
8 Pamonga nene mwenivii mdebe kuliku vandu voha va Chapanga, nambu anitangatili ubwina waki, muni nivakokosela vandu va milima umahele wa Kilisitu wangapimika.
Kunyange ndiri muduku pavanhu vose vaMwari, idzi nyasha dzakapiwa kwandiri: kuti ndiparidze vhangeri kune veDzimwe Ndudzi pfuma yaKristu isinganzwisisiki;
9 Nahaguliwi muni nivajovela vandu voha valola mpangu wa mfiyu wa Chapanga chewihenga lihengu. Chapanga mweawumbili vindu vyoha afiyili mfiyu waki kutumbula kadeni. (aiōn )
uye kuti ndiratidze pachena kuvanhu vose kugoverwa kwechakavanzika ichi, icho panguva yakare chakanga chakavigwa muna Mwari, iye akasika zvinhu zvose. (aiōn )
10 Muni hinu, mu njila ya msambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu, na vachilongosi na vana uhotola pamulima wa chimpungu, vahotola kumanya luhala lwa Chapanga munjila ndalindali.
Zvaaida zvino ndezvokuti, kubudikidza nekereke, uchenjeri hwaMwari hukuru huziviswe kuvatongi navane simba vari muchadenga,
11 Chapanga ahengili lijambu lenili kulandana na mpangu waki wa magono goha gangali mwishu leahegili, mu njila ya Kilisitu Yesu Bambu witu. (aiōn )
maererano nevavariro yake isingaperi yaakakwanisa muna Kristu Jesu Ishe wedu. (aiōn )
12 Mukuwungana na Yesu Kilisitu na kwa sadika yitu, tete tihotola kumhambila Chapanga kwa ukekesi changali wogohi.
Maari, uye kubudikidza nokutenda kwaari tinogona kusvika kuna Mwari takasununguka uye tisingatyi.
13 Ndava yeniyo nikuvayupa neju mkoto kudenyeka mtima ndava ya mang'ahiso gegakunikolela ndava yinu, muni genago ndava ya ukulu winu.
Naizvozvo, ndinokukumbirai, kuti murege kuora mwoyo nokuda kwamatambudziko angu nokuda kwenyu, anova kukudzwa kwenyu.
14 Ndava ya yeniyo ndi nikumfugamila Dadi,
Nokuda kwaizvozvi, ndinopfugama pamberi paBaba,
15 ndi kuhuma kwaki lukolo lwoha pamulima na kunani kwa Chapanga lupokela mahina ga chakaka.
nokuti mhuri yavo yose iri kudenga napanyika inowana zita rayo kubva kwavari.
16 Nikumuyupa Chapanga, kwa umahele wa ukulu waki, avasindimalisa mitima yinu kwa makakala ga Mpungu Msopi.
Ndinonyengetera kuti kubva papfuma yokubwinya kwavo vakusimbisei nesimba noMweya wavo mumunhu womukati,
17 Namwene Kilisitu atama mumitima yinu musadika. Nikumuyupa mpata kuvya na mikiga na mkingisa muuganu wa Chapanga,
kuti Kristu agare mumwoyo yenyu nokutenda. Uye ndinonyengetera kuti imi, muve nemidzi uye musimbiswe murudo,
18 muni muhotola kumanya pamonga na vandu voha va Chapanga uganu wa Kilisitu cheuvili muuvaha na utali na mukukula.
muve nesimba, pamwe chete navatsvene vose, kuti mubate kuti kupamhamha, nokureba uye kukwirira, nokudzika kworudo rwaKristu kwakadii,
19 Ena, muhotola kumanya uganu wa Kilisitu umanya woha, ndi mmemeswa neju utimilifu woha wa Chapanga.
uye muzive rudo urwu runopfuura ruzivo, kuti muzadzwe kusvikira pachiyero chokuzara kwose kwaMwari.
20 Chapanga kwa makakala gaki gihenga lihengu mugati yitu ihotola kuhenga mambu gakulu neju hati getiyupa amala kuhololela.
Zvino iye anogona kuita zvikuru zvisingagoni kuyerwa kupfuura zvose zvatingakumbira kana kufunga, maererano nesimba rake riri kushanda mukati medu,
21 Kwaki Chapanga kuvya ukulu kwa njila ya msambi wa vandu vevakumsadika na mu njila ya Kilisitu Yesu mwene, lusenje lwoha magono na magono goha gangali mwishu! Ena. (aiōn )
ngaave nokubwinya mukereke uye nomuna Kristu Jesu kumarudzi namarudzi, nokusingaperi-peri! Ameni. (aiōn )