< 1 Vakolinto 14 >
1 Mukangamala kuvya na uganu. Mewawa mkangamala kupata hipanji hingi vya chimpungu, neju chipanji cha kujova ujumbi kuhuma kwa Chapanga
Teverai nzira yorudo uye mushuve kwazvo zvipo zvomweya, zvikuru sei chipo chokuprofita.
2 Mundu mweijova kwa luga ya chiyehe ijova lepi na vandu, nambu ilongela na Chapanga, mwene ijova kwa makakala ga Mpungu Msopi mambu gegafiyiki.
Nokuti ani naani anotaura nendimi haatauri kuvanhu asi kuna Mwari. Zvirokwazvo, hapana anomunzwa; anotaura zvakavanzika mumweya wake.
3 Nambu yula mweijova kwa ujumbi kuhuma kwa Chapanga akuvajenga vandu, kwa kuvakangamalisa mitima na kuvapolesa mitima vandu.
Asi anoprofita anotaura kuvanhu kuti vasimbiswe, vakurudzirwe uye kuti vanyaradzwe.
4 Mwailongela luga ya chiyehe akujijenga mwene. Nambu mweijova ujumbi kuhuma kwa vandu akuujenga msambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu.
Uyo anotaura nendimi anozvisimbisa iye asi anoprofita anosimbisa kereke.
5 Hinu nigana mwavoha nyenye mujovai kwa luga ya chiyehe nambu niganili neju muvyai na uhotola wa kujova Ujumbi kuhuma kwa Chapanga, ikita chabwina neju kuliku yula mundu yula mweijova luga ya chiyehe, mbaka avyaa mundu mweihotola kudandaula mambu ago gegijoviwa, ndi msambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu yijengewa.
Ndinoda kuti mumwe nomumwe wenyu ataure nendimi, asi zvikuru kuti muprofite. Anoprofita mukuru kuna anotaura nendimi, asi kunze kwokunge achidudzira, kuti kereke igosimbiswa.
6 Hinu valongo vangu, ngati nibwela kwinu na kulongela na nyenye kwa luga ya chiyehe yikuvaganisa kyani? Nakuvaganisa chindu chochoha, nambu ngati nikavadandaulila ujumbi kuhuma kwa Chapanga amala mawuliwu nunuyu.
Zvino hama, kana ndikauya kwamuri ndichitaura nendimi, ndingakubatsirai seiko, asi kuti kana ndichitaura nokuzarurirwa kana ruzivo kana chiprofita kana shoko rokurayira?
7 Ndi chayivii kwa vindu vyangali kuvya na wumi nambu vyaviwusa lwami ngati chitolilo amala kanjeke, wu, mundu ihotola wuli kumanya lunyimbu lwelukinwa ngati vindu vyenivyo viwusa lwami hotohoto pevitoviwa.
Kunyange zvinhu zvisina upenyu zvinorirawo wani, zvakaita senyere kana rudimbwa, munhu achaziva seiko kana zvisingasiyani pakurira kwazvo?
8 Kangi lipenenga likavembayi changali kulanda uyovalelu yaki, ndi linjolinjoli yoki mweakujitendekeha kwa ngondo?
Uyezve kana hwamanda isingariri kwazvo, ndianiko angagadzirira kundorwa?
9 Mewawa na nyenye, ngati lulimi lwinu lujova lepi chindu changamanyikana yani mweihotola kumanya gemwijova? Malovi ginu yati giyaga pawaka.
Zvakadaro nemi. Kana musingatauri mashoko nendimi dzinonyatsozivikanwa, ko, pane anganzwa here zvamunotaura? Nokuti muchangotaura henyu mumhepo.
10 Zivii luga zamahele pamulima na kawaka hati yimonga yangali mana.
Zvirokwazvo panyika pane mitauro mizhinji yakasiyana-siyana, asi hakuna kana mumwe usina zvaunoreva.
11 Nambu yikavya nene nakumanya chailongela mundu yungi, nene myehe kwaki mewa mundu mwenuyo mewa ndi myehe kwangu.
Zvino kana ndisinganzwisisi zvinotaurwa nomunhu, ndiri mutorwa kumutauri, uye naiyewo mutorwa kwandiri.
12 Mewawa vandu nyenye, mwinogela kupewa njombi ya Mpungu, mkangamalayi kupata njombi za Mpungu Msopi muni kutangatila kujenga msambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu.
Zvakadarowo nemi. Sezvo muchishuva zvipo zvoMweya, edzai zvikuru kushingairira zvipo zvinovaka kereke.
13 Hinu, mweilongela luga ya chiyehe ayupayi apatayi uhotola wa kuvadandaulila vandu gala geajovili.
Nokuda kwechikonzero ichi, ani naani anotaura nendimi anofanira kunyengetera kuti adudzirewo zvaanotaura.
14 Penilongela kwa luga ya chiyehe mpungu wangu ndi weukumuyupa Chapanga, nambu luhala lwangu nakuhengeka.
Nokuti kana ndichinyengetera nendimi, mweya wangu ndiwo unonyengetera, asi kufunga kwangu hakuna zvibereko.
15 Hinu nikita kyani? Yati nikumuyupa Chapanga kwa mpungu wangu, yati nimuyupa chapanga kangi kwa luhala, yati niyimba kwa mpungu wangu, mewa yati niyimba kangi kwa luhala lwangu.
Zvino ndichaiteiko? Ndichanyengetera nomweya wangu, ndichanyengeterawo nokufunga kwangu; ndichaimba nomweya wangu, asi ndichaimbawo nokufunga kwangu.
16 Ukamsengusa Chapanga kwa mpungu waku, ihotola wuli mundu mwangali sadika mweavimngonganu kuyidikila luyupu lwaku lwa kusengusa kwa kujova “Ena,” Ngati nakumanya chewijova?
Kana uchirumbidza Mwari nomweya wako, ko, uyo agere pakati pavasingazivi achati, “Ameni” seiko, pakuvonga kwako, sezvo asinganzwisisi zvauri kutaura?
17 Hati ngati wihotola kumuyupa Chapanga chakaka kuvya kwa bwina, nambu kwa yungi kawaka chiyonjokesu.
Unogona kunge uchivonga zvako zvakanaka, asi mumwe munhu haasimbiswi.
18 Nikumsengusa Chapanga kuvya nene nilongela kwa luga ya chiyehe kuliku mwavoha nyenye.
Ndinovonga Mwari kuti ndinotaura nendimi zhinji kupfuura imi mose.
19 Nambu mungonganu wa msambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu nigana kujova malovi mhanu gegimanyikana ndi nivawulayi vangi, kuliku kujova malovi gamahele neju ga luga ya chiyehe.
Asi mukereke ndingada zvangu kutaura mashoko mashanu nokufunga kwangu kuti ndidzidzise vamwe pano kutaura mashoko zviuru gumi norumwe rurimi.
20 Valongo vangu, mkoto kuhololeala ngati vana vadebe. Kuuvala uhakau, muvyai ngati vana vadebe, nambu pemwiholalela muvyai ngati vandu vavaha.
Hama, regai kufunga savana. Pazvinhu zvakaipa ivai savacheche, asi pakufunga kwenyu muve savanhu vakuru.
21 Mayandiku Gamsopi gijova. “BAMBU ijova, ‘Yati nilongela na vandu kwa luga ya chiyehe, yati nijova kwa milomo ya vayehe, yati nijova kwa vandu ava, pamonga na ago vandu avo, vakuniyuwanila lepi.’”
MuMurayiro makanyorwa muchinzi: “Kubudikidza navanhu vedzimwe ndimi uye kubudikidza nemiromo yavatorwa, ndichataura kuvanhu ava, asi kunyange zvakadaro havanganditeereri,” ndizvo zvinotaura Ishe.
22 Hinu ndi, njombi ya kujova luga ya chiyehe ndi ulangisu, lepi ndava ya vandu vevisadika. Nambu kwa vala vangasadika, nambu njombi ya kujova ujumbi kuhuma kwa Chapanga ndi ndava ya vala vevisadiki ndi lepi ndava ya vangasadika.
Naizvozvo, ndimi hadzizi chiratidzo kuvatendi asi kuna vasingatendi; asiwo chiprofita ndechavatendi, kwete vasingatendi.
23 Hinu, ngati msambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu voha vakakonganeka pamonga, na voha vakatumbula kujova kwa luga za chiyehe, ngati vabwelili vangamanya na vandu vangali sadika, wu, yati vijova lepi kuvya nyenye mwipenga?
Saka kana kereke yose yaungana pamwe chete uye vose vakataura nendimi, uye vamwe vasinganzwisisi kana vasingatendi vakapinda, havangati mava kupenga here?
24 Nambu, voha ngati mwijova ujumbi kuhuma kwa Chapanga, akabwela mundu mwangasadika, goha geiyuwana yati gakumlangisa uhakau waki mwene, na goha geiyuwana yati gemuhamula.
Asi kana asingatendi kana mumwe munhu asinganzwisisi akapinda vanhu vose vachiprofita, achabatwa nazvo akaziva kuti iye mutadzi uye kuti achatongwa nazvo,
25 Gegafiyiki mumtima waki yati gihumbuliwa, mwene yati akumfugamila na kumuyupa Chapanga ijova, “Chakaka Chapanga avi pamonga na nyenye apa!”
uye zvakavanzika zvomweya wake zvinoratidzwa. Naizvozvo achawira pasi nechiso chake agonamata Mwari, uye agopupura kuti Mwari ari pakati penyu zvirokwazvo.
26 Valongo vangu hinu nijova kyani? Pemwikonganeka pamonga kumuyupa Chapanga, mmonga ayimba lunyimbu na yungi awulayi na yungi avyai na ugubukulilu kuhuma kwa Chapanga na yungi avyai na luga ya chiyehe na yungi adandawulayi gegijovewa. Goha gavyai ndava ya kujenga msambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu.
Zvino tichatiiko, hama? Kana muchiungana, mumwe nomumwe ane rwiyo, kana shoko rokurayira, chaakazarurirwa, ndimi kana kududzira. Zvose izvi ngazviitwe kuti zvisimbise kereke.
27 Ngati mundu yoyo ijova kwa luga ya chiyehe, hinu vajovayi vandu vavili amala vadatu, ndi vajova mmonga mmonga, na avyayi mundu wa kudandaula geijova.
Kana mumwe achitaura nendimi, vaviri, kana vatowanda, vatatu, ngavataure mumwe mushure momumwe, uye mumwe ngaadudzire.
28 Nambu ngati kawaka mundu mwihotola kudandaula chila chechijoviwi mu msambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu, nambu mwaijova luga ya chiyehe aguna pamngonganu, ndi ajovai na mtima waki mwene na Chapanga.
Kana pasina anodudzira, ari kutaura ngaanyarare mukereke uye ngaazvitaurire pachake uye nokuna Mwari.
29 Kuvala vala vevavi na chipanji kujova ujumbi kuhuma kwa Chapanga, vajova vavili amala vadatu, na vangi vagalinga malovi ago.
Vaprofita vaviri kana vatatu ngavataure uye vamwe ngavanyatsoongorora zvaataura.
30 Yikavya mundu mmonga peijova na yungi mweiyuwanila akapewayi ugubukulilu kuhuma kwa Chapanga, ndi yula mweatumbwili kujova aguna.
Uye kana kuzarurirwa kwasvika kuno mumwe munhu agere pasi, mutauri wokutanga ngaanyarare.
31 Muni mwavoha mwihotola kukokosa ujumbi kuhuma kwa Chapanga, mmonga mmonga, muni mwavoha mujiwula na kukungamaliswa mtima.
Nokuti mose munogona kuprofita muchitevedzana mumwe mushure momumwe, kuitira kuti vose varayirwe uye vakurudzirwe.
32 Njombi ya kukokosa ujumbi wa Chapanga ndi yiganikiwa utalaliwayi na yula mweavi na chipanji chenicho.
Mweya yavaprofita inozviisa pasi pavaprofita.
33 Muni Chapanga lepi wa ngondo nambu ndi wa uteke. Ngati cheyivili mvelu pamngonganu wa vandu va Chapanga.
Nokuti Mwari haasi Mwari wenyonganyonga asi worugare. Sezvinoitwa mune dzimwe kereke dzose dzavatsvene,
34 Vadala viganikiwa kutama nuu mumsambi wa vandu vevakumsadika Kilisitu, pevikonganeka vene viyidakiliwa lepi kujova. Nambu viganikiwa kuyidakila ngati chegijova malagizu ga Vayawudi.
vakadzi ngavanyarare mukereke. Havatenderwi kutaura asi ngavazviise pasi sezvinoreva murayiro.
35 Ngati vavi na makotesi ga kukota vavakotayi vagosi vavi kunyumba, muni soni kwa mdala kujova mungonganu wa msambi vandu vevakumsadika Kilisitu.
Kana vachida kubvunza chimwe chinhu, ngavabvunze varume vavo kumba; nokuti hazvina kufanira kuti mukadzi ataure mukereke.
36 Wu, muholalela Lilovi la Chapanga lihumili kwinu nyenye amala livabwelili nyenye ndu?
Ko, shoko raMwari rakatanga nemi here? Kana kuti rakasvika kwamuri moga here?
37 Ngati mundu yoyoha iholalela kuvya mwene ndi mjumbi wa Chapanga amala avi na chipanji cha Mpungu Msopi, amanya aga genikuvayandikila nyenye ndi malagizu ga BAMBU.
Kana munhu achifunga kuti muprofita kana kuti ane chipo chomweya, ngaatende kuti zvandinokunyorerai murayiro waShe.
38 Nambu ngati mundu nakumanya genago, ndi, mundu akotoka kumtangatila mundu mwenuyo.
Kana akasatenda izvi, iye pachake ngaasatendwe.
39 Hinu ndi, valongo vangu mganikiwa kuvya na mnogo neju wa kujova ujumbi wa Chapanga, nambu mkoto kumbesa mundu kujova kwa luga ya chiyehe.
Naizvozvo, hama dzangu, ivai nechido chokuprofita, uye musadzivisa kutaura nendimi.
40 Nambu mwavoha mkitayi kwa utopesa na kwa kulanda uyovelu.
Asi zvinhu zvose ngazviitwe nomutoo wakafanira uye zvichitevedza mutemo.