< Vafilipi 1 >

1 Iswe ba Paulusi ni Timutea, bahikana ba Jesu Keresite, kwabana bonse babakungulwa cha Jesu Keresite bekele kwa Filipi, ni bakulwana ni madikoni.
Pauro naTimoti, varanda vaKristu Jesu, kuvatsvene vose muna Kristu Jesu vari paFiripi, pamwe chete navatariri navadhikoni vekereke:
2 Chisemo chibe nanwe ni kozo izwa kwa Ireeza Ishetu ni Simwine wetu Jesu Keresite.
Nyasha norugare zvinobva kuna Mwari Baba nokuna Ishe Jesu Kristu ngazvive kwamuri.
3 Nilitumela kwa Mulimu wangu munimihupwila monse.
Ndinovonga Mwari wangu nguva dzose pandinokurangarirai.
4 Inako ni nako mutapelo zangu zonse kwenu, cabuitumela heti nitenda itapelo zangu.
Muminyengetero yangu yose nokuda kwenyu mose, ndinogara ndichinyengetera nomufaro
5 Nileta buitumelo kutumelo yenu kwinzwi la Mulimu kuzwa luzuba lwetanzi mane kusika hanu.
nokuda kwokubata pamwe kwenyu muvhangeri kubvira pazuva rokutanga kusvikira zvino,
6 Nizumina kwechinu chitutenda, mukuti iye yotanga musebezi mulotu kwenu kazwile habusu kumaniniza kutenda zilotu kukasika izuba la Jesu Keresite.
ndichiziva izvi, kuti iye akatanga basa rakanaka mamuri acharipedzisa kusvikira pazuva raKristu Jesu.
7 Kulotu kwangu kulizuwa munilizuwila ibaka lenu mubonse kakuli mwina kunkulo yangu. Inwe mubonse mubalikani bangu chamusa hanina mumawenge ni mukusileleza ni kukonzeleza inzwi la Ireeza.
Zvakanaka kwandiri kuti ndifunge saizvozvo pamusoro penyu mose, sezvo ndinemi mumwoyo; nokuti kunyange ndakasungwa nengetani kana kuti ndichidzivirira nokusimbisa vhangeri, imi mose munogovana neni munyasha dzaMwari.
8 Initi Ireeza nji paki yangu, muninyolezwi kumibona mubonse mubutungi bwelato la Jesu Keresite.
Mwari anogona kupupura kuti ndinokufungai sei imi mose norudo rwaKristu Jesu.
9 Mi itapelo yangu njeyi: kuti ilato lenu nilinjihe chabungi ni kwinjiha chabungi luli muzibo ni kutwisiso yonse.
Uye uyu ndiwo munyengetero wangu: kuti rudo rwenyu ruwande uye muwanze kuziva nokunzwisisa,
10 Kanimilapelela kokuti nimusole ni kusala zintu zilukite chakumaniniza. Kanimilapelele kokuti nimube ni inkulo injolola ni isena mafosisa kuya kwizuba la Keresite.
kuitira kuti mugogona kunzwisisa kuti zvakaisvonaka ndezvipi uye muve vakachena uye mushayiwe chamungapomerwa kusvikira pazuva raKristu,
11 Kakube bulyo mukuti kamube mwizwile zichelantu zichenete ziza cha Jesu Keresite, mwikanya ni kubabazwa kwa Ireeza.
muzere nechibereko chokururama chinouya kubudikidza naJesu Kristu, kuti kubwinya nokurumbidzwa zvive kuna Mwari.
12 Linu nisaka kuti mwizibe, bakwangu, kuti zintu zibatendahali hewulu lyangu zibaletisi kuti iivangeli ihasane chokuhwela.
Zvino ndinoda kuti muzive, hama dzangu, kuti zvakaitika kwandiri zvakabatsira zvikuru kufambisa vhangeri.
13 Chendabayobulyo, kuba mumawenge kwangu cha Keresite kubezibahali mucibaka chisilelezwe ni kumwi konse,
Nokuda kwaizvozvo, zvava pachena kuvarindi vomuzinda wamambo nokuna vose kuti ndiri mungetani nokuda kwaKristu.
14 mi bungi bwabakwangu mwizina la Simwine babakukuwezwa hahulu ibaka lakuba mumawenge kwangu kakuwamba inzwi ninisena lyowa mi ninilukuluhite.
Nokuda kwengetani dzangu, hama zhinji muna She dzakakurudzirwa kuti vataure shoko raMwari vakashinga zvikuru uye vasingatyi.
15 Ikumbya bamwi mane babezibahazi za Keresite chamuna ni kulikataza, imi bamwi chakusuni bulyo.
Ichokwadi kuti vamwe vanoparidza Kristu negodo uye negakava, asi vamwe nenzira yakanaka.
16 Bana bezibahaza Jesu chakusuna kwabo bezi kuti nibabikwa munu chakuzimanina inwzi la Ireeza.
Vamwe vanoita izvozvo murudo, vachiziva kuti ndakaiswa muno nokuda kwokudzivirira vhangeri.
17 Kono bamwi bezibahaza za Keresite chabuñwanyama ni mihupulo isena chisemo. Bahupula kuti baniletela bukaabo mumawange angu.
Vamwe vaiparidza Kristu nomwoyo woruchiva, vasina kutendeka, vachifungidzira kuti vangandimutsira dambudziko ndichiri mungetani.
18 Linu chibileza chi? Iwola kuba inzila ihi ne ihi, iwola kuba chakuchenga kapa cheniti, Keresite wizibahazwa, imi cheyi indava ninyakalala! Eni kaninyakalale.
Asi zvisinei hazvo, chinhu chinokosha ndechokuti munzira dzose, dzingava ndangariro dzenhema kana dzechokwadi, Kristu ari kuparidzwa hake. Uye nokuda kwaizvozvi ndinofara. Hongu, uye ndicharamba ndichifara,
19 Mukuti niizi kuti iyi indava ileta kuti nilukululwe. Ichi kachitendahale bulyo chebaka le tapelo zenu ni tuso ya Luhuho Lunjolola lwa Jesu Keresite.
nokuti ndinoziva kuti kubudikidza neminyengetero yenyu uye norubatsiro runopiwa noMweya waJesu Kristu, zvakaitika kwandiri zvichashanduka zvikava kusunungurwa kwangu.
20 Ziyendelela chakuya chetibelelo yesepo ni buniti buta kuti keti niniswabe. Mukucho, chesusuezo yonse, sina inako yonse mane naho hahanu, nina itibelelo yakuti Keresite kabuse mubuli wangu, kapa kaibe kakuhala kapa chefu.
Ndinoshuva zvikuru nokutarira kuti handingazonyadziswi, asi ndichava nokushinga kwakakwana kuitira kuti zvino senguva dzose Kristu achakudzwa mumuviri wangu, muupenyu kana murufu.
21 Kwangu kuhala nji Keresite, imi kufwa kufuma.
Nokuti kwandiri, kurarama ndiKristu uye kufa kupfuma.
22 Kono heba kuhala chenyama kuleta zichelantu kuzwililila hamitendo yangu, linu kanti kanizi chiniswanela kusalwa.
Kana ndikaramba ndichirarama mumuviri, izvi zvichareva kubata kune zvibereko kwandiri. Asi ndichasarudzeiko? Handizivi!
23 Kakuli nikatezwe inketo yachiniswanela kuketa hazobele. Nina itakazo yakufunduka kukekala ni Keresite, ili indava initabela hahulu ni kuhitiliza!
Ndiri pakati pezvinhu zviviri zvinoti: Ndinoda kuenda kuti ndive naKristu, zvinova ndizvo zviri nani nokupfuuridza;
24 Imi hape kushala munyama kuyelele chebaka lyenu.
asi zvinokoshawo zvikuru kwamuri kuti ndirambe ndiri mumuviri uyu.
25 Mukuti nina isepo kuamana nechi, nizi kuti kanishale ni kuzwila habusu kuba nanwe mubonse, chebaka lakuzwila habusu kwenu ni tabo mutumelo.
Ndichitenda chinhu ichi, ndinoziva kuti ndichagara, uye ndicharamba ndinemi mose kuti mupfuurire mberi uye mufare mukutenda kwenyu,
26 Chebaka lyobulyo, kulumbeka kwenu kwa Jesu Keresite chebaka lyangu kakwinjihe chebaka lakuba kwangu hape mukati kenu.
kuitira kuti ndichinge ndadzoka kwamuri zvakare, mufaro wenyu muna Kristu Jesu ugozadziswa nokuda kwangu.
27 Mukwate fela buhalo bwenu chenzila iyelele iñusa la Keresite. Mutende bulyo njo kuti, kakwina indava kapa nikezite kukumibona kapa kanikwina, niwola kuzuwa mumuzimanine chenguzu chaluhuho lumwina. Nitabela kuzuwa kuti mwina ni moozo umwina kulika kukwatisana hamwina chebaka letumelo yeñusa.
Zvisinei kuti chii chaitika kwandiri, murambe muchifamba nenzira yakafanira vhangeri raKristu. Ipapo, kunyange ndikauya kuzokuonai kana kunzwa nezvenyu ndisipo hangu, ndichaziva kuti mumire nesimba mumweya mumwe, muchirwa somunhu mumwe nokuda kwokutenda kwevhangeri,
28 Imi musiye kutizwa zintu zonse zichitwa ni zila zenu. Ichi kwabo chisupo chitondeza kusinyeha kwabo. Kono kwenu chisupo chitondeza ipuluso yenu, imi ichi chizwa kwa Ireeza.
musingatyiswi nenzira ipi zvayo neavo vanopikisana nemi. Ichi ndicho chiratidzo kwavari kuti vachaparadzwa, uye kuti imi muchaponeswa naMwari.
29 Mukuti kwenu chichibahewa kale, chebaka la Keresite, isiñi kuzumina fela kwali, kono ni kumunyandila hape.
Nokuti makapiwa imi, nokuda kwaKristu, kuti musangotenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzike nokuda kwake,
30 Mukuti namwe mwina kulilwisa kuswana nokuna kumubaboni kwangu, nokuna kumuzuwa kuti kwina name hanu.
sezvo muri mukurwa kumwe chete uku kwamakandiona ndinako, uye kwamunoziva zvino kuti ndichinako.

< Vafilipi 1 >