< Mateu 23 >

1 Lyinu Jeeso na wamba ku bungi-bungi bwa bantu ne ku varutwana vakwe
Ipapo Jesu akataura kuvanhu vazhinji nokuvadzidzi vake achiti,
2 kuti, “Vañoli ne Vafarasayi ve kala mu chimpura cha Mushe.”
“Vadzidzisi vomurayiro navaFarisi vagere pachigaro chaMozisi.
3 lyinu mupange zonse ziva mu lawiila, mu chite ne ku panga zonse inzi zintu, mi bulyo mu siye kuva ziya ziba panga. kakuti vawamba zitu choku sa zi pangahaza.
Saka munofanira kuvateerera muite zvinhu zvose zvavanokuudzai. Asi musaita zvavanoita, nokuti havaiti zvavanoparidza.
4 Eyee, va hinda choku puteereera choku sumina miputo mikando yi lyema choku vika ha maheta a vantu. Avo mane nanga chaka nwe kamwina kava liki kunyemuna.
Vanosunga mitoro inorema voitakudza pamafudzi avanhu, asi ivo pachavo havadi kusimudza munwe kuti vaibvise.
5 Misevezi yaavo yiva woola ku panga vai pangira vulyo muma tembwa kuti va vonwe ku vantu. Vakandusa ahulu ziviko zaavo zo mulao mane choku kuza ahulu hape majira e zizwato zaavo.
“Vanoita zvinhu zvose kuti vaonekwe navanhu. Vanotambanudza mafirakiteri avo uye vanorebesa pfunha dzenguo dzavo.
6 Vasuni ahulu mekalo a vantu va kutekeha mu mikiti, ne zipula zi kalwa vantu va kutekeha mu Ikereke,
Vanoda zvigaro zvapamberi pamitambo nezvigaro zvapamusoro-soro mumasinagoge.
7 Ne ku rumereswa ahulu ku vantu mu mazira, neku supwa muruti.
Vanofarira kukwaziswa pamisika uye kuti vanzi ‘Rabhi’ navanhu.
8 Sanzi mu sumpwa kuti 'Muruti', kakuti mwina muruti u mwina bulyo, unwe mu bonse mu balikani.
“Asi imi hamufaniri kunzi ‘Rabhi’ nokuti munongova naTenzi mumwe chete uye mose muri hama.
9 Mi mane sanzi mu sumpi mutu kuti nje isheenu hansi hanu ka kuti isheenu wu mwina bulyo yo wina ku iwulu.
Musadana ani zvake ari panyika muchiti, ‘Baba’ nokuti munongova naBaba vamwe chete uye vari kudenga.
10 Hape sanzi u zuminini muntu kuti a ku sumpe kuti muruti, ka kuti mwina bulyo muruti u mwina iye kirisiti.
Uye musadaidzwa muchinzi ‘mudzidzisi’ nokuti muno Mudzidzisi mumwe chete iye Kristu.
11 Mi iye mukando ahulu mukati kenu njo lukele kuba muhikana wenu.
Mukuru pakati penyu ndiye achava muranda wenyu.
12 Mi iyee yolyi nyemuna ka vikwa hasi, ku zwaho iye yeti naalyi vike hasi ka nyemunwa.
Nokuti ani naani anozvikudza achaninipiswa uye ani naani anozvininipisa achakudzwa.
13 Mi ku maibite unwe mu Vañoli ne Vafarasayi, muva itimukanyi ka kuti mu iyalyira muvuso wo ku iwulu vantu, hape ku kwinjira ka mwinjiri mwa teni, va saka kwinjira navo hape muva kanisa.
“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, vanyengeri! Nokuti munopfigira vanhu umambo hwedenga vachizviona. Imi pachenyu hamupindi, uye vaya vanoedza kupinda hamuvatenderi.
14 Mu maibite unwe mu Vañoli neba Farasayi Va itimukanyi, mubwabwanga mazubo aba fwirwa
Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, vanyengeri! Munoparadza dzimba dzechirikadzi, uye munoita minyengetero mirefu kuti muonekwe. Naizvozvo muchatongwa zvakaomesesa.
15 Mu maibite unwe mu Vañoli, Farasayi niba itimukanyi. Kakuti muyenda mu mawate ne inkanda kuti mu wole ku sandula muntu nangati wu mwina bulyo mi hakuti chimwa mu sandula, mumu chita kuti ave mwana wa satani kobele. (Geenna g1067)
“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, vanyengeri! Munofamba panyika napamakungwa kuti mutendeutse munhu mumwe chete. Kana atendeuka munomuita mwanakomana wegehena kakapetwa kaviri panemi. (Geenna g1067)
16 Ku maivite unwe, va hitizi vasa voni, unwe mucho kuti, 'Zumwi ne zumwi muntu yo li kana che tempere ka hena chimwe. Mi lyinu zumwe ne zumwe muntu yo lyikana che ighawuda u suminwa ne kuli kana kwakwe.'
“Mune nhamo imi vatungamiri mapofu! Imi munoti, ‘Kana munhu akapika netemberi, hazvina hazvo mhosva, asi kana munhu akapika negoridhe romutemberi anosungwa nemhiko yake.’
17 Unwe mu mahaafu a saa voni! Nje chihi chikando ku zaamba, ighawuda kamba itempere iiyo yi jololyekeza Ireeza ighawuda?
Imi mapenzi amapofu! Chikuru chii: Goridhe netemberi inoita kuti goridhe rive dzvene?
18 Kono, 'zumwi ne zumwi yo lyi konka che iziko lye chitavero, ka hena chimwi bulyo hateni. Mi lyinu zumwi ni zumwi mutu yo likonka nce neo ina hateni, u suminwa ne kuli konka kwakwe.'
Uyezve imi munoti, ‘Kana munhu upi zvake akapika nearitari hazvirevi chinhu, asi kana munhu upi zvake akapika nechipo chiri pairi, asungwa nemhiko yake.’
19 Va hofu njoonwe! Nche chihi chikando a hulu, ineo kamba chitavero chi jololyekeza Ireeza ineo?
Imi mapofu! Chikuru chii: Chipo kana kuti aritari inoita kuti chipo chive chitsvene?
20 Mpaho lyinu, iye yo lyi koonka che chitavero cha teni mane ne chimwe ni chimwe china ha teni.
Naizvozvo, uyo anopika nearitari anopika nayo nezvose zviri pairi.
21 Mane naaye yo lyi koonka che itempere u lyi koonka chaayo ne chakwe yoo hala mwa teni.
Uye uyo anopika netemberi anopika nayo uye naiye anogara mairi.
22 Naye vulyo yo lyi koonka che iwulu u lyi koonka che chipura che Ireeza mane naaye yo wii keere ha chilyi.
Uye uyo anopika nedenga anopika nechigaro choushe chaMwari uye naiye anogara pachiri.
23 Ku maivite unwe, mu Vañoli, ne Vafarasayi vaitimukanyi! Mu voza cho vuikumi cho minte, dilo ne kamine, Chovulyo, muka siite zintu zikando zo mulao ni musa pangaheza ku woloka ne chishemo ne tumelo. Mi izi nzi muva lukele kupangahaza chokusa litokolomosa zimwi.
“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, imi vanyengeri! Munopa chegumi chezvose zvinonhuhwira zvinoti: mindi, anisi nekumini. Asi munoshaya hanya nezvinhu zvinokosha zvomurayiro zvinoti: kururamisira, ngoni nokutendeka. Maifanira kuita izviwo musingakanganwi zvokutanga.
24 Unwe muva hitizi vava hofu, mu mbatula ka gini, mi choku mina ikaamera!
Imi vatungamiri mapofu, munomimina nyunyu asi muchimedza ngamera.
25 Mu maibite unwe Vañoli ne Vafarasayi muva intimukanyi! Muhinda chipeto choku shanza inkomoki hanze mane ne impuleti, mi mukati kazo ni mwina ikwe lyisa wolyeki.
“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, imi vanyengeri! Munosuka mikombe nendiro kunze asi mukati menyu muzere namakaro nokusazvidzora.
26 Unwe mu Vafarasayi vasa voni, mu shanze pili mukati ke inkomoki ne impulyeti ku chitila kuti ne hanze ku wole ku jolola.
Iwe bofu romuFarisi! Tanga wachenesa mukati momukombe nendiro, uye ipapo kunze kwazvo kuchachenawo.
27 Ku maibite, inwe mu Vañoli ne Vafarisayi vaitimukanyi! Ka kuti mu kola mane iri makumbu a tuva twaa, a voneka vulotu hanze tota, mi mukati ka teni ni ena zifuha za vantu va fwire mane ne imbolyeza ne chimwe ne chimwe chi saa jololyi.
“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, imi vanyengeri! Makafanana namakuva akacheneswa kunze anoratidzika kuva akanaka kunze asi mukati muzere mapfupa avanhu vakafa nezvinhu zvose zvine tsvina.
28 Voovo vuti nanwe mumu loleka hanze lyenu ku vantu choku jolola mi mukati kenu mu izwile vuitumukanyi neku sa shiyama.
Nenzira imwe cheteyo, munoonekwa navanhu kunze semakarurama asi mukati menyu muzere nounyengeri uye nohuipi.
29 Ku maivite unwe, Vañoli ne Vafarasayi, vaitumukanyi! Kakuti muzaka makumbu ava polofita mane choku lotuhaza makumbu ava jolola.
“Mune nhamo imi vadzidzisi vomurayiro nemi vaFarisi, imi vanyengeri! Munovaka makuva avaprofita nokushongedza makuva avakarurama.
30 Mu cho kuti,' kali nitu vali kuhala mu inako zi ve ishetu nitu sana tuva bi ne chiyave muku itira malaha a Vapolofita'.
Uye moti, ‘Dai takanga tararama pamazuva amadzitateguru edu, tingadai tisina kubatsirana navo pakuteura ropa ravaprofita.’
31 Chingi mu vone mane kete muha vupaki kuti mu vaana vaavo vave ihai va polofita.
Saka muri kuzvipupurira pachenyu kuti muri zvizvarwa zvaivavo vakaponda vaprofita.
32 Unwe nanwe mu izuziliize bulyo zintu zibe ishenu.
Zvino chizadzisai chiyero chechivi chamadzitateguru enyu!
33 Unwe mu zonka, bana be zihiri, kamu wole ku loboka vule i katulo ye here? (Geenna g1067)
“Imi nyoka! Imi vana venyoka! Muchatiza seiko kutongwa kunokuendesai kugehena? (Geenna g1067)
34 Chingi mpaho, mubone, nimu tumiza va polofita, neva kwame va talifite, ne Vañoli. Mi mane vamwi vavo kamuve haye niku va vambula. Ku zwaaho mane vamwi vavo ka muve kuva shimeha neku va kava muma zubo enu e tuto, ne ku kaya mu vuva nyandisa, mu munzi mukando ne mukando.
Naizvozvo ndiri kukutumirai vaprofita navachenjeri navadzidzisi. Vamwe vavo muchavauraya uye muchavaroverera pamuchinjikwa; vamwe muchavarova mumasinagoge enyu uye muchavadzingirira kubva kune rimwe guta kusvikira kune rimwe guta.
35 Ku chitila kuti mu wilwa mulandu wo kwi tila malaha a jolola ave tilwa mu inkaanda, ku tanga cha malaha a Avere kuya kwa a Zekaraya mwana wa Barakiya, u muve hairi hakati ke tempere ne iziko lye zitavero.
Uye nokudaro, ropa ravakarurama vose rakateurwa panyika richauya pamusoro penyu kubvira paropa raAbheri akanga akarurama kusvikira paropa raZekaria mwanakomana waBherekia uyo wamakauraya pakati petemberi nearitari.
36 Choku izula ni mulwirite, zonse izi zintu ka ziize zimu pangahalile ulu luzuvo.
Ndinokuudzai chokwadi kuti zvose izvi zvichava pamusoro porudzi urwu.
37 Jerusalema, Jerusalema, uwe yo wi haya va polofita mane neku govola cha mabwe vonse vaka tumitwa kwako! Mi ni saka vule kwi kala nini kuvukerereza vaana vako, mane iri inkunku kutu kukwana twayo chiyi tu bika mu mavava, mi ku zwaaho kamu suni!
“Iwe Jerusarema, Jerusarema! Iwe unouraya vaprofita nokutaka namabwe avo vanotumirwa kwauri, kazhinji sei kandaidisa kuunganidza vana vako sezvinoita nhunzvi yehuku inounganidza hukwana dzayo pasi pamapapiro ayo.
38 Mubone, inzubo yenu muyi mu shalile cha matongo bulyo.
Tarira, wasiyirwa imba yako yangova dongo.
39 Aho ni mulwirite keti ni mu bolye muni bone hape, mbwita chini mwancho kuti, 'kwina mikonde kwali iye yo keza mu izina lye Ireeza.'
Ndinokuudza kuti, hauchazondionizve kusvikira wati, ‘Akaropafadzwa anouya muzita raIshe.’”

< Mateu 23 >