< 2 Timotea 3 >

1 Mi mwizibe izi: muma zuba ama mani mani mukube ni nako inkunkutu.
Asi uzive chinhu ichi: Kuchava nenguva dzokutambudzika pamazuva okupedzisira.
2 Linu bantu mu baba kulisaka abo bene, basuni masheeleni, kuli tundumuna, kuli kumusa, bakanani, kusaba nikuti kubashemi, kusalitumela, ni kusachena.
Vanhu vachava vanozvida, vanoda mari, vanozvirumbidza, vanozvikudza, vanotuka, vasingateereri vabereki, vasingatendi, vasina utsvene,
3 Kababe nibasena ilato kubamwi, basayendereli, basohi, basaliwondi, benkondo, basasaki zilotu,
vasina rudo, vasingaregereri, vanochera vamwe, vasingazvidzori, vane utsinye, vasingadi zvinhu zvakanaka,
4 Kavave baveteki, vazuminine mitwi, vafosahere, vasaka ahulu minyaka isiñi irato lya Ireeza.
vanomukira, vanoita manyawi, vanonyengera, vanoda kuzvifadza nezvenyika kupfuura Mwari;
5 Kaba be ni mazimo e chi lumeri, kono kavakane maata acho. Uzwe kuvali abo vantu.
vane mufananidzo bedzi wokunamata Mwari asi vachiramba simba racho. Siyana navanhu ivavo.
6 Mi bamwi kubali bakwame benjila mumazubo ni kuhapa banakazi vazihole. Ava nji vanakazi vezwire chivi mi vayendiswa itakazo zavo zivilala.
Nokuti ndivo vaya vanoverevedza vachipinda mudzimba vachitapa vakadzi vasingazvibati vakaremedzwa nezvivi zvizhinji,
7 Aba vanakazi valitutirile inako yonse, kono kavakafwe kwiza kusika he niti ya maano.
vanogara vachidzidza asi vasingatongosviki pakuziva chokwadi.
8 Mwinzila iswana iyo Janesi ni Jambres yaba zimi kulwisa Mushe. Linu mwinzila iswana baruti ba mapa, bazimana niku lwisa i niti. Bakwame ba bolete mumi nahano yabo mi bazobete kuze ntumelo.
Sezvakaita Janesi naJambiresi vakadzivisa Mozisi, varume avawo vanodzivisa zvokwadi, vanhu vane ndangariro dzakaora, kana pari pazvinhu zvokutenda, vakarasika.
9 Linu kese bazwile habusu kuya kule. Kabuholo bwabo mubu boneke kubonse, sina wabana bantu.
Asi havangasviki kure, nokuti upenzi hwavo huchaonekwa navanhu vose.
10 Kono inwe, mube chilili i ntuto zangu, munipangila, munihupulela, tumelo, inkulo inde, ilato, kuli koza.
Asi kunyange zvakadaro, iwe unoziva kudzidzisa kwangu kwose, mararamiro angu, chinangwa changu, kutenda kwangu, mwoyo murefu wangu, norudo, nokutsungirira,
11 kunyandiswa ni manyando, nezo ziba pangahali kwangu kwa Antioch, kwa Iconium, hape ni Lystra. Nibali kolisi mumanyando. Kuzwa muzintu izi zose, mi Simwine aba nihazi.
matambudziko, nhamo, nezvinhu zvose zvakaitika kwandiri muAndioki, Ikoniamu nomuRistra, nokutambudzwa kwose kwandakasangana nako. Asi Ishe akandinunura kubva pazviri zvose.
12 Bonse abo basaka kuhala mwinzila ye Ireeza mwa Chrisite Jesu kaba nyandiswe.
Zvirokwazvo munhu wose anoda kurarama upenyu hwoumwari muna Kristu Jesu achatambudzwa,
13 Bantu babi ni maapa kaba yende kububi luli. Muba chenge bantu bamwi kono nabo nabo nibachengiwa.
asi vanhu vakaipa navanonyengera vachanyanyisa kuipa, vachinyengera nokunyengerwa.
14 Kono iwe, wikale muzintu izo zobali tuti ni kuzozumina muzili. Wizi kozo kobali tuti kwali.
Asi iwe, rambira pazvinhu zvawakadzidza uye ukatenda mazviri, nokuti unoziva kuti wakazvidzidza kubva kuna ani,
15 Wizi kuti kuzwililila kubunhyile ubezibi mañolo alipatite. Linu izi ziola kuku talifisa mwi ntukuluho kuya che ntumelo mwa Chrisite Jesu.
uye kuti kubva pauduku wakaziva Magwaro matsvene, anogona kukupa uchenjeri hunosvitsa kukuponeswa kubudikidza nokutenda muna Kristu Jesu.
16 Mañolo ose aba kenzi cha Ireeza. Mi lina ituso kuku luta, kuku sikuluha, ku kusikiulula, niku luta mwi niti.
Rugwaro rwose rwakafemerwa naMwari uye runobatsira pakudzidzisa, kurayira, kutsiura nokurayiridza mukururama,
17 Iyi ina bulyo kuti mutu wa Ireeza a shiyame, nikuli tukiseza misebezi ina hande.
kuti munhu waMwari akwaniswe kwazvo, agadzirirwa mabasa ose akanaka.

< 2 Timotea 3 >