< 1 Timotea 2 >

1 Hakwina bulyo cha matangilo, Ni mi susuweza kuti inkupo, intapelo, kulapelela, ni bwitumelo zi pangwegirwe vantu vonse,
Naizvozvo, pakutanga kwezvose, ndinokurayirai kuti vanhu vose vakumbirirwe, vanyengetererwe, varevererwe, vavongerwe,
2 ku malena ni vonse vena mwi nkamayiso, njokuti twikale mwi nkozo ni vuhalo vu ntontwele mwi nzila ya chilumeli ni butokwa bwako.
madzimambo navose vari kutonga, kuti tigare norugare uye norunyararo pakurarama muumwari hwose nomuutsvene.
3 Ichi chi lotu mi chitamwirwe ha vusu bwa Ireeza muhazi wetu.
Izvi zvakanaka uye zvinofadza Mwari muponesi wedu.
4 Usaka kuti vantu vonse va hazwe mi veze kukwi ziva vuniti.
Anoda kuti vanhu vose vaponeswe uye kuti vazive chokwadi.
5 Kakuti kwina Ireeza yenke, ni muzimanini yenke fela wa Ireza ni wa vantu, mukwame Kreste Jesu.
Nokuti kuna Mwari mumwe chete, nomurevereri mumwe chete pakati paMwari navanhu, ndiye munhu Kristu Jesu.
6 Ava litambiki iye mwine kuva ntifo ku vantu vonse, sina kuva vupaki he nako iswanera.
Uyo akazvipa sorudzikinuro kuvanhu vose, uchapupu hwakapiwa panguva yakafanira.
7 Chowu mulero, Ime, ni mwine, niva pangiwa muwambi ni muapositola. Nimi wambila initi. kani chengi. ni muluti we chisi mwi ntumelo ni mwiniti.
Uye nokuda kwechikonzero ichi ndakaitwa muparidzi nomupostori, ndinokuudzai chokwadi, handisi kureva nhema, uye ndiri mudzidzisi wokutenda kwechokwadi kune veDzimwe Ndudzi.
8 Chobulyo, ni saka vakwame vonse muzivaka zonse va lapele cho kunyemuna mayanza a jolola ni kusena vu vengi kapa kukanana.
Ndinoda kuti varume kwose kwose vasimudze maoko matsvene pakunyengetera, vasina kutsamwa kana nharo.
9 sina vulyo, Nisaka vakulwakazi vakuzwata zi zavalo zina hande, va liwonde ni kuli vakanya. kanji va hosi i sunki zo kuwula kapa igauda ni zizwato zi dula.
Ndinodawo kuti vakadzi vapfeke zvakafanira, zvakanaka zvino kuzvidzora, kwete nebvudzi rakarukwa kana negoridhe kana namaperera kana nguo dzemari zhinji,
10 Nisaka kuti va zwate zi voneka hande za vakulwakazi va tondeza zintu za Ireza kuya che misevezi milotu.
asi ngavave namabasa akanaka, sezvakafanira vakadzi vanoti vanonamata Mwari.
11 Mukulwakazi uswanela kuli tuta na tontwere ni mukukwi chilira.
Mukadzi ngaadzidze akanyarara uye nokuzviisa pasi kwose.
12 Kani zuminini mukwalwakazi ku ruta kapa kuha mulawo hewulu lyo mukwame, kono kuhala mu ntotwele.
Handitenderi kuti mukadzi adzidzise kana kuti ave nesimba pamusoro pomurume; anofanira kunyarara.
13 Njaho Adama ava tangwa ku vumbwa, njikwiza eva.
Nokuti Adhamu ndiye akatanga kuumbwa, tevere Evha.
14 Mi Adama kena va chengwa, kono mukulwakazi ava chengwa kuhitilira ni ku panga chivi.
Uye Adhamu haasi iye akanyengerwa; mukadzi ndiye akanyengerwa akava mutadzi.
15 niha kuva vulyo, kahazwe cho kupuluha vana, haiva ni va zwila havusu mwi ntumelo ni mwi rato niku jolozwa ni muhupulo u hupula hande.
Asi vakadzi vachaponeswa nokubereka vana kana vachirambira mukutenda, murudo noutsvene, uye nokuzvidzora.

< 1 Timotea 2 >