< 1 Petorosi 5 >

1 Ni lumba va vakulwana mukati kenu, Ime, neme ni mukulwana. Neme ni mpaki ya masukuluko a Keresite, neme ni zumwi mu nkanya yete ni i wulwe.
Kuvakuru vari pakati penyu, ndinokumbira hangu somukuru pamwe chete nemi, nechapupu chamatambudziko aKristu, uye somumwewo achazogovana navo mukubwinya kuchazoratidzwa ndichiti:
2 Cwale, ni mi kuteka, vakulwana, mu lise nenza muraka we ngu za Ireza zina mukati kenu. Muzi lole, insiñi kevaka lya kuti mu saka vulyo, kono akuli nanwe mu saka, che ntato ya Ireza. Mu zi lole, isiñi cha kusa sepa masheleñi, kono chaku saka.
Ivai vafudzi veboka raMwari riri pasi penyu, muchibata savatariri, musingazviiti nokuroveredzwa, asi nokuda kwokuti munoda, sezvinodikanwa naMwari kuti muve; musingakariri mari, asi muchishingaira pakushanda;
3 Kanji mu chitì sina muvusa hewulu lya vantu vena mu mpabalelo yenu. kono, muve mutala ku mutapi.
musingaremedzi vaya vakaiswa kwamuri, asi muve muenzaniso kuboka.
4 Cwale Mulisani Mukulwana cha wumbulwa, mu mu tambule vu simwine vwe nkanya.
Uye mufudzi mukuru paachaonekwa, muchapiwa korona yokubwinya isingaori.
5 Mu nzila iswana, inwe muva hwire, muli voze hansi ku va kulwana vakwame. Mwense vulyo, muli zwatike muvuikokovezo ni ku tusana zumwi cha zumwi. Kakuli Ireza ukanina valikumusa, kono uha chishemo kwa vana vali kokoveza.
Saizvozvo, imi majaya, muzviise pasi pavaya vari vakuru. Imi mose, pfekai kuzvininipisa kuno mumwe nomumwe, nokuti, “Mwari anodzivisa vanozvikudza asi anopa nyasha kuna vanozvininipisa.”
6 Cwalehe mulikokoveze mwikonde lya manza eziho e Ireza iri kuti nawole kumi nyemuna mwinako ikeza.
Naizvozvo, muzvininipise, pasi poruoko rune simba rwaMwari, kuti agokusimudzirai munguva yakafanira.
7 Muvike impiraelo zenu hali, kakuli u virela kuamana na nwe.
Kandai paari kufunganya kwenyu kwose nokuti anokuchengetai.
8 Muve ni muhupulo u chena, mu tondere. Chila chenu, iye diavulusi, uvu undavu ukwete kulira nazimboka, ku gana zumwi weta halole.
Muzvidzore uye musvinure. Muvengi wenyu dhiabhori anofamba-famba achiomba seshumba inotsvaka waingadya.
9 Muzimane cho kumulwisa. Muve va kolete mwi ntumero yenu. Mwizi kuti manyando a swana akwete kuhitiwa mu ali kuva lumeri kuninenu mu nkanda.
Mumudzivise, mumire makasimba mukutenda, nokuti munoziva kuti hama dzenyu munyika yose dziri kutambudzika saizvozvo.
10 Chimwa mana kunyanda kavaka zana, Ireza we chishemo chonse, yava misupi mwikanya ina mwa Keresite, kami kondise, kumi zimika ni kumi koza. (aiōnios g166)
Uye Mwari wenyasha dzose, akakudanirai kukubwinya kwake kusingaperi muna Kristu, mushure mokumbotambudzika kwechinguva chiduku, achakuponesai uye achakusimbisai, agokumisai zvakasimba uye agokutsigisai. (aiōnios g166)
11 Kwali kuve ni vulena kuya kwi ire ni ire. Ameni. (aiōn g165)
Ngaave nesimba nokusingaperi-peri. Ameni. (aiōn g165)
12 Ni zuminina Silvanus sina muzwale yo sepahala, mi chi ni va miñolera chovu fuhi chakwe. Ni mi lumerisa mi nipaka kwenu kuti ziniva miñoleri njo vuniti bwe chishemo che Ireza. Muzimane mwateni.
Ndakakunyorerai muchidimbu ndichibatsirwa naSirasi hama yangu yakatendeka, ndichikukurudzirai uye ndichipupura kuti idzi ndidzo nyasha dzaMwari dzechokwadi. Mirai makasimba madziri.
13 Mukulwakazi wina mwa Vavilona, yo ketetwe hamwina nanwe, umi lumerisa. Hamwina ni Mareka, mwanangu we chikwame, umi lumerisa.
Kereke iri muBhabhironi, yakasanangurwa pamwe chete nemi, inokukwazisai, uye mwanakomana wangu Mako anokukwazisaiwo.
14 Mulumerise zumwi ni zumwi che michuchuno ye rato. Mi inkozo ive kwenu mwense vena mwa Keresite.
Kwazisanai nokutsvodana kworudo. Rugare kwamuri mose muri muna Kristu.

< 1 Petorosi 5 >