< Bharumi 16 >
1 Nikan'kabisi kwa muenga Fibi nd'omb'obhitu, ambajhe ndo mtumishi ghwa kanisa ambalyo lijhele kenkiera,
Ndinorumbidza kwamuri Febhe hanzvadzi yedu, anova murandakadzi wekereke iri paKenikireya;
2 ili kwamba mwibhwesya kumpokela mu Bwana. Mubhombayi naha kwa e'khu kya thamani kya bhaumini, na mujhemayi pamonga ni muene mu lijambo lyolyoha lya ibetakujha ni uhitaji nalu. Ndabha muene ajhe mhudumu ghwa bhamehele, ni kwandabha jha nene ne muene.
kuti mumugamuchire muna Ishe sezvinofanira vatsvene, uye kuti mumubatsire panhau ipi neipi yaangashaiwa kwamuri; nokuti iyewo wakava mubatsiri wevazhinji, newangu ndomene.
3 Mponesiajhi Priska ni Akila, bhabhibhomba mbombo pamonga ni nene mu Kristu Yesu,
Kwazisai Prisira naAkwira vashandi pamwe neni muna Kristu Jesu.
4 ambabho kwa maisha gha nene bhaghahatarisi maisha gha bhene. Nibhombesya kwa bhene, na nenelepi tu, bali kabhele kwa makanisa ghoha gha mataifa.
Ivo nekuda kweupenyu hwangu vakaradzika mutsipa wavo pachavo, vandisingavongi ini ndega, asi nemakereke ese evahedheni;
5 Liponesiajhi likanisa ambalyo lijhe kunyumba jha bhene. Mponesiajhi Epanieto mpendwa ghwangu, ambajhe ndo mzalibhwa ghwa kubhuandu bhwa Kristu ku Asia.
kwazisaiwo kereke iri paimba yavo. Kwazisai Epaeneto mudikanwi wangu, anova chibereko chekutanga cheAkaya muna Kristu.
6 Mponesiajhi Mariamu ambajhe abhombilli mbombo kwa bidii kwa ndabha jha muenga.
Kwazisai Maria, wakatishandira zvikuru.
7 Muponesiajhi Androniko ni Yunia, jamaa bha nene ni bhafungwa pamonga ni nene. Ndo bha muhimu miongoni mwa bha mitume, ambabho kabhele bhalongolili kumanya Kristu kabla jha nene.
Kwazisai Andoroniko naJunia hama dzangu nevakasungwa pamwe neni, vane mbiri pakati pevaapositori, vakanditangirawo kuva muna Kristu.
8 Mponesiajhi Ampliato, mpendwa ghwa nene kwa Bwana.
Kwazisai Amupiriyasi mudikanwi wangu muna Ishe.
9 Mponesiajhi Urbano, mbomba mahengu pamonga ni nene kwa Kristu, ni Stakisi mpendwa ghwangu.
Kwazisai Obhano mushandi pamwe nesu muna Kristu, naStako mudikanwi wangu.
10 Mponesiajhi Apele, jhaajhedekelibhu kwa Kristu. Bhaponesiajhi bhoha ambabho bhajhele mu nyumba jha Aristobulo.
Kwazisai Apere anotendwa muna Kristu. Kwazisai vekwaArisitobhuro.
11 Niposiajhi Herodioni, ndongobhangu. Niposiajhi bhoha bhabhajhele mu nyumba jha Narkiso, ambabho bhajhele kwa Bwana.
Kwazisai Herodhio hama yangu. Kwazisai vekwaNakiso, vari muna Ishe.
12 Niponesiajhi Trifaina ni Trifosa, bhabhibhomba mbombo kwa bidii kwa Bwana.
Kwazisai Trufaina naTrufosa vakadzi vanoshanda muna Ishe. Kwazisai Perisisi mukadzi anodikanwa, wakashanda zvikuru muna Ishe.
13 Niponesiajhi Persisi mpendwa, ambajhe abhombili mahengu nesu kwa Bwana, Nikamponesya Rufo, jhaasalibhu kwa Bwana ni nyinamunu ni wanene.
Kwazisai Rufosi wakasanangurwa muna Ishe, namai vake vari vanguwo.
14 Mponesiajhi Asinkrito, Flegon, Herme, Patroba, Herma, ni bhalongo bhangu bhoha bhabhajhele pamonga nabhu.
Kwazisai Asingirita, Firegoni, Herimasi, Patrobhasi, Herimesi, nehama dzinavo.
15 Niponesiajhi Filologo ni Yulia, Nerea ni ndongomunu, ni Olimpa, ni bhaumini bhoha pamonga nabhu.
Kwazisai Firorogosi naJuria, Nerusi nehanzvadzi yake, naOrimba, nevatsvene vese vanavo.
16 Niponesiajhi khila mmonga kwa libusu takatifu. Makanisa ghoha mu Kristu ghakabhaponesya.
Kwazisanai nekutsvoda kutsvene. Makereke aKristu anokukwazisai.
17 Henu nikabhasihi, bhalongobhangu, kutafakari panani pa abhu ambabho bhisababisya mgabhwanyiku ni fip'engamisi. Bhilota kinyume ni mafundisu ambagho nimalikwinanyisya. Musanukayi mubhokayi kwa bhene.
Zvino ndinokukumbirisai, hama, ngwarirai avo vanoita mhesaniso uye zvigumbuso, zvinopesana nedzidziso yamakadzidza imwi, uye muvanzvenge.
18 Kwa ndabha bhanu kama abha bhakan'tumikila lepi Kristu Bwana, bali maleme gha bhene. Kwa malobhi gha bhene malaini ni pongezi sya udesi bhikofya mioyo gha bhadulili hatia.
Nokuti vakadaro havashandiri Ishe wedu Jesu Kristu, asi dumbu ravo; uye neshoko rakanaka nekutaura kwakanaka vanonyengera moyo yevasina mhosva.
19 Kwa mfano ghwa bhutii bhwa muenga mukamfikila khila mmonga. Henu nihobhuiki panani pa muenga, lakini nikabhalonda muenga mujhelayi ni busara mu hali jha bhwema, ni kubela kujha ni hatia palongolo pa ubhofu.
Nokuti kuteerera kwenyu kwakasvika kune vese. Naizvozvo ndinofara pamusoro penyu; asi ndinoda kuti muve vakachenjera kune chakanaka, asi vakachena kune chakaipa.
20 K'yara ghwa amani ibetalepi kukabhela kunjangamisya syetani pasi pa njanyu sya muenga. Neema jha Bwana Yesu Kristu ijhelayi pamonga ni muenga.
Zvino Mwari werugare achakurumidza kupwanya Satani pasi petsoka dzenyu. Nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu ngadzive nemwi. Ameni.
21 Timotheo, mbombambombo pamonga ni nene, ikabhaponesya, ni Lukio, Yasoni ni Sospeter, bhalongobhangu.
Timotio, mushandi pamwe neni, naRukio naJasoni naSosipatro hama dzangu vanokukwazisai.
22 Nene, Tertio, jhanabhulembili bhwaraka obho, nikabhabhaponesya mu lihina lya Bwana.
Ini Tetiosi, anonyora tsamba, ndinokukwazisai muna Ishe.
23 Gayo jhaanitunzili ni kwa likanisa lyoha, likabhaponesya. Erasto, mtunza hazina ghwa mji, ikabhaponesya, pamonga ni Kwarto jhaajhe ndongo.
Gayosi, mugamuchiri wangu nekereke yese, anokukwazisai. Erastosi muchengeti wemari yeguta anokukwazisai, naKwaritosi hama.
24 (Zingatilayi: Mu nakala syabhukweli sya kubhuandu, n'sitari obho ujhelepi. Langayi Warumi 16: 20. “Neema jha Bwana Yesu Kristu itamayi namu mwebhoha, Amina”)
Nyasha dzaIshe wedu Jesu Kristu ngadzive nemwi mese. Ameni.
25 Henu kwa muene jhajhe ni bhuwesu kubhomba mujhemayi kul'engana ni injili ni mafundisu gha Yesu Kristu, kul'engana ni bhufunuo bhwa siri jhajhafighibhu kwa muda bhutali, (aiōnios )
Zvino kune ane simba rekukusimbisai sezvinoreva evhangeri yangu nekuparidzwa kwaJesu Kristu, zvichienderana nekuzarurwa kwezvakavanzika, zvisina kutaurwa zvakavanzwa nguva dzakare, (aiōnios )
26 lakini henu jhimali kufunulibhwa ni kubhombibhwa kumanyikana ni majhandiku gha bhunabii kul'engana ni amri jha K'yara ghwa milele, kwa bhutii bhwa imani miongoni mwa mataifa ghoha? (aiōnios )
asi ikozvino zvinoratidzwa, uye nemagwaro evaporofita semurairo waMwari wekusingaperi, wakaziviswa kumarudzi ese pakuteerera kwerutendo, (aiōnios )
27 Kwa K'yara muene jhaajhe ni hekima kup'et'ela Yesu Kristu, kujhelayi ni bhutukufu milele jhioha. Amina (aiōn )
kuna Mwari iye wakachenjera ega ngakuve nekurumbidzwa naJesu Kristu, kusvika narinhi. Ameni. (aiōn )