< Bharumi 4 >

1 Echaikaki lindi ati Abrahamu, Lata weswe okulubhana no mubhili, abhonekene?
Ko zvino tichati Abhurahama baba vedu wakawanei panyama?
2 Kulwo kubha alabha Abrahamu abhaliywe obhulengelesi kwe bhikolwa, akabhee na insonga yo kwikuya, mbe nawe atali imbele ya Nyamuanga.
Nokuti kana Abhurahama akanzi wakarurama nemabasa, ane kuzvikudza, asi kwete pamberi paMwari.
3 Kaoli amaandiko agaika ki? “Abrahamu amwikilisishe Nyamuanga, na nabhalilwa ku mwene kubha mulengelesi.”
Nokuti rugwaro rwunoti kudini? Rwunoti: Abhurahama wakatenda kuna Mwari, zvikaverengwa kwaari kuti kururama.
4 Mbe woli kwo munu unu kakola emilimu, omuyelo gwaye gutakubhalwa ati ni chigongo, mbe nawe ati ni bhanja.
Asi kune anoshanda mubairo hauverengwi sewenyasha, asi sewengava.
5 Mbe nawe ku munu unu atakola milimu nawe namwikilisha mwenene unu kamubhalila obhulengelesi unu atali mwelu, elikilisha lyaye omumukingila nabhalilwa kubha mulengelesi.
Asi kune asingashandi, asi anotenda kuna iye anoshaisa mhosva asingadi Mwari, rutendo rwake rwunoverengerwa kuti kururama.
6 Daudi one kaika amabhando ingulu yo munu unu Nyamuanga kamubhalila obhulengelesi bhunu bhutali mu bhikolwa.
Uye sezvo Dhavhidhi achitsanangura kuropafadzwa kwemunhu, Mwari waanoverengera kururama kunze kwemabasa, achiti:
7 Aikile, “Bhana libhando bhaliya bhanu obhubhibhi bhwebhwe bhyeswaliliywe na bhanu ebhibhibhi bhyebhwe bhyabhisilwe.
Vakaropafadzwa vane kudarika kwakakanganwirwa, uye vane zvivi zvakafukidzirwa.
8 Ana libhando omunu ulya unu Latabhugenyi atamubhalila chibhibhi.”
Wakaropafadzwa munhu Ishe waasingatongoverengeri chivi.
9 Mbe angu amabhando ganu nikubhaliya bhanu bhatendelwe-la, amwi one na kubhaliya bhanu bhatatendelwe? Kulwo kubha echaika, “Ku Abrahamu okwikilisha kwaye kwabhaliywe kubha bhulengelesi.
Naizvozvo kuropafadzwa uku kuri pamusoro pekudzingiswa here, kana pamusoro pekusadzingiswawo? Nokuti tinoti: Rutendo rwakaverengwa kuna Abhurahama kuti kururama.
10 Kwibhyo woli bhyabhaliywe atiki? kenu mumwanya Abrahamu aliga ali mu lutendo, amwi achali kutendwa? (Jaliga jitali mu kutendwa, nawe mubhutatendwa.)
Ko kwakaverengwa sei? Paakange ari mukudzingiswa here, kana mukusadzingiswa? Kwete mukudzingiswa, asi mukusadzingiswa.
11 Abulaamu ayaywe echibhalikisho cho lutendo. Lunu lwaliga luli lwa bhusibhusi lwa bhulia obhulengelesi obho aliga nabho bhwangu achali okutendwa. okubhonekana echibhalikisho chinu ni ati akolekene okubha lata wa bhona abhekilisha, nolwo kutyo bhali mu lutendo. Inu uli na isonga ati obhulengelesi obhubhalwa kubhene.
Zvino wakagamuchira chiratidzo chekudzingiswa, mucherechedzo wekururama kwerutendo, rwaakange anarwo mukusadzingiswa; kuti ave baba vevese vanotenda mukusadzingiswa, kuti kururama kuverengerwe kwavariwo;
12 Inu ona yelesishe ati Abulaamu akolekene lata wo lutendo atalila ati ku bhaliya abho abhabhonekana no lutendo, atali ona bhalia abho abhabhiilubha ebhigele bhya lata weswe Aburaamu. Na linu nilyo elikilisha linu aliga analyo kwa bho bhaliga bhatatendelwe.
uye baba vekudzingiswa kune avo vasiri vanobva mukudzingiswa chete, asi vanofambawo mumakwara erutendo rwababa vedu Abhurahama kwavaiva nako mukusadzingiswa.
13 Ku lwokubha yaliga itali kwe bhilagilo ati omulago gwasosibhwe ku Aburaamu no lwibhulo lwae, omulago gunu nati abhabha bhali bho bhwandu gwe Chalo. Atali yaliga ili kulwokulabha kwo bhulengesi bhwe likilisha.
Nokuti chivimbiso hachina kuva kuna Abhurahama kana kumbeu yake kubudikidza nemurairo, chekuva mugari wenhaka yenyika, asi nekururama kwerutendo.
14 Ku lwokubha alabha bhalia abhebhilagilo nibho abhalya omwandu, elikilisha ni Lya kutyo-ela, no mulango ona ni gwa kutyo -ela.
Nokuti kana ivo vanobva pamurairo vari vagari venhaka, rutendo rwunoshaiswa maturo, nechivimbiso chinokoneswa;
15 Kunsonga ebhileta lisungu, nawe alia anu bhitali bhilagilo, ona( kutalio okusiga okubhayana.)
nokuti murairo unouisa kutsamwa; nokuti pasina murairo, hapana kudarikawo.
16 Ku songa inu linu elibhonekana kwe likilisha, koleleki ibhwe yechigongo. Okubhonekana kwebhyo, omulago guli abhwelu ku lwibhulo lwona. Na bhwebhulwa bhanu bhatali ati ni bhalia abho abhamenya ebhilagilo, nawe one ni bhalya abho ni bhelikisha lya Aburaamu. Ku lwokubha omwenene ni lata weswe eswe bhona,
Naizvozvo ndezverutendo, kuti zvive zvenyasha, kuti chivimbiso chisimbiswe kumbeu yese; isati iri yemurairo chete asi neiyo yerutendo rwaAbhurahama, anova baba vedu tese,
17 Lwakutyo jandikilwe,”Nakukola awe okubha lata wa Maanga mafu.”Aburaamu aliga amuliko unu amwikilisishe, niwe, Nyamuanga oyo kabhayana abhafue obhuanga no kugabhilikila amasango ago gatalio koleleki gatule okubhao
(sezvazvakanyorwa zvichinzi: Ndakakugadza uve baba vemarudzi mazhinji) pamberi paiye waakatenda, iye Mwari, anoraramisa vakafa, neanodana zvisipo sekunge zviripo.
18 Okusigana Nejo jone ejaanja, Aburaamu kwo bhubhasi amwikilsishe Nyamuanga kusiku ejo jilija. kutyo nabha lata wa Maanga mafu, okulubhana na chiliya chaikilwe,”... Nikwo kutyo lulibha olwibhulo lwao.”
Iye achipokana netariro wakatenda kutariro, kuti achava baba vemarudzi mazhinji, sezvakange zvataurwa kuti: Ichaita saizvozvo mbeu yako.
19 Omwene alga atalegae mulikilisha. Aburaamu ekilisishe ati omubhili gwaye gulamalile okufwa- aliga nalebhelela okukingya Mwaka egana limwi. Ona ekilishanyishe nejo lufu lwa inda ya Sara.
Uye haana kushaiwa simba parutendo, haana kurangarira muviri wake womene wakange watofa, ava nemakore anenge zana, uye kufa kwechizvaro chaSara;
20 Mbe nawe kulwa insonga ye milago ja Nyamuanga, Abrahamu (atalindiliye) mu bhunyatekilisha. nawe, ayanilwe amanaga mu likilisha no kumukusha Nyamuanga.
asi haana kuva nechokwadi nechivimbiso chaMwari nekusatenda, asi wakasimbiswa parutendo, achipa rumbidzo kuna Mwari,
21 Aliga namenya echimali ati chiliya chinu Nyamuanga alagile, one aliga ali no bhutulo bhwo kuchikumisha.
achipwisa zvakazara kuti icho chaakavimbisa, wakange achigonawo kuchiita.
22 Kulwejo jinu jone jabhalilwe mu mwene kubha jo bhulengelesi.
Zvino naizvozvo zvakaverengerwa kwaari kuti kururama.
23 Mbe woli itandikilwela kwa mabhona gae, ati jabhaliywe ku mwene.
Asi zvakange zvisina kunyorwa nekuda kwake ega, kuti zvakaverengerwa kwaari;
24 Jandikilwe ingulu yeswe one, bhanu bhaliga bhateyweo okubhalilwa, eswe bhanu echikilisha mu mwene unu amusuluye Latabhugenyi weswe Yesu okusoka mubhafuye.
asi nekuda kweduwo, tichaverengerwa icho, tinotenda kune wakamutsa Jesu Ishe wedu kubva kuvakafa,
25 Unu ni ulya unu asosibhwe ingulu ye bhikayo bhyeswe no kusululwa koleleki chibhone okubhalilwa obhulengelesi.
wakatengeswa nekuda kwezvitadzo zvedu, akamutswazve nekuda kwekunzi takarurama.

< Bharumi 4 >