< Okuswelulwa 19 >

1 Jejile ejo jawa ninungwa obhulaka kuti chililo chinene cha liijo enene Lya bhanu bhanu bhali mulwile nibhwaika ati, “Aleluya. Omwelulo, likusho, na managa ni bhya Nyamuanga weswe.
Zvino shure kweizvi ndakanzwa inzwi guru rechaunga chikuru kudenga, richiti: Hareruya! Ruponeso nekubwinya nerukudzo nesimba kuna Ishe Mwari wedu;
2 Jindamu jaye ni nija chimali na jo bhulengesi, kulwo kubha amulamuye Malaya omukulu unu anyamuye echalo kwo bhulomesi bhekaye. Asubhishe jinsigu kwa insagama ya bhakosi bhaye, inu aitile omwenene.”
nokuti mitongo yake ndeyechokwadi uye yakarurama; nokuti wakatonga mhombwe huru yakaodza nyika neupombwe hwayo, uye wakatsiva ropa revaranda vake paruoko rwayo.
3 Kwiya kabhili nibhaika ati, “Aleluya! Olwika olusoka ku mwene kajanende na kajanende. (aiōn g165)
Zvino vakati rwechipiri: Hareruya! Neutsi hwaro hunokwira kusvikira rinhi narinhi. (aiōn g165)
4 “Abhakaluka bhalya makumi gabhili na bhana ne bhimogwa bhianga bhona nibhalembeleja no kumulamya Nyamuanga unu enyanjile ku chitebhe cho bhutungi. Bhaliga nibhaika ati, “Amina. Aleluya!”
Zvino vakuru makumi maviri nevana nezvisikwa zvipenyu zvina vakawa vakanamata Mwari wakange agere pachigaro cheushe, vachiti: Ameni, Hareruya!
5 Niwo obhulaka nibhusoka ku chitebhe cho bhutungi, nibhwaika ati, “Mumukushe Nyamuanga weswe, emwe bhakosi bhaye bhona, emwe bhanu omumulamya mwenene, bhona bhanu mutana nsonga na abha managa.”
Inzwi ndokubuda pachigaro cheushe, richiti: Rumbidzai Mwari wedu, imwi mese varanda vake, nevanomutya, zvese vadiki nevakuru.
6 Niwo ninungwa obhulaka kuti bhulaka bhwe chise chinene cha bhanu, kuti bhulaka chilundumo cha Maji mafu, na kuti chilundumo cha mabhaluka, niyaika ati, “Aleluya! Latabhugenyi ni Nyamuanga weswe, ni mutungi ingulu ya bhyona, katunga.
Zvino ndakanzwa senzwi rechaunga chikuru, uye senzwi remvura zhinji, uye senzwi rekutinhira kune simba richiti: Hareruya! Nokuti anotonga Ishe Mwari Wemasimbaose.
7 Mbe chisandabhe no kukondelelwa no kumuyana likusho kunsonga obhwenga no bhulegesi bhwo mwana wa Inama bhejile, no mwenga echuma-chumile.”
Ngatifare, tipembere, nekupa rukudzo kwaari; nokuti muchato weGwayana wasvika, uye mukadzi waro wazvigadzirira.
8 Ekilisibhwe okufwafibhwa omwenda ogwo bhugusi bhunene no gwo kulabhangilya (ogwo bhugusi bhunene ni bhikolwa bhyo bhulengelesi ebhya bhekilisha).
Kwaari kwakapiwa kuti amonere mucheka wakaisvonaka wakachena uye unopenya; nokuti mucheka wakaisvonaka ndiwo kururama kwevatsvene.
9 Malaika naika nanye ati, “Nugandike ganu: bhana libhando bhanu bhakokelwe ku bhulegesi bhwo bhwenga bhwo mwanya wa Inama.” Nkokutyo nambwila ati, “Ganu ni masango ge chimali cha Nyamuanga.”
Zvino wakati kwandiri: Nyora, uti: Vakaropafadzwa vakakokwa kuchirairo chemuchato weGwayana. Ndokuti kwandiri: Awa mashoko echokwadi aMwari.
10 Nimufukamila kwo kumulamya imbele ya magulu gaye nimulamya, mbe nawe nambwila ati, “Wasiga kukola kutya! Anye nilimukosi wejanyu no muili wanyu owo bhubhambasi bhwa Yesu ni Mwoyo gwo bhulagi.”
Zvino ndakawira pamberi petsoka dzake kuti ndimunamate; ndokuti kwandiri: Rega kudaro; ndiri muranda pamwe newe nehama dzako dzine uchapupu hwaJesu; namata Mwari, nokuti ndihwo uchapupu hwaJesu mweya wechiporofita.
11 Okumala nindola olwile nilwiguka, lola yaliga ilio ifalasi imwela! Na unu aliga ailinyileko kabhilikilwa omwiikanyibhwa no we chimali. Kalamula mubhulengelesi no kukola lilemo.
Zvino ndakaona denga rakazarurwa, zvino tarira, bhiza jena, newakange agere pamusoro paro anonzi Wakatendeka neWechokwadi, uye pakururama anotonga nekurwa.
12 Ameso gaye ni kuti lubhesi lwa mulilo, na ku mutwe gwaye ana jintenga nyafu. Ana lisina linu lyandikilwe ingulu gaye linu litakumenywa na munu wona wona atali omwenene.
Zvino meso ake akaita semurazvo wemoto; nepamusoro wake pane korona zhinji, ane zita rakanyorwa risina munhu wakariziva kunze kwake.
13 Afwaye echifwalo chinu chaliga chikojibhwe mu nsagama, na lisina lyaye aliga kabhilikilwa musango gwa Nyamuanga.
Zvino wakamonera nguvo yakanyikwa muropa; uye zita rake rinonzi shoko raMwari.
14 Echise cha abhalwani bha Mulwile galiga nigamulubha ingulu ya ifalasi imwela, bhaliga bhafwafibhwe emyenda jo bhubhasi bhunene na ja kisi, jimwela kobho.
Uye hondo dzaiva kudenga dzakamutevera dzakatasva mabhizha machena, dzakapfeka mucheka wakaisvonaka muchena wakashambidzika.
15 Mumunwa gwaye nilisokamo lipanga elyo bhugi bhafu bhunu obhusimagisha amasango, no mwene kabhatunga kwa insimbo ye chuma. Mbe omwene kagatajilila amanokelo ya malwa kulwa bhululu bhwa lisungu lyafu elya Nyamuanga, unu katunga ingulu ya bhyona.
Zvino mumuromo make makabuda munondo unopinza, kuti nawo arove marudzi; uye iye achaatonga netsvimbo yedare; uye iye anotsika chisviniro chewaini chehasha uye chekutsamwa kwaMwari Wemasimbaose.
16 No mwene andikilwe ku chifwalo chaye na ku chinani chaye, OMUKAMA WA BHAKAMA NA LATABHUGENYI WA BHALATABHUGENYI.
Uye panguvo nepachidzva chake pakange pakanyorwa zita rinoti: MAMBO WEMADZIMAMBO NAISHE WEMADZISHE.
17 Nindola Malaika emeleguyu kwi subha. Najibhilikila kwo bhulaka bhunene jinyonyi jona jinu ejiguluka ingulu, “Muje, mwikofyanye amwi kubhilyo ebhimongwa ebhya Nyamuanga.
Zvino ndakaona mutumwa umwe amire muzuva; akadanidzira nenzwi guru, achiti kushiri dzese dzinobhururuka pakati pedenga: Uyai muungane pamwe pachirairo chaMwari mukuru,
18 Muje mulye jinyama ja bhakama, jinyama jabhayali, jinyama ja bhanu bhakulu, jinyama ja jifalasi na bhanu bhlinyile jifalasi, na jinyama ja bhanu bhona, bhanu bhasulumuywe na bhagaya, bhanu bhatali na nsonga na bhamaanga.”
kuti mudye nyama yemadzimambo, nenyama yevakuru vezvuru zvemazana, nenyama yevanhu vane simba, nenyama yemabhiza neyevatasvi vawo, nenyama yezvese, zvese yevakasununguka neyevakasungwa, zvese yevadiki neyevakuru.
19 Niniilola intyanyi na abhakama bhe chalo amwi ne bhise bhya bhasilikale bhwebhwe. Bhaliga bhekumanyishe amwi kulwo kukola lilemo no oumwi unu aliga alinyile ku falasi ne bhise bhyaye.
Zvino ndakaona chikara, nemadzimambo enyika nehondo dzavo vakaungana pamwe kuti vaite hondo newakange akatasva bhiza, uye nehondo yake.
20 Lityanyi elyo nilimugwata no mulagi wo lulimi unu akolele ebhibhalikisho mu kubhao kwaye. Kwe bhibhalikisho bhinu abhajiga-jigile bhalya bhanu bhalulamiye olunyamo lwa lityanyi na bhanu bhalamishe lususano lyaye. Bhona bhabhili bheselwe bhali bhaanga munyanja eyo mulilo inu eyaka kwe chibhibhi. (Limnē Pyr g3041 g4442)
Zvino chikara chakabatwa, uye pamwe nacho muporofita wenhema wakaita zviratidzo pamberi pacho, zvaakanyengera nazvo vaya vakagamuchira mucherechedzo wechikara, nevakanamata mufananidzo wacho. Ava vese vakakandirwa vari vapenyu mudziva remoto unotsva nesarufa. (Limnē Pyr g3041 g4442)
21 Bhanu bhasagile bhetilwe kwa lipanga linu lyasokele mu munwa gwo umwi unu aliga ingulu ku ifalasi. Jinyonyi jona nijilya emitima me mibhili jebhwe.
Uye vakasara vakaurawa nemunondo wewakange akatasva bhizha, wakabuda mumuromo make; neshiri dzese dzikagutiswa nenyama yavo.

< Okuswelulwa 19 >