< Abhaebrania 5 >
1 Kulwokubha bhuli mugabhisi mukulu, unu auhye okusoka agati ya bhanu, asolelwe okwimelegulu kubhinu bhinu ebhilubhana na Nyamuanga, koleleki abhone okusosha ebhiyanwa ne bhyogo ingulu ye bhibhibhi.
Nokuti mupristi mukuru umwe neumwe, wakatorwa kubva kuvanhu, anogadzirwa vanhu pazvinhu zvaMwari, kuti abaire zvese zvipo nezvibairo nekuda kwezvivi;
2 Katula okwifulubhyenda kwo bhufula na bhamumu na bhabhambasi kulwokubha omwene ona ajongewe no bhulenga.
iye anogona kuva nemoyo munyoro pane vasingazivi nevakatsauka, sezvo naiye akakomberedzwa neutera.
3 Kwainsonga eyo, jimwiile okusosha echiyanwa ingulu ye bhibhibhi bhyae lwakutyo kakola kubhibhibhi bhya bhanu.
Uye nekuda kwaizvozvi anofanira kubaira zvivi, sezvaanobaira zvevanhu, zvakadaro nekwaari.
4 Na atalio omunu unu kagega echibhalo chinu ingulu yae omwene, nawe nibhusibhusi, abhilikilwe na Nyamuanga, lwakutyo aliga ali Haruni.
Zvino hakuna munhu angazvitorera rukudzo uru, asi uyo wakadanwa naMwari, saAroniwo.
5 Nolo Kristo atekusishe omwene kwokwikola mugabhisi mukulu. Nawe Nyamuanga aikile kumwene ati, “Awe nawe omwana wani, lelo nabha Esomwana wao.”
Saizvozvo Kristuwo haana kuzvikudza iye kuva mupristi mukuru, asi uyo wakati kwaari: Ndiwe Mwanakomana wangu, nhasi ndakubereka.
6 Nilwakutyo kaika lindi mulubhaju olundi, “Awe nawe omugabhisi kajanende lwa kutyo aliga ali Melkizedeki.” (aiōn )
Sepamwewo anoti: Ndiwe mupristi nekusingaperi kubva kurudzi rwaMerikizedheki. (aiōn )
7 Omwanya gwa katungu kae chinyamubhili, asabhaga no kusabhila, amusabhile Nyamuanga kwa masiga, kumwene unu katula omukisha okusoka mukufwa. Kulwainsonga yo bhwololo bhwae ku Nyamuanga, onguhye.
Iye pamazuva enyama yake, abaira minyengetero nemikumbiro nekuchema kukuru nemisodzi kuna iye waigona kumuponesa kubva parufu, uye akanzwikwa nekuda kwekutya Mwari,
8 Nolwo kutyo aliga ali mwana, eigiye okugwa kumagambo ganu gamunyashaga.
kunyange aiva Mwanakomana, wakadzidza kuteerera kubva pazvinhu zvaakatambudzika,
9 Akumisibhwe na kwa injila inu akolelwe kubhuli munu unu kamwikilisha kubha nsonga yo mwelulo gwa kajanende, (aiōnios )
akatiwo aitwa wakaperedzerwa, akava muvambi weruponeso rwusingaperi kune vese vanomuteerera; (aiōnios )
10 kwo kwaulwa na Nyamuanga kuti mugabhisi Mukulu okusiga Melkizedeki.
anzi naMwari mupristi mukuru kubva kurudzi rwaMerikizedheki.
11 China mamfu agokwaika ingulu ya Yesu, nawe nibhikomee okubhelesha kulwokubha emwe muli bhalenga bho kungwa.
Watine zvizhinji zvatingataura pamusoro pake zvinoremawo kududzira, zvamakagomara pakunzwa.
12 Nolo kutyo kwo mwanya gunu yaliga jibheyile kubha bheigisha, bhuchalio obhukalalie bhwo kubheigisha ameigishogo kwamba ga ligambo lya Nyamuanga. Omwenda amata okusiga ebhilyo bhikomee.
Nokuti apo pamaifanira kuva vadzidzisi nekuda kwenguva, makashaiwazve kuti kuve neanokudzidzisai kuti zvimiso zvekutanga zvemashoko aMwari zvii, uye mava vanoda mukaka, uye kwete kudya kukukutu.
13 Kulwokubha ona ona unu kanywa amatala atana bhusombokewe mumisango jo bhulengelesi, kulwokubha achali mwana.
Nokuti ani nani anodya mukaka haana unyanzvi mushoko rekururama; nokuti mucheche.
14 Kulubhaju olundi, ebhilyo ebhikomee nikubhanu abhakulu, bhaliya kunsonga yo bhwenge bhwebhwe abhaula obhulengelesi no bhubhibhi bheigisibhwe okumenya elyekisi na libhibhi.
Asi kudya kukukutu ndekwevakura zvakazara, ivo nekurovedzwa vakadzidzisa pfungwa kuparadzanisa zvese zvakanaka nezvakaipa.