< Ebhikolwa bhya Jintumwa 15 >

1 Abhanu bhalebhe bhatelemukile okusoka mu Bhuyaudi no kwiingisha abhasu, nibhaika, mukalema “okutendwa kutyo ebhilagilo bha Musa, mtakutula okwelulwa.”
Zvino vamwe vakaburuka kubva kuJudhiya, vakadzidzisa hama kuti: Kana musingadzingiswi netsika yaMozisi, hamugoni kuponeswa.
2 Omwanya Paulo na barnaba anu bhaliga bhali no kubhambhashanya no kunyashanya amwi nabho, abhasu bhalamuye ati Paulo na Barnaba, na bhandi bhafuo bhagende Yerusalemu ku ntumwa na bhakaluka ingulu ya libhusho linu.
Naizvozvo, kwakati kwava nekupesana nekupikisana kusati kuri kudiki kwaPauro naBhanabhasi navo, vakaronga kuti Pauro naBhanabhasi nevamwezve vavo vakwire kuJerusarema kuvaapositori nevakuru, pamusoro peshoko iri.
3 Kulwejo, kwo kutumwa kwebhe na Likanisa, bhalabhile Foinike na Samaria mbhalasha okuindulwa kwe mioyo ja bhanyamaanga. Bhaletele ekondelwa enene ku bhasu bhona,
Naizvozvo vakati vachiperekedzwa nekereke, vakagura neFenike neSamaria, vachirondedzera zvekutendeuka kwevahedheni; vakaitira hama dzese mufaro mukuru.
4 bhejile bhakaja Yerusalemu, bhakalibhisibhwe na Likanisa na jintumwa na abhakaluka, no kukingya emisango jona jinu Nyamuanga akolele amwi nabho.
Zvino vakati vasvika kuJerusarema, vakagamuchirwa nekereke nevaapositori nevakuru, vakarondedzera zvese Mwari zvaakaita navo.
5 Mbhe nawe bhanu bhalebhe bhanu bhekilisishe, bhanu bhaliga bhali mwiijo lya bhafarisyo, bhanu bhaliga bhemeleguyu no kwaika,” ni bhusi-bhusi okubhatenda no kubhalagilila bhagwate ebhilagilo bhya Musa.”
Asi kwakamuka vamwe vebato reVaFarisi vaitenda, vachiti: Zvinofanira kuvadzingisa, nekuvaraira kuchengeta murairo waMozisi.
6 kwibhyo jintumwa na bhakaluka bhemeleguyu amwi mbaliganilisha lisango linu.
Vaapositori nevakuru vakaungana pamwe kuti vaongorore zveshoko iri.
7 okumala amaikano malela, Petro nemelegulu no kwaika ku bhene,”Abhasu omumenya ati omwanya mukonde gunu gwatulile Nyamuanga akolele obhwausi agati yemwe, ati kwo munwa gwani abhanyamaanga bhategeleshe omusango gwo bhwana, no kwikilisha.
Zvino kwakava nekukakavadzana kukuru, Petro wakasimuka akati kwavari: Varume hama, imwi munoziva kuti kubva pamazuva akare Mwari wakasarudza pakati pedu, kuti nemuromo wangu vahedheni vanzwe shoko reevhangeri, uye vatende.
8 Nyamuanga, unu kamenya emyoyo, kabhambhalila ku bhene, kabhayana Mwoyo mwelu, kutyo akolele kweswe;
Uye Mwari muzivi wemoyo wakapupura kwavari, achivapa Mweya Mutsvene, sekwatiriwo;
9 no kukonja ubhuteshanya agati yeswe na bhene, najikola emyoyo jebhwe okubha mwelu ne likilisha.
uye haana kuisa mutsauko pakati pedu navo, achichenura moyo yavo nerutendo.
10 kwibhyo, kubhaki omumulegeja Nyamuanga ati mutule ingolwema mu bhicha bhya bheigisibhwa nolwo bhalata bheswe nolwo Eswe chitatulile kwikomesha?
Naizvozvo ikozvino munoidzirei Mwari, kuisa joko pamutsipa wevadzidzi, ratisina kugona kutakura kana madzibaba edu kana isu?
11 Nawe echikilisha ati echelulwa Kulwe chigongo cha Latabugenyi YESU kutyo bhaliga bhali.
Asi nenyasha dzaIshe Jesu Kristu tinotenda kuti tinoponeswa, nenzira imwe savowo.
12 Elikofyanyisho lyona lya jibhie anu bhaliga nibhamutegelesha Barnaba naPaulo anu bhaliga nibhasosha emisango ebhibhalikisho ne bhilugulo ebhyo Nyamuanga akolele amwi nabho agati ya bhanu bha maanga.
Chaunga chese ndokunyarara; ndokuteerera Bhanabhasi naPauro vachirondedzera kuti zvikuru sei zviratidzo nezvishamiso Mwari zvaakaita navo pakati pevahedheni.
13 Bhejile bhasiga okuloma, Yakobo nabhasubhya,”Abhasu mutegeleshe.
Zvino ivo vakati vanyarara, Jakobho akapindura achiti: Varume hama, nditeererei:
14 Simoni nabhelesha kwo kutyo Nyamuanga we chigongo abhasakie abhanyamaanga koleleki ati ebhonele okusoka ku bhanu webhwe kwa insonga ya lisina lyae.
Simioni warondedzera kuti Mwari wakashanyira vahedheni sei pakutanga kuti atorere zita rake vanhu kwavari.
15 Emisango ja abhalagi ejikilishanya na linu lyandikilwe.
Nemashoko evaporofita anobvumirana neizvi, sezvazvakanyorwa zvichinzi:
16 ingulu ye misango jinu enisubha no kumbhaka lindi liyema lya Daudi. linu liguye ansi; enimusha no kuosha obhunyamuke bhalyo,
Shure kweizvi ndichadzoka, uye ndichavakazve tabhenakeri yaDhavhidhi yakawa; uye ndichavakazve matongo aro, uye ndicharimisazve;
17 koleleki ati abhanu abho basigae bhamuige Latabugenyi, amwi na abhanu bha maanga abho bhabhilikiwe kwi Sina lyani.
kuti vakasara vevanhu vatsvake Ishe, nevechirudzi vese, pavanodanwa nezita rangu, ndizvo zvinoreva Ishe anoita zvinhu izvi zvese.
18 Kutyo nikwo kutyo kaika Latabugenyi oyo akolele emisango jinu ejibhonekana okusoka munaku ja kala. (aiōn g165)
Anozikanwa kuna Mwari mabasa ake ese kubva pakusingaperi. (aiōn g165)
19 kwibhyo woli, obhusombhosi bhani nati, chitaja kubhanyasha abhanu bha maanga abho bhamuindukie Nyamuanga;
Naizvozvi ini ndinogura kuti tirege kutambudza vakabva kuvahedheni vakatendeukira kuna Mwari;
20 Mbe nawe chandike kubhene ati bhekenge kula obhujabhi bhwe bhisusano, na jinabha jo obhulomesi, nebhyo kunyigwa, ne chamba
asi tivanyorere kuti vabve pazvakashatiswa zvezvifananidzo neupombwe nezvakadzipwa neropa.
21 Okusoka ku lwibhulo lwa bhakaluka bhalio abhanu ku bhuli musi abhamusimula no kumwaika Musa mumekofyanyisho bhuli Sabhato.”
Nokuti Mozisi anavo kubva pamazera akare vanomuparidza paguta rimwe nerimwe, achiverengwa mumasinagoge sabata rimwe nerimwe.
22 Kulwejo nijibhonekana ati jabhakondelesha jintumwa na bhakaluka, amwi na ikanisa yona okumwaula Yuda oyo aga nabhilikilwa Barsaba, na Silas, abho baliga bhatangasha bha Likanisa, no kubhatuma Antiokia amwi na Paulo na Barnaba.
Ipapo zvikaonekwa zvakanaka kuvaapositori nevakuru vane kereke yese, kuti vatume varume vakasarudzwa pakati pavo kuAndiyokiya pamwe naPauro naBhanabhasi: Judhasi wainzi Bharisabhasi, naSirasi, varume vatungamiriri pakati pehama,
23 Nibhandika kutya, “Jintumwa, abhakaluka na bhasu, ku bhasu abhanyamaanga abho bhali Antiokia, Shamu na kilikia, enibhakesha.
vakanyora seizvi neruoko rwavo: Vaapositori nevakuru nehama, kuhama dzekuvahedheni paAndiyokiya neSiriya neKirikia, kwaziwai;
24 Chonguywe ati bhanu bhalebhe abho chitabhayanile ebhilangilo ebho, bhasokekele kweswe mbabhanyasha kwa meigisho ago agaleta Jinyako mu mitima jebhwe.
sezvatakanzwa kuti vamwe vakabuda kwatiri vakakutambudzai nemashoko, vachikanganisa mweya yenyu, vachiti mudzingiswe nekuchengeta murairo, ivo vatisina kuraira;
25 Kulwejo ebhibha bhye kisi kwiswe Bona okusola abhanu no kubhatuma kwemwe amwi na bhendwa bheswe Barnaba na Paulo,
zvaonekwa zvakanaka kwatiri tava nemoyo umwe, kutuma kwamuri varume vakasarudzwa, pamwe nevadikanwi vedu Bhanabhasi naPauro,
26 Abhanu abho bhasigalisishe obhulame bhwebhwe kulwa lisina lya Latabugenyi Yesu Kristo.
vanhu vakazvipira upenyu hwavo nekuda kwezita raIshe wedu Jesu Kristu.
27 Kulwejo chamutuma Yuda na sila, abhaja obhabhwila emisango ejo ejo.
Naizvozvo tatuma Judhasi naSirasi, ivo vachataurawo zvimwe chete neshoko remuromo.
28 okubha bhabhonekene bhe kisi ku Mwoyo Mwelu na kwiswe, okusiga okutao ingulu yemwe emijigo minene kukila emisango ejo jili ja bhusi bhusi
Nokuti zvakaonekwa zvakanaka kuMweya Mutsvene, nekwatiri, kuti tirege kuchikutakudzai mutoro mukuru, kunze kwezvinhu izvi zvakafanira:
29 Ati muinduke musige ebhinu bhinu ebhisosibhwa ku bhisusano, e chamba ne bhinu byo kunyigwa, no bhulomesi. Mkabha kula na bhinu ebhibha bye kisi kwimwe. Mubheoga kwa kisi.”
Kuti mubve pazvakabairwa zvifananidzo neropa nechakadzipwa neupombwe; kana mukazvisunungura pazviri, muchaita zvakanaka. Sarai zvakanaka.
30 kwibhyo, Bhejile bhabhanyalabhula, bhatukie Antiokia; Bhejile bhakumanya elikofyanyisho amwi, Mbe nibhasila Inyalubha.
Zvino vakati vaendeswa vakasvika kuAndiyokiya; vakati vaunganidza chaunga, vakakumikidza tsamba.
31 Bhejile bhakaisoma, nibhakondelwa ku nsonga bhasilisibhwe omwoyo.
Zvino vakati vaverenga, vakafara pamusoro pekukurudzirwa.
32 Yuda na sila na abhalagi mbhabhasilisha omwoyo abhasu kwe misango myafu no kubhatamo amanaga.
Judhasiwo naSirasi, vaiva vaporofitawo pachavo, vakakurudzira hama nenhaurwa zhinji, nekuvasimbisa.
33 Bejile bhakeyanja mwanya mulebhe eyo, bhabhanyalabue kwo mulembhe okusoka ku bhasu ku bhalia abho bhatumilwe.
Vakati vagara kwenguva, vakaendeswa nehama murugare kuvaapositori,
34 [Mbe nawe jabhee je kisi sila okusigala eyo].
asi zvakaonekwa zvakanaka kuna Sirasi kuti asarepo.
35 Mbe nawe Paulo na bhandi abho bhekae Antiokia amwi na bhandi bhafu, anu bheigisishe no kusimula omusango gwa Latabugenyi.
Paurowo naBhanabhasi vakasara muAndiyokiya vachidzidzisa nekuparidza shoko raIshe, nevamwewo vazhinji.
36 Jejile jatulao naku nyafuo Paulo naika na Barnaba,” Woli chisubhe no kubhalibhatila abhasu bhulimusi no kusimula omusango gwa Latabugenyi, no kubhagonya kutyo bhali.
Zvino shure kwemamwe mazuva Pauro wakati kuna Bhanabhasi: Ngatidzokere ikozvino tishanyire hama dzedu muguta rimwe nerimwe, matakaparidza shoko raIshe, tione kuti vakadini.
37 Barnaba aliga nenda okumugega lindi abhe amwi nabho Yohana unu atogwaga Marko.
Zvino Bhanabhasi wakange aronga kutora Johwani wainzi Mariko, kuti afambe navo.
38 Mbe nawe Paulo eganilisishe ati jitali je kisi okumugega Marko, abho asigile eyo Pamfilia na atagendele nabho mu milimu.
Asi Pauro wakafunga kuti zvakanaka kusamutora afambe navo uyu wakavasiya kubva paPamufiriya, akasaenda navo kubasa.
39 Okumala ao jibhonekanao jimamba jo okubhambhashanya bhunene kulwejo mbhaukana, Mbe Barnaba namugega Marko no kugenda mu Meli kukinga Kipro.
Zvino kwakauya kukakavadzana kukuru, zvekuti vakaparadzana, umwe kubva kune umwe; Bhanabhasi ndokutora Mariko kufamba naye, akaenda kuSaipuresi nechikepe;
40 Mbe nawe Paulo amusolele sila no kugenda, ejil e ayanwa na wasu mu chigogo cha Latabugenyi.
asi Pauro wakasarudza Sirasi akabuda akaenda, akumikidzwa nehama panyasha dzaMwari.
41 agendele atulile Shamu na kilikia, nakomesha amakanisa.
Ndokugura neSiriya neKirikia, achisimbisa makereke.

< Ebhikolwa bhya Jintumwa 15 >