< 2 Timotheo 3 >

1 Nawe umenye linu: kunanku ja kubhutero okubhayo omwanya mukomeye.
Asi uzive ichi, kuti mumazuva ekupedzisira nguva dzekutambudzika dzichasvika.
2 Kwo kubha abhanu bhalibha bho kwiyenda bhenene, abho kwenda jiyera, abhe chigundu, bhanyatorobhera abhebhusi bhebhwe, bhanyatasima, abho bhaterere.
Nokuti vanhu vachava vanozvida, vanoda mari, vanozvirumbidza, vanozvikudza, vatuki, vasingateereri vabereki, vasingavongi, vasiri vatsvene,
3 Bhanyantenda bhejabho, bhanyantaroma gumwi, bhabheeresha, bhanyantabharirira, na abharuru bhanu bhatakwenda abhekisi.
vasina rudo rwechisikirwo, vasingaregereri, vacheri, vasingazvidzori, vane hasha, vasingadi zvakanaka,
4 Bhanu abharoma abhejabho muninku, abhakasinye na abhanu abho kwikuya, bhanu abhenda olwikuya kukira Nyamuanga.
vatengesi, vanomhanyirira, vane manyawi, vanoda mafaro kupfuura kuda Mwari,
5 Kwa anja bhano lususo lwo kumenya Nyamuanga, mbe nawe mbamwigana amanaga gaye. Abho wikenge nabho.
vane mufananidzo wekunamata Mwari, asi vachiramba simba rawo; ubve pane vakadaiwo.
6 Kwabho bhaliyo abhalume abhanu abhengira mumisi mbakongya abhagasi bhamumu. Bhanu ni bhakosi bhanu bhejuye ebhibhibhi bhyanfu, bhanu bhatungirwe inamba ya bhuli mbaga.
Nokuti kwavari kunobva vanoverevedza mudzimba, vachitapa vakadzi nzenza, vakaremedzwa nezvivi, vachitungamirirwa nekuchiva kwakasiyana-siyana,
7 Abhagasi bhanu abheigira jinaku jona, nawe bharatamibhwe okukinga mukusombokerwa kwe chimali.
vanongogara vachidzidza, asi havatongogoni kusvika paruzivo rwechokwadi.
8 Lwa kutiyo Yane na Yambre bhatimbire mbateshanya na Musa. Kwa injila inu abhalimu bhanu bho lurimi bhetimbire bhateshanyishe ne chimali. Ni bhanu abho bhanyamuywe ameganirisho gebhwe, bhatakwikirisibhwa ne likilisha.
Sezvowo Jane naJambere vakapikisa Mozisi, saizvozvowo ava vanoramba chokwadi, vanhu vendangariro dzakaodzwa, vakaraswa maererano nerutendo.
9 Mbe nawe bhatakugenderera kura. Kwo kubha obhumumu bhwebhwe obhubha abhweru kubhanu bhona, lwa kutyo bhwaliga bhuli ku bhanu bhaliya.
Asi havachapfuuriri mberi; nokuti upenzi hwavo huchaonekwa kune vese, sezvakazoita hwavowo.
10 Mbe nawe ulubhilishe ameigisho gani, mukalibhatiye kani, obhukarae bhwani, okwikirisha kwani, okwigumirisha kwani, okwenda kwani no kulindilira kwani,
Asi iwe wakanyatsoteverera dzidziso yangu, mufambiro, chinangwa, rutendo, moyo murefu, rudo, kutsungirira,
11 jinyako, obhwashe na ganu gambwene eliya Antiokia, Ikonio na Listra. Negumilisishe okunyasibhwa. Omukama ankisishe mwago gona.
kushushwa, nenhamo, zvakandiwira paAndiyokiya, paIkonio, nepaRistra, kushushwa kwakadini kwandakatsungirira makuri; uye Mwari wakandinunura kubva maari ese.
12 Bhona bhanu bhekaye kwo kumwikanya Nyamuanga mu Kristo Yesu bhalinyasibhwa.
Nevesewo vanoda kurarama mukunamata Mwari muna Kristu Jesu vachashushwa;
13 Nawe abhanu bhabhibhi na bholurimi bhalisagirira okubheya. Abhabhusha abhandi. Na abhenene bhabheyibhwe.
asi vanhu vakaipa nevanyengeri vachaenderera mberi pakuipa vachitsausa nekutsauswa.
14 Mbe nawe awe, igumilisha ku misango jinu weigiye no kujikirisha mu kwimalira. Kwo kubha umenyere ati weigiye kuga.
Asi iwe rambira pazvinhu zvawakadzidza uye zvawakatendeswa, uchiziva kuti wakazvidzidza kuna ani,
15 Umenyele ati okusoka mubhulera bhwao wamenyere amaandiko ameru. Ganu agatura okukwengesha mu mweruro kwa injira yo kwikirisha mu Kristo Yesu.
uye kuti kubvira paucheche wakaziva magwaro matsvene, anogona kukuchenjedza kusvikira pakuponeswa kubudikidza nerutendo rwuri muna Kristu Jesu.
16 Bhuli musango gunu gwandikirwe ni mwika gwa Nyamuanga. Gwiire okwikirisibhwa kwo kuleta omweruro kwo kongya, kwo kuyana ebhibhibhi, no kwiigisha mu bhurengeresi.
Rugwaro rwese rwakafemerwa naMwari uye rwunobatsira padzidziso, pakutsiura, pakururamisa, nepakuraira kuri mukururama;
17 Koleleki omunu wa Nyamuanga agumire abhe na bhyona bhinu bhiire ku milimu jona ja kisi.
kuti munhu waMwari ave wakakwana zvizere, agadzirirwa basa rese rakanaka.

< 2 Timotheo 3 >