< 2 Abhakorintho 6 >
1 Na kulwejo, okukola smiling aamwi, echibhalembelesha emwe mtalamila echigongo cha Nyamuanga.
Zvino tinobata pamwe naye, nesu tinokumbira zvikuru kuti musagamuchira nyasha dzaMwari pasina;
2 Kwo kubha kaika, “Omwanya gunu gwekilisibwe naliga wakisi kwemwe, na kulusiku lwo mwelulo nabhasakiye.” Lola, woli ni mwanya gukilisibwe. Lola, woli no lusiku lwo mwelulo.
nokuti anoti: Nenguva yakafanira ndakakunzwa, uye nepazuva reruponeso ndakakubatsira; tarira, ikozvino inguva yakafanira; tarira, ikozvino izuva reruponeso.
3 Chitakutulayo libhui lwo kwijula imbele yo mumubhili wonawona, kwo kubha chitakola emiimu jeswe jisigwe okugaywa.
Hatigumbusi kunyange pachinhu, kuti shumiro irege kumhurwa;
4 Nawe mu jona, chilola abhene kwe bhikolwa byeswe bhona, ati chili bhakosi bha Nyamunga. Chili bhakosi bhae mu bwafu okunyasibwa, okukomela mubwikalo,
asi pazvese tinozviratidza sevashumiri vaMwari, pakutsungirira kuzhinji, pamatambudziko, pakuomerwa, pakudzvinyirirwa,
5 Okubhumwa, no kubhoywa, mu kukalashanya, okukomela emilimu kwa managa, okubhula jintilo mungeta, no kusalalila,
pakurohwa, pakusungwa, pamabongozozo, pamabasa anorema, pakusarara, pakutsanya,
6 Mu bwichumichumi, mu bhumenyi, mu kwigumilisha, mu chigongo, mu mwoyo mwelu, mu kwenda.
pakuchena, paruzivo, pamoyo murefu, paunyoro, paMweya Mutsvene, parudo rusinganyepedzeri,
7 Chili bhakosi bhae mu musango gwe chimali, mu managa ga Nyamuanga. Chili ne bhigwato ebyo bhulengesi koleleki mu kubhoko kwo bhulyo no kwe bhumosi.
pashoko rechokwadi, pasimba raMwari, pazvombo zvekururama kurudyi nekuruboshwe,
8 Echikola emilimu muchibhalo no kugaywa, kulwo kulomwa. Nokukusibha kubha bhabhei kanawe omwanya chili bha chimali.
nekukudzwa uye kuzvidzwa, nekureverwa zvakaipa uye kureverwa zvakanaka; sevanyepedzeri, tiri vechokwadiwo;
9 Echikola emilimu koleleki chitakumenyeka na kutyo echimenyekana kisi. Echikola emilimu lwa bhachifwa na - Lola! - chili bhanga. Echikola emilimu lwa bhanu abhabhalilwa kwe bhikolwa byeswe nawe tali bhanu abhalamulwa okufwa.
sevasingazikanwi, tichizikanwawo zvikuru; sevanofa, tarirawo, tinorarama; sevanorohwa, tisingaurawiwo;
10 Echikola emilimu lwa bhanu abhasulumbala, nawesiku jona chili na likondelelwa. Echikola emilimu lwa bhataka nawe echibhanibya bhafu. Echikola emilimu lwa bhanu bhatali na chinu ka nawe bhali na byona.
sevakasuruvadzwa, asi tichifara nguva dzese; sevarombo, asi tichifumisa vazhinji; sevasina chinhu, asi tine zvese.
11 Chalomelwe bwe chimali bhona kwimwe, Abhakorintho, ne mitima jeswe igawe kwo bhunene.
VeKorinde, muromo wedu wakashamira imwi, moyo wedu wakuriswa.
12 Emitima jeswe jitakuganyibwa neswe, nawe omuganyibwa mwime abhene.
Hamudzvinyidzirwi matiri, asi munodzvinyidzirwa muvura hwenyu.
13 Woli okuindulana enaika kwa bhana mwigale emitima jeswe kwo bhunene.
Zvino pakutsiva kwakadaro (ndinotaura sekune vana vangu), imwiwo kuriswai.
14 Mutabhoyelwe amwi na bhanyatekilisha. Kwo kubha obhulengesi no bhubhibhi kutiki? Nolwo obwelu ne chisute chisigala kutiki?
Musasungwa zvisina kufanira pajoko pamwe nevasingatendi; nokuti kururama kungava nekudyidzana kwei nekusarurama? Chiedza chingadyidzana sei nerima?
15 Bhulio bhungwaniki Kristo na Beliali? Amwi unu ekilisishe ali no mugabho ki amwi na unu atekilisishe?
Uye Kristu ane kunzwana kwei naBeriari? Kana anotenda angava nemugove wei neasingatendi?
16 Na bhulio bhungwani ki agati ya iyekalu ya Nyamuanga ne chisusano? Kwo kubha eswe ni yekalu ya Nyamuanga unu ali muanga, lwa kutyo Nyamuanga aikili: ati Niliyanja agati yebwe no kulibhata agati yebwe. Nilibha Nyamuanga webwe, nabho bhalibha bhanu bhani.”
Netembere yaMwari ine kutenderana kupi nezvifananidzo? Nokuti imwi muri tembere yaMwari mupenyu, Mwari sezvaakareva kuti: Ndichagara mavari, uye ndichafamba pakati pavo; ndichavawo Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.
17 Kulwejo, “Musoke agati, yebwe mwaukane nabho,” kaika Lata bhugeyi. “Mutakuniako chinu chili chijabhi, na ndibhakalibhisha emwe.
Naizvozvo budai pakati pavo mutsaurwe, anoreva Ishe, uye musabata chakasviba; iniwo ndichakugamuchirai.
18 Nikubha Esomwana kwimwe, nemwe mulibha bhana abhe chilume na bhe chiyala,” kaika Lata bhugenyi.
Uye ndichava Baba kwamuri, nemwi muchava vanakomana nevanasikana kwandiri, anoreva Ishe Wemasimbaose.