< 1 Abhakorintho 14 >

1 Mulubhega okwenda no kwenda muno ebhiyanwa ebhya mu Mwoyo, nawe kukilao muno mubhone okusosha obhulagi.
Tevererai rudo; mushuve zvikuru zvemweya, asi zvikurusa kuti muporofite.
2 Kulwo kubha mwenene unu kaika mu nyaika atakwaika na bhanu nawe kaika Nyamuanga. Kulwo kubha atalio unu kamenya kunsonga kaika emisango jinu jiselekele mu Mwoyo.
Nokuti anotaura nendimi haatauri kuvanhu, asi kuna Mwari; nokuti hakuna anomunzwa; asi mumweya anotaura zvakavanzika.
3 Mbe nawe omwene unu kasosha obhulagi, kaika na bhanu no kubhombaka, no bhasimbagilisha, no kubhasilisha.
Asi anoporofita anotaura kuvanhu kuvaka nekurudziro nenyaradzo.
4 Omwene unu kaika mu nyaika keyumbaka omwene, mbe nawe unu kasosha obhulagi kalyumbaka likanisa.
Anotaura nendimi anozvivaka iye; asi anoporofita anovaka kereke.
5 Woli enenda ati emwe bhone mwaike mu nyaika. Mbe nawe kukilao ejo jone, enenda ati musoshega obhulagi. Unu kasosha obhulagi ni mukulu kukila unu kaika mu nyaika (mbe nawe abheo owokugajula), koleleki ati likanisa libhone okumbakwa.
Ndinodawo kuti imwi mese mutaure nendimi, asi zvikuru kuti muporofite; nokuti anoporofita mukuru kune anotaura nendimi, kunze kwekuti achidudzira, kuti kereke iwane kuvakwa.
6 Mbe nawe woli, mumula wasu na bhayala bhasu, nikabhajako kwo kwaika kwa inyaika yo lulimi lundi, okubhakomesha chinuki emwe? Nitakutula, atali enaika nemwe mu njila yo kuswelulilwa amwi mu njila yo bhengeso, amwi mu bhulagi, amwi mu njila ya ameigisho.
Asi ikozvino, hama, kana ndichiuya kwamuri ndichitaura nendimi, ndichakubatsirai nei, kunze kwekuti ndichitaura nemwi kana muchakazarurwa, kana muruzivo, kana muchiporofita, kana mudzidziso?
7 Ikabha ebhinu bhinu bhitana bhuanga lwo lukuli amwi litungu bhikalema okusosha obhulaka bhunu bhutasikene, ebhumenyekana atiki ati chinu ni chinu-ki chinu echenywa?
Zvakadaro zvinhu zvisina upenyu zvinorira, kana nyere, kana rudimbwa, kana zvisingapi musiyano pamaririro, zvingazikanwa sei chinoridzwa nenyere kana kuridzwa rudimbwa?
8 Kulwo kubha ikabha linyawegona likasosha obhulaka bhunu bhutakumenyekana, okulubhana naki omunu kamenya ati omwana gunu nigwo kwiikanya lilemo?
Nokutiwo kana hwamanda ichipa maungira asinganzwisisiki, ndiani angazvigadzira hondo?
9 Nkokutyo nemwe. Mukasosha kwo lulimi omusango gunu gutali abhwelu, ni kulubhana naki omunu kamenya chinu omwaika? Omutula okubha nimwaika, mbe nawe atalio unu katula okubhelelwa.
Saizvozvowo imwi, kana musingapi nerurimi shoko rakareruka kunzwisiswa, zvinotaurwa zvichazikanwa sei? Nokuti muchava vanotaura kumhepo.
10 Kutaliwo kwitimata ati jilio inyaika nyafu mu ndimi nyafu-nyafu muchalo, na italio nolwo imwi inu itana nsonga.
Ariko, kana zvingaitika, manzwi ane marudzi mazhinji zvakadai panyika asi hakuna rimwe risingarevi chinhu.
11 Mbe nawe alabha nitakumenya nsonga ya jinyaka, enibha mugenyi ku mwene ku unu kaika, na unu kaika kabha mugenyi kwanye.
Naizvozvo kana ndisingazivi zvinoreva inzwi, ndichava munhu werumwe rurimi kune anotaura, neanotaura munhu werumwe rurimi kwandiri.
12 Nikwo kutyo nemwe. Kulwo kubha mukenele muno okulola okubhulisibhwa okwa Mwoyo, mwende ati mwongeshe muno okulyumbaka likanisa.
Zvakadaro nemwi, sezvamunoshingairira zvipo zveMweya, tsvakai kuti mupfuurise pakuvaka kereke.
13 kwibhyo, unu kaika kwa jinyaika na nasabhwe koleleki ayanwe okugajula.
Naizvozvo anotaura nendimi ngaanyengetere kuti adudzire.
14 Kulwo kubha nikasabhwa mu nyaika, omwoyo gwani one ogusabhwa, mbe nawe obhwenge bhwani bhitana matwasho.
Nokuti kana ndichinyengetera nendimi, mweya wangu unonyengetera, asi fungwa dzangu hadzina chibereko.
15 Nikole-ki? Enisabhwa kwo Mwoyo gwani, mbe nawe one enisabhwa kwo bhwenge bhwani. Enimba kwo Mwoyo gwani, na enimba kwo bhwenge bhwani one.
Zvino chii? Ndichanyengetera nemweya, uye ndichanyengetera nefungwawo; ndichaimba nemweya, uye ndichaimba nefungwawo.
16 Kujindi jone, ukamukuya Nyamuanga kwo Mwoyo, omwene unu ali mugenyi ketabhwa atiki “Amina” Anu ousosha isime, na akabha atakujimenya jinu owaika?
Kana zvisakadaro, kana uchivonga nemweya, uyo agere pachigaro cheasina kudzidza achati Ameni sei pakuvonga kwako, zvaasingazivi chaunotaura?
17 Kulwo kubha ni chimali ati awe wasima kisi, mbe nawe oundi uliya atakumbakwa.
Nokuti zvirokwazvo iwe unovonga zvakanaka, asi umwe haavakwi.
18 Enimusima Nyamuanga kulwo kubha enaika mu nyaika nyafu kukila nemwe bhone.
Ndinovonga Mwari wangu, kuti ndinotaura nendimi kupfuura imwi mese;
19 Mbe nawe mwikanisa ni akili naike misango etanu kwo bhumenyi bhwani koleleki nibhone okubheigisha abhandi, kukila okwaika misango bhiumbi ekumi mu nyaika.
asi mukereke ndinoda kutaura mashoko mashanu nefungwa dzangu, kuti ndidzidzise vamwewo, pamashoko zvuru gumi nendimi.
20 Bhamula bhasu na bhayala bhasu, mwasiga kubha bhana bhatoto mu kwiganilisha kwemwe. Amwi nejo, okulubhana no bhunyamuke, nimubhe lwa bhana abhalela. Mbe nawe mu kwiganilisha kwemwe mubhee bhanu bhakulu.
Hama, musava vana pafungwa; asi pazvakaipa muve vacheche, asi pakuziva muve vakuru.
21 Jandikilwe mu bhilagilo ati, “Mu bhanu bha nyaika indi na mu minwa eja bhagenyi nilwaika na bhanu bhanu. Nolwo kutyo bhatalinyungwa,” kaika Latabhugenyi.
Pamurairo pakanyorwa kuti: Nedzimwe ndimi uye neimwe miromo ndichataura kurudzi urwu; kunyange zvakadaro havangandinzwi, anoreva Ishe.
22 Kwibhyo, jindimi ja jinyaika ni chibhalikisho, mbe nawe atali kubhanu bhekilisishe, nawe ku bhanu bhatekilisishe. Mbe nawe okusosha obhulagi ni chibhalikisho, atali ku bhanu bhatekilisishe, nawe ni ingulu yebhwe ya bhanu bhekilisishe.
Naizvozvo ndimi ndedzechiratidzo, kwete kune vanotenda, asi kune vasingatendi; asi chiporofita hachisi chevasingatendi, asi chevanotenda.
23 Mbe, likabha likanisa lyona likofyanyishe amwi na bhona nibhaika mu nyaika indi, bhagenyi na bhanu bhatekilisishe one bhengiyemo, angu bhatakutula okwaika ati bhanu ni bhasasi?
Naizvozvo kana kereke yese yaungana panzvimbo imwe, vese ndokutaura nendimi, vasina kudzidza kana vasina rutendo vakapinda, havati munopenga here?
24 Mbe nawe akabha bhona nimusosha obhulagi na unu atekilisishe amwi mugenyi engiyemo, kakongibhwa nejo kongwa. kalamulwa nejo ejaikwa.
Asi kana vese vakaporofita, umwe asingatendi kana asina kudzidza ndokupinda, achatsiurwa nevese, aongororwe nevese;
25 Jimbisike jo Mwoyo gwaye jakasuluywe. Mukubhonekana kwaye, akaguye bhwifumbike no kumulamya Nyamuanga. Na akekilisishe ati Nyamuanga ali agati yemwe.
uye saizvozvo zvakavanzika zvemoyo wake zvinoratidzwa; saizvozvowo achawa nechiso achinamata Mwari, nekupupura kuti Mwari ari pakati penyu zvirokwazvo.
26 Woli ni chinuki chinu echilubha, bhamula na bhayala bhasu? Ungwa mukabhuga- ngana amwi, bhuli umwi ali no lwimbo lwo kusilisha, anameigisho, ano kuswelulilwa, ali no lulimi lundi, amwi okugajula. Nimukole bhuli chinu koleleki ati mulyumbake likanisa.
Zvino chii, hama? Pega-pega pamunoungana, umwe neumwe wenyu ane pisarema, ane dzidziso, ane ndimi, ane chakazarurwa, ane dudziro. Zvinhu zvese ngazviitirwe kuvaka.
27 Alabha wone wine kaika mu lulimi lundi, bhabheo bhanu bhabhili amwi bhasatu, na bhuli umwi nibhabhalanwa. No munu ni bhusi-bhusi agajule chinu echaikwa.
Kana umwe achitaura nendimi ngazviitwe nevaviri, kana varege kupfuura vatatu, uye vachiravana, neumwe ngaadudzire.
28 Mbe nawe alabha atalio munu wo kugajula, mbe bhuli umwi webhwe enyanje ajibhile jibhi mwikanisa. Mbe bhuli umwi aike enyele-la na ku Nyamuanga.
Asi kana pasina mududziri, ngaanyarare mukereke; uye ngaataure kwaari nekuna Mwari.
29 Na bhalagi bhabhili amwi bhasatu bhaike, na abhandi bhategeleshe no kusombokelwa chinu chaikwa.
Vaporofitawo ngavataure vaviri kana vatatu, nevamwe ngavatonge.
30 Mbe nawe unu enyanjile no kuswelulilwa no musango mu bhufulubhendi, unu saga naika najibhile.
Asi kana zvakazarurirwa umwe agerepo, wekutanga ngaanyarare.
31 Kulwo kubha bhuli umwi wemwe katula okusosha obhulagi oumwi akamala oundi nalubha koleleki ati bhuli umwi atule okwiigila na bhone bhatule okusimbagilisibhwa.
Nokuti mese mungaporofita umwe-umwe, kuti vese vadzidze, uye vese vakurudzirwe;
32 Kulwo kubha emyoyo ja bhalagi jili emwalo yo bhwangalisi bhwa abhalagi.
nemweya yevaporofita inozviisa pasi pevaporofita.
33 Kulwo kubha Nyamuanga atali Nyamuanga wo bhunyamuke, mbe nawe wo mulembe. Lwakutyo jili mu mwikanisa gona aga bhekilisha,
Nokuti Mwari haasi wenyonga-nyonga, asi werugare, sapamakereke ese evatsvene.
34 kubheile abhagasi bhenyanje mukanisa nibhajibhila jibhi. Kulwo kubha bhatakwikilisibhwa okwaika. Amwi nejo, kubheile bhabhe bhololo, lwa kutyo one ebhilagilo ebhyaika.
Vanhukadzi venyu ngavanyarare mumakereke; nokuti havatenderwi kutaura; asi kuzviisa pasi, sezvinorevawo murairo.
35 Alabha chilio chone chone chinu abhenda okwiigila, mbe nibhabhabhushe abhalume bhebhwe ika. Kulwo kubha ni nswalo omugasi okuloma mwikanisa.
Kana vachidawo kudzidza chinhu, ngavabvunze varume vavo kumba; nokuti chinyadzo kumunhukadzi kutaura mukereke.
36 Angu omusango gwa Nyamuanga gusokele kwemwe? Nangu gubhakingiye emwe-la?
Ko shoko raMwari rakabva kwamuri here? Kana rakasvika kwamuri mega here?
37 Nolwo omunu akelola ati ni mulagi amwi we chinyamwoyo, jimwiile ajimenye emisango jinu enibhandikila ati ni malagililo aga Latabhugenyi.
Kana munhu achifunga kuti muporofita kana wemweya, ngaatende zvinhu zvandinonyora kwamuri, kuti mirairo yaIshe.
38 Mbe nawe akalema okumenya jinu, mumusige abhao.
Asi kana munhu asingazivi, ngaave asingazivi.
39 Kwibhyo woli, bhamula na bhayala bhasu, mwende muno okusosha obhulagi, na mwasiga kumuganya munu wone wone unu kaika kwa jindimi ejindi.
Naizvozvo, hama, shingairirai kuporofita, musingadzivisi kutaura nendimi.
40 Mbe nawe emisango jone jikoleke kwo bhwekisi na kwo bhwiti.
Zvinhu zvese ngazviitwe nemutoo wakafanira uye zvichitevedzana.

< 1 Abhakorintho 14 >